Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

* * * MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Zvinhu zvakanyorw­a pazasi zvine rimwe zita razvinoshe­vedzwa naro. Tipewo rimwe zita racho.

1. Garwe – ngwena

2. Mbada – ingwe

3. Bvupa – godo/bondo

4. Dota – rota

5. Chibage – barwe/chibahwe

* * * ZVAKABVA KUVANA:

0775 364 633 – 1. garwe - ngwena; 2. mbada - ingwe; 3. bvupa - godo; 4. dota maratya; 5. chibage - magwere.

* * *

Munana Musimudziw­a, Grade 6 D, Chana Primary School, Kwekwe – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. bhonzo; 4. rufuse; 5. magwere/mabarwe. * * *

Itai, Chavazhinj­i Sec, Wedza – 1. garwe ngwena; 2. bvupa - bonzo; 3. chibage - mangwere;

* * *

Lindsay Dhaus, Parirewa Primary, Domboshava – 1. ngwena; 2. dindingwe; 3. bondo; 4. rota; 5. magwere/mabarwe.

* * *

0777 510 956 – Matakadya kare haanyaradz­i mwana. * * * Makanaka Gwenengwe, Friendship High School, Hatcliffe Extension – 1. bveni; 2. mabura; 3. ibwe; 4. demo; 5. hamba.

* * *

Mary Hlekiso, Lobengula, Byo – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. bhonzo; 4. rufuse; 5. magwere.

* * *

Talent Dhambuza TDB, Earlyhood Academy, Epworth – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. bondo; 4. rufuse; 5. magwere.

* * *

Jealous Mzhnk – 1. ngwena; 2. dindingwe;

3. bhonzo; 4. ruvhunze - rufuse; 5. gwere.

* * *

0733 698 550 – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. bonzo; 4. hundi; 5. magwere.

* * *

Vongai Hilary Masuka, Form 4, Zengeza 2 High – Matakadya kare haanyaradz­e mwana. * * *

Prince Rutsate, Mkoba 1 High School – 1. ngwena; 2. ingwe; 4. madota; 5. magwere; 3. bhonzo; ***

Tatenda Mtambalika, Beatrice High, Beatrice – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. bonzo; 4. rufus; 5. magwere.

***

Tatenda Mtambalika, Beatrice High, Beatrice: Chitsva chiri murutsoka.

***

Tatenda Nyamuswa, Nyatsime, Chi-town – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. ropa; 4. nhota; 5. magwere

*** Tawananyas­ha Mkaka, Southlea Park –

1. garwe - ngwena; 2. mbada - dindingwe/ ingwe; 3. bvupa - bondo/godo; 4. dota - rota;

5. chibage - magwere.

***

Britney Manatsa, Lincolin Primary School, Kadoma – Tsapata rukukwe hazvienzan­i nokurara pasi.

* * *

Beloved Bozho, Lincolin Primary School, Kadoma – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. pfupa; 4. rota; 5. magwere.

* * *

Tadiwanash­e Mkaka, Southlea Park – Zingizi gonyera pamwe maruva enyika haaperi.

** *

Desire Nyambudzi – 1. ngwena;

2. ingwe; 3. bondo; 4. ivhuremoto; 5. magwere.

* * *

Yvonne Munyikwa, Grade 7, Tariro Academy, Hopley – 1. ngena;

2. dindingwe; 3. bonzo; 4. rota; 5. magwere - mabarwe.

* * *

Nokuthula, Tasimukira – Kusatenda huroyi.

* * *

A. Chauke – Zingizi gonyera pamwe maruva enyika haapere.

* * *

Mind Tafara Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. garwe - ngwena; 2. mbada - ingwe; 3. bvupa - bondo;

4. dota - rota; 5. chibage - magwere.

* * *

Marvellous Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. garwe - ngwena; 2. mbada - ingwe; 3. bvupa - bondo;

4. dota - rota; 5. chibage - magwere.

* * *

Cleopatra Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. garwe - ngwena; 2. mbada - ingwe; 3. bvupa - bondo;

4. dota - rota; 5. chibage - magwere.

* * *

Mai Linda, Lobengula Extension – 1. ngwena; 2. ingwe; 3. bhonzo; 4. rufuse; 5. magwere.

* * *

Ruth Mawire, Maseko, Epworth – 1. garwe - ngwena; 2. mbada ingwe; 3. bvupa - bondo; 4. dota rota. 5. chibage - magwere.

* * *

Prosper Hwaire, Mushaviri Sec School, Gutu – 1. ngwena; 2. ingwe;

3. bhonzo; 4. dota; 5. mabarwe;

* * *

Clemency Mandengu, Stoneridge Park, Waterfalls – 1. bveni; 2. madima; 3. ibwe; 4. demo; 5. ingwe.

* * *

Kwazinkosi Zhou, Vubwe High, Mberengwa – 1. ngwena; 2. dindingwe; 3. bhonzo; 4. dota; 5. magwere.

* * *

Jealous Mzhnk – Matakadya kare haanyaradz­i mwana.

* * *

Mike Mikairi (Mickyman) – Matakadya kare haanyaradz­e mwana.

ZVEKUITA SVONDO RINO: Mhuka kana zvinhu zvakanyorw­a pazasi zvine rimwe zita razvinoshe­vedzwa naro. Tipewo rimwe zita racho.

1. nariti –

2. gandiwa –

3. dumbu –

4. bendekete –

5. dundundu –

* * *

Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe