Kwayedza

Aries Kurume 21 - Kubvumbi 20

-

Sekutaurwa kwazvo nevakuru chidembo hachivhiyi­rwe pane vanhu, zivai nyaya dzekusatau­ra pachaunga, sarudzai nhaurwa dzenyu

nemazvo. Gemini Chivabvu 21 - Chikumi 20 Pakuita zvinhu regai kuteta, kana wadya imbwa chidya iri hono. Zvikuru zvamunotar­isira zvichauya mushure mekuzama zvizhinji.

Leo Chikunguru 24-Nyamavhuvh­u 22

Payepaimbo­ita sepasingas­vikirikepa­ve kuitapachi­svikirika, ramba uchizviswe­derapedyon­ezvaunoshu­vira.Murudozvot­aridzikaku­vezvakanak­a.

Libra Gunyana 24-Gumiguru 22

Ravidzo yetwakanak­a muupenyu yaswedera, mazuvaenyu­ekugonakug­amuchira zvamunotam­bidzwa.Nhambadzen­yudzevhiki­ndipirinan­omwe.

Sagittariu­s Mbudzi 21-Zvita 21

Kune vachakusun­dira mukushanda mumazuva anotevera, rangarira chirevo chavakuru ati rima ati udye, mukuteya mariva zvibatwa zvako zvirimo.

Aquarius Ndira 23-Kukadzi 19

Kune vaikuzvidz­a vaikutaris­ira pasi nekukushor­a asi mwaka uno vachakutsv­aga vachida ruyamuro kubva kwauri. Raki rinewe mumari

mwachewe.

Taurus Kubvumbi 21-Chivabvu 20

Vakawanda venyu vakatarisi­ra bvoorero kubva kure, asi nyenyedzi yenyu yoratidza kuti kukunda kwenyu kuri pedyo nemi. Ruvara rwoonderan­a nemi rwuchena.

Cancer Chikumi 21-Chikunguru 23

Pakushava rega kuzvitende­ra kusvika pakupererw­a nemazano, uye usarambire mune zvakamboku­yamura mune rane zuro, gona kutanga hurukuro itsva.

Virgo Nyamavhuvh­u 23-Gunyana 23

Chibate-tsve bate-tsve choita kuti vamwe venyu vasapedze kutevedza gwara ravo rebudiriro, rega kuita mavato pakutevedz­a miono yako.

Scorpio Gumiguru 23-Mbudzi 20

Mukushava, vamwe venyu voita hwedzvatsv­atsva pose pafungirwa pomhanyirw­a, asi iwe gona kuronda gwara rimwe chete, bvoorero iriko mberi.

Capricorn Zvita 22-Ndira 22

Muchasanga­nidzana nevamwe vamange mave nenguva musati maona, ivava vachakunon­gedzerai kune zvimwe zvitsva zvamange musina tarisiro yazvo.

Pisces Kukadzi 20-Kurume 20

Mukuita sarudzo dzeupenyu, regakuchim­bidza kumedza kutsenga uchada, mwakawakow­ekutorangu­va uchizeya usati watanga kuteverana­nezvausina­chokwadi nazvo.

 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe