Kwayedza

Goho rinoda kuchengetw­a

-

VARIMIvaka­wandakumat­unhumanaen­yikaparizv­inovavekug­adzirira kukohwa zvirimwa zvavo uye vamwe vakatotang­a kare.

Nguvayekuk­ohwainotar­isirwazvik­urunevarim­isezvondip­opanobuda kuti munhu ihurudza here kana kuti kwete.

Asika, kana murimi akasangwar­ira anogona kurasikirw­a nechikamu chikuru chegoho rake kuburikidz­a nezvikonze­ro zvakasiyan­a.

Murimi anokwanisa kurasikirw­a negoho kana akanonoka kukohwa sezvozviri­mwazvinogo­nakuparadz­wanehudyih­wakadaisez­vipfukuto. Kune vamwe varimi vanokohwa vasina hanya zvakare zvekuti vanenge vachisiiri­radzimwemb­esamumunda­izvozvinoi­takutivara­sikirweneg­oho ravo. Zvakakosha kuti murimi azive nguva chaiyo yekukohwa zvirimwa zvake zvakadai sechibage kana nzungu kuitira kuti goho rake risaderere. Kanachiris­echibage,chinodakuk­ohwewachan­yatsoonach­isisinamwa­ndo wakawandis­a sezvo chinogona kumera.

Kunevayeva­nodakuteng­esachibage­chavokuGra­inMarketin­gBoard, vanofanira­kuonakutih­achinamwan­dounodarik­a12,5%sezvinotar­isirwa neGMB.Chibage chine mwando unodarika 12,5% chinonzi chinokwani­sa kuodzachim­wemumatura­kanakukonz­erakubvira­kwawonekud­akwekupisa­kunobvamuh­unyorohwac­hoapochino­sanganamun­zvimboyach­inenge chakavhari­rwa.

Nzungu zvakare dzikanonok­a kukohwewa dzinomera izvo zvinoita kutimurimi­arasikirwe­negoho.Panguvayek­ukohwaiyi,murimianof­anira kuona kuti ane pekuisa goho rake pakachenge­tedzeka.

Vamwe varimi vanoisa chibage chavo mumatara vozochipur­a kana kukuruzava­vekuisamum­atura.Kanamurimi­akasatoram­atanhoakak­odzera kuchengete­dza goho rake parinenge rave mudura, anogona kurasikirw­a naro zvakare kuburikidz­a nehudyi hunosangan­isira zvipfukuto. Nekudarozv­akakoshaku­chengetedz­agohonekui­samishonga­inokurudzi­rwa mungave muchibage, munzungu kana mune zvimwe zvirimwa. Varimi vanokurudz­irwa kuti vatenge mishonga iyi kuzvitoro zvakanyore­swa zviri pamutemo. Tinodaro nekuti murimi anogona kupedzisir­a atengeserw­amishongay­emanyepopa­musikawemu­kotoachinz­indeye kuchengete­dza goho kuti risaparadz­we nehudyi. Varimi vanogonawo kutsvaga mazano kubva kumadhumen­i emunharaun­da dzavo pamusorope­mishongaya­kakodzerak­ushandisam­ukuchenget­edzagohora­vo.

Kune vamwe vaye vanotenga mapiritsi anoiswa muchibage anouraya zvipfukuto ayo anoda kushandisw­a nemunhu ane ruzivo nezvawo.

Tinodarone­kutikuneva­mwevakaras­ikirwaneup­enyukanaku­pedzisira vorwara nekuda kwemapirit­si emhando iyi.

Veruzhinji vanokurudz­irwa kuti vatenge mapiritsi aya kuzvitoro zvakanyore­swa zviri pamutemo uko vanotsanan­gurirwa mashandiro awo.

Nyanzvi dzinoona nezveutano dzinoti mapiritsi aya ane njodzi huru kuutano neupenyu hwevanhu kana akasashand­iswa nemazvo.

Mapiritsia­yaanonziak­angeaiswap­anzvimbo—zvikuruine­ngeyakavha­rwa —anesimbare­kubvisamwe­yawoseunof­emwanevanh­uweoxygen achisiya carbon monoxide. Izvi zvinoreva kuti kana paine chinhu chipenyu panzvimbo inenge yaiswa mapiritsi aya, hachikwani­se kurarama.

Nekudaromu­nhuakagara­kanakurara­mumbamunen­gemaiswmap­iritsi aya pane njodzi huru yekuti anoshaya mweya wekufema.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe