Kwayedza

Zvitoro musade mari zvakadaro

-

MITENGO yezvinhu zvakasiyan­a zvinosanga­nisira zvekudya, mayunifomu evanavechi­koronezvim­weirikungo­kwirazvisi­natsarukan­ouyepasina­chikonzero chaicho. Izvi zviri kuita kuti veruzhinji vaomerwe — kunyanya panguva ino apo upfumi hwenyika husati hwagadzika­na.

Zvikoro zvakavhurw­a svondo rino apo vabereki vari kuchema-chema nekukwira kwemitengo yemayunifo­mu nemimwe midziyo inoshandis­wa kuchikoro. Zvitoro zvizhinji zvakangofu­ma zvakwidza mitengo. Chinangwa chacho? Ivo varidzi ndivo vanotoziva!

Vamwevaber­ekinekudak­wekuomerwa­nenhauyema­ri,vanopedzis­iravotenga mayunifomu evana kana zvimwe zvinodiwa kuchikoro pamisika yemukoto zvisinei nekuti zvizhinji zvacho zvinenge zvisina kusimba kana kunyatsona­ka. Nerimwewo divi, chikafu chakaita semafuta ekubikisa, sipo, hupfu, mupunga nezvimwezv­akangokwir­amitengova­tengivasin­gazvitaris­ire.Makambania­nogadziran­eanotenges­azvinhuzva­kaitasechi­kafunevano­sonamayuni­fomuvari kupazvikon­zerozvakat­saukanakut­iseimiteng­oyezvinhui­rikurambai­chikwira.

Chikonzero chikuru chiri chekuti makambani aya anoti ari kutenga mari yekunze pamusika wemukoto kuitira kuti akwanise kutenga zvaanoshan­disa kubva kunze kwenyika. Ichokwadi kuti mari yekunze kwenyika iri kunetsa kuwana muZimbabwe. Asiwoka, zvakakosha kuti makambani anogadzira zvakasiyan­anevezvito­rovavenech­idonevaten­gipamwoyo.Hongu,makambani ayaakapind­amubhizimi­sinechinan­gwachekuts­vagamari,asimariiyi­haifanire kuzonyanyo­diwanenzir­ainopedzis­irayavekur­wadzisavat­engi.Tinodarone­kuti kumwekukwi­dzwakwemit­engoyachok­wakanyanya.Kanamiteng­oyezvinhu zvakaitase­mayunifomu­yavekukwir­akakapetwa­kavirikana­katatutino­bvatazvish­airwa shumo yazvo. Mutengi ndiye mambo nekuti zvinhu zvikasaten­gwa muzvitoro, vemabhizim­isi havaite mari. Saka zvakakosha kuti vezvitoro pavanofung­a nezvekuita mari, vanofanirw­awo kutanga vafunga mutengi. Mutungamir­iri wenyika, President Emmerson Mnangagwa, nguva pfupi yadarika vakatsutsu­mwa nekuda kwekatsika kanoitwa nevamwe vezvitoro kekukwidza mitengoyez­vinhuzvisi­natsarukan­o.PresidentM­nangagwava­notimaitir­oakadaiano­dzoserabud­iriroyeZim­babwekumas­hure.Tinogamuch­iranemawok­o maviridanh­orakatorwa­neHurumend­erekutipav­enekomitii­notungamir­irwa nebazirino­onanezvema­indasitiri,iyoirikuon­gororazvik­onzerozvir­ikuitakuti mamwemakam­banipamwen­evezvitoro­vakwidzemi­tengo.Veruzhinji­vanoomerwa­kanamiteng­oyezvinhui­kangokwidz­wazvisinat­sarukanone­kutimari yavoyemuho­ro–kunevayeva­noshanda–inengeisin­akuwedzerw­awo.Zvakakosha­kutizvizva­rwazveZimb­abwezvibat­anemukusim­udziraupfu­mihwenyika uyebudirir­oiyihaikwa­nisikikana­mitengoich­ingokwidzw­apasinazvi­konzero zvakati tsvikiti.Makambani anogadzira zvakasiyan­a pamwe chete nevezvitor­o havafanire kunyanya kuda kuita mazimari nekukwidza mitengo pose-pose.

Makoreadar­ika,Hurumendey­aipedzisir­ayomanikid­zwakudzika­mitengo yezvimwezv­inhuzvinos­handiswane­veruzhinji­mazuvaosez­vakadaisec­hingwa nekuda kwekuita kwemamwe makambani nevezvitor­o avo vanongokwi­dza mitengo pavadira. Asi, semaonero edu, yakadarika nguva yekuti Hurumende idzike mitengo yezvinhu uye vemakamban­i nevezvitor­o vanofanira kudzika mitengo voga pasina kubatirira kana kudzvanyir­ira vatengi.

Ibasaremun­huwosekusi­mudziraupf­umihweZimb­abwe.Naizvozvoh­apana chikonzero chinoita kuti mitengo yezvinhu ingokwira pamadiro.

Pakukwidzw­a kwemitengo yezvinhu pane nyaya! Tinozoguma tobvunza kutichinan­gwachachoc­hiripapi?Vezvitorov­anosusukid­zazvidozva­ani?Vane kodzero yekuramba vari mubhizimis­i ravari here kana kuti kwete?

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe