Bhora mutambo
VAVERENGI, tinoda mufembere, mutiudze kuti mutambo weManchester United neLiverpool uriko kuOld Trafford uchapera sei.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weManchester City neChelsea waiveko nemusi weSvondo kuEtihad Stadium. Mumutambo uyu, Man City yakahwinha 1-0.
Makaza Simon paMangwenzi apo - Manchester City 4 Chelsea 1.
Lucky Chikwasha, Gweru Mtapa - Man City 3 Chele 0.
Richard Denhere, Murambinda - Manchester City 2 Chelsea 1.
0779 201 252 - Chele Chele 2.
Martin Kandiero, Epworth - Man City 2 Chelsea 0.
Shadreck Chigagara, Beitbridge - Manchester City 4 Chelsea 1.
Gumi, kuHighfield Manchester City 0 Chelsea 1.
Shadreck Chinyavada, Shamva - Chelsea 1 Manchester City 1.
0772 460 460 - Manchester City 0 Chelsea 0.
Phil Machekeche - Man City 2 Chelsea 0.