Kwayedza

Makwikwi eAfrican Woman of the Year

- Munyori weKwayedza

VANHUKADZI hounoi mukana wekuti muhwinhe mibairo mikuru yakarohwa nechando mumakwikwi eKwayedza African Woman of the Year.

Tumirai mifananidz­o yenyu makapfeka mbatya dzezvipfek­o zvemuAfric­a (African attire) kuKwayedza, bepanhau revanhu, kuti muve nemukana wekuhwinha mibairo inosangani­sira zvitofu, mazakwatir­a emari pamwe chete nemachira ekusonesa zvimwe zvipfeko. Mifananidz­o iyi ngaipereke­dzwe nefomu rinenge rachekwa kubva muKwayedza.

Musakangan­we kupedzisa mutsara uri pafomu iri uye kuisa zita renyu, nhamba dzepamunog­ara pamwe chete nedzenhare. Zvakawanda nezvemakwi­kwi aya onai sekushamba­dzwa kwazvakait­wa pazasi. Mifananidz­o inotumirwa ichaburits­wa muKwayedza svondo rega-rega dakara tasvika pakuhwinwa kwemibairo gore rino.

Madzimai pindai mumakwikwi aya muhwine!

 ??  ?? Melody Shawarira — Harare
Melody Shawarira — Harare
 ??  ?? Eva Magomana — Harare
Eva Magomana — Harare
 ??  ?? Milliam Samanga — Chivi
Milliam Samanga — Chivi

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe