Kwayedza

JAYA ‘ROCHATA’ NENGURUVE

-

ku fun ga ku tia nez va aka it ana yo .”

Mai Ma sh az hike vanotizv aka it wan emuko man au yukunguruv­e yavo zvinovasha­misa zvikuru.

“Chokwadi kuita nguruve mukadzi sezvinonzi vakadzi vapera? Itai kuti vana ava vapote vachienda kumachechi. Chaanoshay­a chii pakuchiva nguruve? Zvino ichadyiwa naniko nyama yacho kana tikaiuraya?

“Anonzi ha ana kan a mu si kan a anozivikan­wa muno, kureva kuti upenyu hwake anopedzera shungu kumhuka. Panofanirw­a kunge paine zvakawanda izvo anoita asingabatw­e.

“Nguruve idzi takatenger­a mwana wedu mukomana kuti awane chekuzviri­ritira nacho,” vanodaro. Mwanakoman­a wavo anova muridzi wenguruve idzi, Prophet Roy Mashazhike (22), anoti zvakaitwa naJames zvinorwadz­a. “Nguruve idzi dzingadai dzawanda, zvino hatichaziv­a kuti kusabereka vana vakawanda chikonzero chacho chii, mabasa emukomana uyu here?

“Kana mapurisa nevebazi reDepartme­nt of Veterinary Servicesva­p ed zakuf er ef et any ayaiyi, nguruve iyi ndichaiura­ya, nyama yacho ndopisa kana kupa vanoda kuidya zvavo,” anodaro.

A not ia nod a kuti James a sung wesezvoa chin zip aka itik any a ya iyi akabva atiza pamba pavo uye va b erek iv a kev a no ti ha vaz ive kw a ari. Mbuya va James, Mai Annah Jonasi(60)—vanovaamai­vaamai va ke—v a not imusiuyu,muko man auyuak ab va pam ban emu nin’i na wake, n do ku end a ku tau nd is hi pi ye kw aM us iiwaukov aid a kunogarira gore idzva.

“James akabva pamba nemunin’ina wake William Chikange (17) husiku vachienda kw aM us iiwa.Zvakazoi ti kaikoko handiz- viz ive. Nd akazong oona Mu rehwa ouya husiku achiti abata James achisherek­eta nenguruve yavo ini zvika ton dish am is a ,” vanodaro MaiJonasi. Am a iv aJames,Kawi le Swa lee (45), van onzi va inge va si po pam us hap aka itik any ayaiyisezv­o vave kugara paMusiiwa.

“Ch and aka on ainim buy avake kukuvara kwaakaita pagotsi rake ne kudakwek ur ohwauko aka it wan echidh in ha. Nd akaz on go mus hay a pa no, handizive kwaari uy eb ab av em wan auyuvak as hay a kare apo takauya muno tichibva kuShamva Gold Mine,” vanodaro Mai Jonasi. Vanotizve James munhu anonwa doro nekuputa mbanje, nekudaro havazive kuti zvaakaita izvi zvakakonze­rwa ne kud ha kw a here kan a ku tiz vine che ku it an em is hong aye chi vanhu.

“Ku bas a kw a an os hand an emarori kupurazi rekwaSusum­ani kune vakaenda vachimutar­isa vakanomush­aya saka hatizive kwaari,” vanodaro.

Uyuwo William anotimuko ma wake akamusiya kwaMusiiwa ac hidzokaoga­k um ba a po anonzi ndipo paakananga ku dang are nguruveuko­a kan o po rom oramh os van eng uruv eye var idzi.

“James akatisiya kutaundish­ipi achidzoka kumba husiku. N di pop at akazonzwa ku tia wa niki dzwaa chi it az va aka it an en- guruveyek wan a Mu rehwa. Ti noraramui mb aim we che tea si kan a achibuda achienda kunguruve uku hapana zvatinoziv­a,” anodaro William. Romeo Gramme, uyo anova shamwari yaJames iyo ya a ivan a yo musiuyu, ha ana ku onek wan eK way ed zakut ia tau rewo z va an oz iv a pam us or open ya yaiyi.

Vamwe ambuya vaJames, Ma ga rate War at a (68), va not iv a per er wan ekudakwec hi itikoic hi.

“Ndanyadzis­wa munyika muno nekuda kwenyaya iyi, ‘kuchata’ nenguruve here? Akaroyiwa chete mwana uyu,” vanodaro Mbuya Warata.

Va no ti ha vaz ive ku timuzu ku ru wavo akabatwa nemweya rudzii sezvo va chip ind ac he chi ye chi Mos lem. Sahwi raw a James, Remember Chikwan ha (21), anotiw oak av hun du kane kudak wen ya yaiyi.

Mai Alice Madzivanzi­ra Tapfuma (63) vanoti zvakaitwa naJames zvinonyadz­isa zvikuru.

Sabhuku Chandaveng­erwa — VaRums Kwaramba — havana kuonekwa neKwayedza kuti vape maonero avo panyaya iyi.

Asi Sadunhu Chikosha, VaElisha Chidziva (64), vanoti nyaya yemhando iyi yava yechipiri mudunhu ravo sezvo gore rakapera paine mumwe mukomana wechidika zvakare, uyo akawanikid­zwa achishinha nedhongi.

“Handizive kuti vana vemuno vapindwa neiko, mumwe akarara nedhongi akabvuma mhosva yake, nhasi mumwe ashereketa nenguruve. Zvino mvura in gan aye here?Uyu tic ha mus h ev ed zakud are re du tom up a ch iran go chekuita chipini mudunhu.

“Chokwadi toita varoora vemadhongi nenguruve here asi vasikana vazere? Nguruve iyi hand i di ku iona mudunh um angu, ngai ur aiwek ana pane anoi dan ga au yea it orezvake ,” vanodaro.

Mutauriri wemapurisa kudunhu reMashonal­and Central, Assistant Inspector Petros Masikati, vanoti vanoda nguva ye ku ts va ga ma f am biro en ya yaiyi.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe