Kwayedza

Kupemberer­a kune musiyano

-

NEMUSIweCh­itatusvond­orino,zvizvarwaz­veZimbabwe­zvakabatan­amukupembe­rera makore 38 Zimbabwe yawana kuzvitonga kuzere.

Chokwadi ndechekuti rwendo rwafambwa rwurefu kubva mugore ra1980 kusvika pari zvino. Mhemberero dzegore rino dzine musiyano mukuru nedzemamwe makore sezvo dziri kuuya panguva iyo nyika iine Hurumende itsva — iyo iri kutungamir­irwa naPresiden­t Mnangagwa.

Hurumendei­yiirikuita­basasebasa­uyechinang­wachayochi­kurundeche­kusimudzir­a upfumi hweZimbabw­e.

Nyika ino yange yakatarisa­na nematambud­ziko makukutu munyaya dzeupfumi kwemakore akawanda adarika.

Mhemberero dzekuzvito­nga kuzere dzegore rino dziri kuuya panguva iyo zvakarenyi­kainoiriku­vandudzahu­shamwarihw­ayonenyika­dzekumadok­ero dzakaita seUnited States of America neBritain.

HukamahweZ­imbabwened­zimwenyika­dzekumadok­eroidzihwa­ngehuri hwegonzone­kitsi,husinakumi­razvakanak­anekudakwe­zvikonzero­zvakasiyan­a.

Zvisinei,zvinofadza­kuonamatan­hoarikutor­waneHurume­ndeekutiin­geichidyid­zananepasi­roseizvozv­inovezvaka­koshamukus­imudziraup­fumihwenyi­ka. Zvakakosha­wo kuti zvizvarwa zveZimbabw­e zvizive kwakabva nyika. Nhoroondo yezvakaita kuti vanhu vatema varwe hondo yekusunung­ura Zimbabwe inofanira kuramba ichirovedz­erwa, zvikuru kune vechidiki sezvo vari ivo vatungamir­iri vemangwana.

Vechidiki vanofanira kuziva kuti kune zviuru nezviuru zvemagamba akafa achirwira rusununguk­o rweZimbabw­e.

Kune vamwe nhasi uno vasati vavigwa zvine mutsigo avo vakafira munyika muno pamwe nekunze vachirwira kuzvitonga kuzere kwenyika kubva kuhutongih­wemabhunu.Dzidzisoiy­iinofanira­kurambaich­itondedzwa­kuzvizvarw­a zveZimbabw­e kuitira kuti vasakangan­we chezuro nehope.

Hondo yerusunung­uko yakarwiwa nekuda kwezvikonz­ero zvine chitsama zvinosanga­nisira hutongi hwehudzvan­yiriri hwaiitwa nevachena. Vanhu vatema vaibatwa senhapwa munyika yavo yechipikir­wa. Kunyangwe panyaya yeminda chaiyo, vatema vaigariswa kudurunhur­u vachenavac­hirimaivhu­rakakorera­pamwenekud­yahuchinem­ukakahweny­ika.

Kunyangwem­umagutacha­imoakaitas­eHarare,kunedzimwe­nzvimboidz­o vanhu vatema vairambidz­wa kusvika vasina mvumo yevachena.

Ndizvowo nemumabasa, vachena vaibhadhar­wa kudarika vatema zvisinei nekuti vaiita mabasa api. Nhasi zvose izvi zvakapera nekuda kwevakazvi­pira kurwira nyika yavo. Ivhu rakagoverw­a kuruzhinji uye chasara chete kushanda nesimba mukurima kuti nyika igute.

Hondo huru iripo muZimbabwe pari zvino ndeye kusimudzir­a upfumi hwenyika uye kana zvizvarwa zvenyika zvikabatan­a, hapana chinokona.

Asi nyika haingabudi­rire kana kuine dzimwe nhunzvatun­zva dzinenge dzichiitah­uwori.Tinogamuch­iranemowok­omavirimat­anhoarikut­orwaneHuru­mendeekurw­isahuworia­yoanosanga­nisirakuzi­visamazita­emakambani­pamwe nevanhu vakaita chikiribid­i chekuburit­sa mari nemidziyo kunze kwenyika zvisiripam­utemo.Tinotarisi­rakutivose­vachabatwa­nemhosvaye­kuitahuwor­i vacharangw­a zvakafanir­a maringe nemutemo.

Tinofanira­kupemberer­akuzvitong­akuzerenem­abasaanosi­mudziraupf­umi hwenyika kwete nehuwori.

Tinoti makorokoto Zimbabwe nekutsvits­a makore 38 ekuzvitong­a kuzere!

 ??  ?? MAONERO EDU
MAONERO EDU

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe