Tishamwaridzane
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.
MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1 uye ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 40. Anoda ngaandibate pa0776 858 707.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvagawo musikana wekufambidzana naye ane makore 19 zvichidzika, akavimbika, akanaka, akadzikama uye achigara muHarare. Ngaandibate pa0776 764 280.
******
Ndini Francis Pazara, ndine makore 46 uye ndinodawo mudzimai wekuroora. Ngaave ane makore 30 kusvika 46. Ndinogara kuZhombe. Andifarira ngaandibate pa0782 461 326.
******
Ndine makore 32 uye ndinodawo musikana wokushamwaridzana naye ane makore 20 - 26. Nhare yangu 0771 271 885.
******
Ndingafare mukabuditsawo tsamba yangu, ndiri mudzimai ane makore 30 ekuberekwa nevana vatatu. Ndinozvishandira uye ndinotsvakawo murume wokuroorwa naye. Nhare yangu 0779 353 316.
******
Makadii? Ndiri Mukomana ane 22 Ndinodawo musikana ane makore 19 zvichidzika ari wemuHarare. Ngaave achiri mhandara uye ari pachokwadi. Ini ndinoshanda uye ndiri muHarare. Nhare yangu 0783 951 606.
******
Makadii vechirongwa chino? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvakawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 20 zvichidzika. Nhare yangu 0736 622 892.
******
Tishamwaridzane makadini? Ndiri murume ane makore 43, ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ari serious. Anotya Mwari ane makore 33 zvichidzika ngaandibate pa0779 206 210.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 25 nemwana mumwe chete. Ndinoda murume ane makore 25 kusvika 35 ari HIV negative. Nhare yangu 0735 764 452.
******
Makadii veKwayedza? Ende makanyanya, mukawedzera pananaZobha apo munenge matove ku2020. - NdiPanashe, 0775 367 297.
******
Makadini veKwayedza? Ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 36, ini ndine makore 26 nevana 3. Ndoda ari pachokwadi kwete varume vevanhu. Andifarira ndibate pa0737 219 074.
******
Ndiri mukadzi ane makore 37, ndiri HIV positive. Ndine mwana 1, andifarira ngaandibate pa0784 840 281.
******
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinodawo musikana ane makore 18-22 ari muHarare. Asina chirwere nhare yangu 0738 109 912.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 41, ndoda murume ane makore 45 - 55. Zvizhinji tozotaura, nhare yangu 0771 039 336.
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 25 nemwana 1, ndiri kutsvagawo mukadzi mutsvuku ane mwana wake. Andida ngandibate pa0713 247 323.
******
VeKwayedza ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvaga musikana ane makore 18 zvichidzika.
Ndinoshanda, vanoda nhare yangu 0782 699 295.
******
Makadii? Ini ndiri mukomana munaku ane makore 21 okuberekwa uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 chete. Ngaave akanaka asiri pamushonga, asati aziva mukomana uye anoda mwari. Ndinoshanda, ari pachokwadi andifarira ngaandibate pa0774 935 219.
******
Ndiri mukomana ane makore 26 ndodawo musikana akanaka. Nhare yangu 0736 601 036.
******
Ndiri mukadzi ane makore 37 nevana 2, handisi pamushonga uye ndinodawo murume asiri pamushonga ane makore 40 kusvika 50. Ngaave anoshanda, andifarira ngaandibate pa0775 806 443.
******
Ndiri murume ane makore makumi matatu nemapfumbamwe. Ndinotsvagawo mukadzi anodawo zvemba akadzikama anotya mwari. Ane makore makumi maviri nemashanu zvichikwira anoda ngaandibate pa0715 001 763.
******
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana vaviri, ndinodawo murume ane vana vaviri anoshanda. Andifarira ngaandibate pa0783 715 348, ndiri pamushonga.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 22, ndinoda mukoma ane makore 27 kusvika 29 asi ngaave anoenda kuchechi anotya Mwari. Anopinda chechi yeAFM kana Zaoga ngaandibate pa0735 997 300.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 27, ndinotsvaga murume ane makore 30 kusvika 40 ari pachokwadi. Ngaave anoshanda ane vana 2 kusvika 4. Ini ndine vana 2, nhare yangu 0779 623 523.
******
Ndiri musikana ane makore 20 ndotsvaga mukomana ane makore 21 anoshanda asiri pamapiritsi. Anoda ngaandibate pa0785 344 934.
****** Makadii? Ndiri murume ane makore 36
nevana2. Ndiri kutsvagawo mudzimai anoda zvemba, ane makore 30-40 asina chirwere. Chero ane vana vake, ane mari dzake. Andidawo ngaandibate panhamba dzinoti 0771 142 287.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ndotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 asina HIV. Nhare yangu 0736 105 629.
****** Makadiyi? Ndiri murume ane makore 29, HIV positive uye ndinodawo musikana mhandara yakazara. Nhare yangu 0776 645 129.
******
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndakambonyorera kchirongwa chino ndikawana aiva nemukadzi wake. Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vatatu. Andifarirawo ngaandifonerewo pa0783 156 062.
****** Makadiiko veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 40 ekuberekwa ndinotsvaga mudzimai akatendeka asina chirwere ane makore 35 zvichidzika. Anoda nhare yangu 0778 443 080.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 38, ndakaberekerwa muchechi uye handina kumbonwa doro kana kuputa fodya upenyu hwangu hwose. Changu kunamata chete, ndinoshanda mubato wemaoko. Handina chirwere, dai maindiwanirawo mudzimai ane makore 18 kusvika 30 akavimbika seni. Ndingafara ndikawana asiri tsotsi kana mukadzi wemunhu kana pfambi. Anonamata, anotya Mwari ngaandibate pa0716 630 175.
****** Munofara here veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 17 ndinotsvagawo shamwari (penpals) dzechisikana kana dzechikomana ndinogara kwaMutare. Vanoda ndibatei pa0782 504 357.
****** Makadini veChirongwa? Ini ndiri murume ane makore 40. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 34 zvichidzika ane mwana 1 kana 2, Andifarira ndibate pa0779 299 131.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane
makore 31 nevana 2, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi. Kutangawo kunyorera kuchirongwa chino, andifarira nhare dzangu 0737 482 047.
******
Makadii? Ndiri musikana ane makore 18. Ndinotsvagawo mukomana ane makore 20 kusvika
24. Andifarira nhare dzangu idzo 0771 435 979.
****** Makadii? Ndiri musikana ane makore 20 nemwana mumwe chete. Ndodawo murume ane makore 22 - 26 asina chirwere. Nhare yangu 0779 379 438. ******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinodawo musikana ane makore 18. Handisi pachirongwa vanoda kundibata ngavafone pa0777 167 535.
******
Makadii henyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45, ndinotsvakawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi kubva pamakore 30 kusvika 40. Anondibata pa0737 506 629.
******
Ndine makore 31 uye ndinotsvaka musikana ane makore asingapfuuri 27 ari pachokwadi asiri pamushonga. Nhare yangu 0774 834 607.
******
Veduwe ndiburitseiwo ndaneta nekunyorera, hamusi kuda kundiburitsa. Ndiri mukadzi ane vana vaviri uye ndinotsvagawo murume asina mukadzi ane vana vakewo. Ndinoshanda saka ndinoda anoshandawo tichibatsirana asi varume vevanhu musafona henyu kana matsotsi kweteba. Nhare yangu 0716 435 675.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 48 nevana vatatu, ndiri HIV positive. Ndinodawo murume ari positive ane makore 50 - 70. Andifarira ndibate pa0772 226 154.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvagawo musikana wekufambidzana naye ane makore 19 zvichidzika. Akavimbika, akanaka, akadzikama uye achigara muHarare ngaandibate pa0776 764 280.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ari kutsvagawo mukomana ane makore 20 zvichikwira kwete vari pakutamba nemurume wemunhu. Ngaave anonamata asiri pachirongwa. Ada nezvangu nhare dzangu idzo 0717 533 295.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 18 ndinoda mukomana anoda zvemba ane makore 23 kusvika 25. Ndiri HIV negative, anondida ngaandibate pa0713 398 708.
******
Makadi veTishamwaridzane? Ndiri musikana ane makore 22, ndiri mudhafu uye ndinoda mukomana ane makore 24 kusvika 28 wekuwadzana naye. Anoda nezvangu ngaandibate pa0778 725 759 matext chete kana kufona.
******
Ndiri murume ane makore 33, ndinobva kuBindura uye ndinotsvagawo mukadzi anoda zvekumusha ane makore 26 - 29 asina mwana. Ndinoita mabasa emawoko asi handidi vakadzi vevanhu nekuti ndakambonetswa nevakaroorwa. Ndibatei pa0774 346 599.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri musikana ane makore 25, ndinotsvagawo mukomana wekufambidzanawo naye ane fundo yake mutsvuku ari murefu. Anotya mwari andida anondibata pa0735 728 760.