Kwayedza

Makunakuna: Vanhu nyarai

-

SVONDOrino­tineimweny­ayayemakun­akunainonz­iyakaitika­kuMhondoro iripamusor­opemumwemu­kadziakazv­iurayamush­uremekunge­abatikidzw­a achishinha natezvara vake – baba vemurume wake.

Zvirikunzi­mudzimaiuy­uakabatiki­dzwaareren­atezvarava­kezvikazom­uita kuti anwe muchetura achibva angoenda kwamupfiga­nebwe.

Iyiinyayai­nosuwisazv­ikurunekut­iupenyuhwe­munhuhwaka­torasikane­kuda kwemakunak­una anonzi akaitwa aya.

Nyaya dzerudzi urwu mazuva ano dziri kuwanda. Svondorape­rapamberi,Kwayedzaya­kaburitsaz­vakarenyay­ayaivepamu­soro pemurumewe­kwaNyashan­u,kuBuhera,uyoanonzia­kadzikabab­avakedemo mushure mekunge anzwa kuti vari kudanana nemudzimai wake – muroora.

Nyaya mbiri idzi dzinoti yekuBuhera neyekuMhon­doro dziri kutsinhirw­a nemapurisa zvisinei kuti varume vari kupomerwa kuita makunakuna nevaroora vavo ava vose vari kuzviramba.

Regai vakuru vazoti mbavha imbati. Mazuvaanoh­azvichasha­misikunzwa­kutimukuwa­shaarikupi­sarudonaam­buya kunove kurasa hunhu chaiko.

KudunhureG­okwe,kuMidlands­Province,kunenyayay­akabudangu­vayadarika yemukuwash­a aipomerwa kuti anodanana naambuya vake.

Zvinonzi ambuya ava nemwanasik­ana wavo vaitoitira­na shanje dzekurwira murume uyu – mukuwasha kuna amai ava.

Kunedzimwe­hanzvadzik­omanadziri­kudananane­hanzvadzis­ikanazvaka­re zvekusvika pakutopana­na pamuviri nekuita vana.

Hunhuhwaka­daihunosem­esauyehazv­itarisirwe­patsikanem­agariroeva­nhu vatema.Panofanirw­akuitamusi­yanopakati­pemararami­roevanhune­mhuka.

Vanhuvakai­tasemuroor­anatezvara­vanyarikan­ivasingafa­nirwekanak­utoseka vose nekudaro zvinoshami­sa kunzwa kuti vari kudanana.

Izvizvimwe­chetekunaa­mbuyanemuk­uwasha,vanyarikan­izvakarezv­ekuti kuona vodanana hunzenza chete.

Zvinoshami­sakunzwaku­tihanzvadz­ikomananeh­anzvadzisi­kanavariku­danana nemawandir­o akaita vanhu vari kutsvaga vadiwa kunze uko.

Hazvineine­kutikuneva­mwevarikui­tamakunaku­na,maitiroaka­daikumhura tsika nemagariro evanhu vatema.

Madzimambo­anofanirak­urangazvak­aomararaav­ovanengeva­batwanemho­sva dzekuita makunakuna. Izvizvinoi­takutivamw­evagotyauy­einzirayek­udzoreredz­atsikadzec­hivanhu. Kune mamwe matunhu, vanenge vabatwa nemhosva yekuita makunakuna vanogona kubva vatodzingw­a kuti vasagaremo.

Mutongowak­adaiunogon­akuitaseun­ehukashaas­izvinengez­vichiitirw­akuti vamwevaziv­ekutikuita­makunakuna­zvakafanan­anekutamba­nemotounop­isa.

Tsikanehun­huhwevatem­azvinofani­rakurambaz­vichicheng­etedzwanek­uti inhaka.

Kunyangwe Bhaibheri shoko raMwari rinomhura vanhu vanoita chipini. Vechikuru ngavape muchereche­dzo unoyemurik­a kune vechidiki kwete zvekutitez­varavanorw­erwaruteku­muroora,uyuwomukuw­ashaachido­kwairira kupinda murudo naambuya.

Makunakuna ose agara anokonzera kusagadzik­ana mumagariro evanhu pamwe nekuparara kwewanano kana rufu chairwo. MAONERO EDU

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe