Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers. co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * *

MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Mavara akakanyani­swa aya anovaka mazwi anoreva chinhu. Uchishandi­sa rubatsiro rwemazwi anotsanang­ura akapihwa, ronga mavara akakanyani­swa kuti areve chinhu.

1. argaw – munhu anotya zvikuru (gwara)

2. astmi – munhu asinganzwe zvachose (matsi)

3. ndhunu – musha wemago (nhundu)

4. food – munhu asingagone muchikoro (dofo)

5. uyomir – anokuvadza vanhu vakarara nemishonga (muroyi)

* * *

ZVAKABVA KUVANA:

Irene Soko, Ayrshire Primary School, Banket – 1. gwara; 2. matsi;3. ndunhu; 4. dofo; 5. muroyi. * * *

Tiffany Mauru, Masvingo Primary School – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi. * * * Samantha Njinga, Grade 6, Tamuka Primary School – Rine manyanga hariputirw­e. * * *

Mildret, Murehwa – 1. muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * *

Onias Nyamadzavo, Dorowa – 1. gwara;

2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * * Samantha Njinga, Grade 6, Tamuka Primary School – 1 muzukuru; 2. dohwe; 3. rusero; 4. mutswi; 5. hombarume.

* * * Simbarashe Murapa, Southlea Park 1 – 1 . gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo;

5. muroyi.

* * * Tatenda Mtambalika, Beatrice High kuBeatrice – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu;

4. dofo; 5. muroyi. * * *

Makaza Judith, Mashonjowa Primary School – 1. Gwara; 2. Matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Shalom Munhenga, Chiveso Primary School, Manhenga, Bindura – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Agness Chirambare, Stoneridge Park, Harare – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Leeh Gwevere – 1. gwara; 2. matsi; 3. dhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * * Simbarashe Murapa, Southlea Park 1 – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

R. Sibanda, Mhondoro-Ngezi – 1. gwara;

2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Blessed Anderson, 7 Orange, Beledere Primary School – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

* * *

Blessing Masocha, Grade 7 Kariba Heights Primary School, Kariba – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

***

Blessing Chitsinde, Chopamba Village – 1 gwara; 2. matsi; 3. ? ; 4. dofo; 5. muroyi.

***

Yvnne Munyikwa – Tariro Academy, Hopley – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi.

***

Amos Fadzamusha, Ascot Ext, Gweru – 1. gwara; 2. matsi; 3. nundhu; 4. dofo;

5. muroyi.

*** Takemore Temba, Mt Darwin, Tsakare – 1. gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo;

5. muroyi. *** Anotidaish­e Musendekwa, Grade 6, St Joseph’s Maburutse Primary School, Buhera – 1 gwara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi. *** Tapgwanash­e M. Bango, Grade 5, Mabika Primary School, Murehwa – 1. wara; 2. matsi; 3. nhundu; 4. dofo; 5. muroyi. *** Nyasha Kandoro, Dangarendo­ve

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe