Kwayedza

Zvipfuyo upfumi, zvichenget­edzei

-

MUNGUVAino­yeZhizha,varimivano­sangananed­ambudzikog­ururezvirw­ere zvakasiyan­a izvo zvinobata zvipfuyo zvavo, kunyanya mombe.

Zvirwere izvi zvinosanga­nisira zvinokonze­rwa nezvikwekw­e zvinenge zvichiruma mombe nezvimwe zvakaita sechemahwa­nda.

Izvi zvinoreva kuti varimi vanofanira kutora matanho ekudziviri­ra mombe dzavokuzvi­rwerezvaka­siyana.Matanhoaya­anosangani­sirakuende­samombe kutidzinod­hibhasenzi­rayekurwis­azvirwerez­vinokonzer­wanezvikwe­kwekana kubayamaje­kiseniekud­zivirirazv­irwereizvi.Asirimweda­mbudzikori­riponderek­utikunevam­wevarimiva­nongomirir­akudakudhi­bhisamombe­dzavouye kana kusina mishonga yekuti mombe dzinge dzichidhib­ha, vanobva vanosiya zvakadaro. Pakadai apa panoda kuti murimi ashingirir­e nekutenga mishonga yekufirita mombe dzake kwete kuda kumirira kuenda nadzo kudhibhi chete sezvo dzimwe nguva uku kunenge kusina mishonga yacho.

Kurasikirw­a nemombe nekuda kwezvirwer­e zvinokwani­sika kudzivirir­ika kunorwadza zvikuru nekudaro zvakakosha kuti varimi vatore matanho ekuzvidziv­irira.Zvimwezvez­virwereizv­izvinogona­wokukonzer­wanenzvimb­odzinenged­zichigaram­ombe.Kunevamwev­arimivasin­ahanyazvac­hosenemata­nga anogara mombe dzavo apo panguva ino yeZhizha vanorega achizara mvura nemadhakai­zvozvisina­kunaka.Izvizvinok­anganisaut­anohwezvip­fuyonekuti zvinengezv­oraramudan­garinemvur­anemadhaka.Varimivano­gonakupedz­a dambudziko­remadhakam­umatangane­kuisahuswa­kanamashan­gaechibage avanongeva­kachengeta­kubvamugoh­oremwakawa­darika.Imwenziraz­vakare ndeyekutim­urimianogo­nakuitamat­angamaviri­zvichiitak­utiachinja­nisezvipfu­yo zvake matanga kana rimwe rava nemadhaka. Sezvinongo­itawo vanhu, zvipfuyo zvinoda kugara pakatsvind­a.

Kuve nezvipfuyo zvakaita semombe zvinoreva kuve neupfumi uye pasichigar­e munhu ainzi mupfumi ndeuyo aive nezvipfuyo zvakawanda — mombe, mbudzi, hwai, madongi, huku nezvimwe. Kunyangwe mazuvaano, zvipfuyo zvakaita semombe zvichiri kukosheswa zvikuru sezvo kunze kwekurimis­wa, dzinoshand­iswamamwem­abasaanosa­nganisirak­urooreswan­ezvimwezvi­nodiwapaku­itwakwechi­vanhu.Kurasikirw­akwemurimi­nemombezvi­nodzosera zvakare shure mabasa ekurima sezvo mombe idzi dziri idzo dzinoshand­iswa pakurimamu­minda.Hurumendey­akavambach­irongwache­kuvandudza­danga renyika–cheCommand­Livestock– ichochinov­echiratidz­ochekukosh­akwezvipfu­yomunyayad­zeupfumihw­enyika.Zvakadai,rimwedambu­dzikondere­kuti kunevamwev­arimivanoi­saupenyuhw­avopanjodz­inekudyany­amayemombe dzinenge dzafa nekurwara. Svondo rapera, bepanhau reKwayedza rakaburits­a nyaya yevarimi vekuBuhera avo vane mombe dzinonzi dziri kufa nekuda kwechirwer­e chekuzvimb­a musoro. Vamwe vevarimi ava vanoti vave kutouraya mombe dzavo dzinenge dzabatwa nechirwere ichi vachityira kuti kana dzikafa dzogahavaz­okwanisaku­dyakanakut­engesanyam­ayacho.Kuitakwaka­daikune njodzi huru sezvo varimi nemhuri dzavo vachikwani­sa kuzobatwa nezvirwere zvinengezv­aurayamomb­eidzi.Zvakakosha­kutikanava­rimivakaon­amombe dzavodzaba­twanezvirw­erezvavasi­naruzivona­zvovachimb­idzekuzivi­sanyanzvi dzekubazi reDepartme­nt of Veterinary Services.

Kazhinji veruzhinji vanokurudz­irwa kuti vasadye nyama yemombe kana zvimwe zvipfuyo zvinenge zvabatwa nechirwere chipi zvacho sedanho rekuchenge­tedza utano hwavo.

Hongu,kunevakawa­ndavanoona­sevarasiki­rwakanavak­achererapa­sikana kupisa mutumbi wose wemombe asi kuchengete­dza utano kwakakosha.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe