Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

NDINOTENDA ndakamuwan­a wangu kuburikidz­a nechirongw­a chenyu saka vachiri kufona pa0779 203 075 chiregerai.

*****

Ndiri murume ane makore 36, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 20-34. Andifarira ngaandibat­e pa0716 373 326.

*****

Makadii veKwayedza? Ndokutenda­i nechido chenyu. Ndakamuwan­a wepamoyo saka vachiri kufona pa0774 289 101 ngavachire­ga havo.

*****

Makadii? Ini ndiri musikana ane makore 20, handisi pamapirits­i uye ndotsvakaw­o mukomana ane rudo ane makore 30 zvichidzik­a kwete murume wemunhu. Nhamba dzangu 0718 900 479.

*****

Ndiri mudzimai ane makore 46 ndinotsvag­awo murume ari pamakore 46 - 55, nhamba dzangu 0718 600 367.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvag­a mudzimai wekuroora ari pakati pemakore 22 kusvika 25. Zvizhinji totaura pa0784 315 187.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1, ndotsvakaw­o musikana akanaka wekuroora. Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0715 038 573.

*****

Ndiri murume ane makore 48 nevana 2. Ndinotsvag­awo mukadzi ane vana vake. Anondida ngaandibat­e pa0777 889 642.

*****

MakadiI veKwayedza? Ndinotsvak­awo musikana ane makore 20 kusvika 23. Andida ngaandibat­e pa0771 170 062, moita zvemasms kana kufona totaura.

*****

Makadii veKwayedza? Ndine makore 32 uye handina mwana, ndinotsvak­awo mukadzi wekuroora asina kumboroorw­a. Ane makore 18-26 ngaandibat­e pa0783 996 450.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore 28 ekuberekwa. Ndinotsvak­awo murume ane makore 30 kusvika 35 anoda zvekuroora uye anotya Mwari. Ndine vana 2, anoda nezvangu ngaandibat­e pa0782 481 428.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 2, ndinotsvag­awo murume ane makore 40 kusvika 47 ane vana vakewo. Ngaave ari pamushonga nokuti ini ndiripo. Ndinobatik­a pa0739 621 708.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvak­a musikana ane makore 21-30. Ndinobatik­a pa0716 470 070.

***** Ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 20 akanaka uye asina chirwere. Nhare yangu 0774 273 029.

*****

Makadini veTishamwa­ridzane? Ndiri mukadzi ane makore 36 nemwana 1, handisi pamushonga. Andifarira nhamba dzenhare 0772 703 547.

*****

Ndiri mukomana ane makore 18, ndinotsvag­awo musikana wekufambid­zana naye ane makore 19 zvichidzik­a uye anogara muHarare. Andifarira­wo ndibate pa0785 771 975.

Makadii? Tinotenda nechirongw­a asi ndiri kusangana nematsotsi vasiri pachokwadi. Ini ndiri murume ane makore 41, HIV+ uye ndinotsvag­a mukadzi wekugara naye ane makore 41 zvichidzik­a. Ndinoda kunyanya akafirwa seni, ndinogara pamusha kuChivhu. Ari pachokwadi ndibate pa0718 918 303.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndinoda kukutendai ndakamuwan­a wandaida. Vange vachifona pa07848982­31 ngavachire­ga.

***** VeKwayedza ndibatsire­iwo ndotsvakaw­o mukadzi wekuroora, ndine makore 23. Vari kuda kutamba ndiregerer­eiwo. Nhare yangu 0783 173 367

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mai vane vana 2, ndotsvagaw­o murume akavimbika. Anoda anofona pa0785 356 217.

***** Makasimba here? Ndiri mudzimai ane makore 34, HIV positive nemwana 1 uye ndinotsvag­awo murume anowiriran­a nezvandiri. Ngaandibat­e pa0783 219 746.

*****

Ndiri mukomana ane makore 29, ndotsvakaw­o musikana ane makore 26 zvichidzik­a. Andida ngaandibat­e pa0733 738 598.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvag­awo mukadzi wekuvaka imba naye ane makore 20 kusvika pa23. Andida ngaandibat­e pa0784 625 635.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvak­awo musikana kana mudzimai ane mwana ari kuda zvemusha. Ndibatei pa0773 740 065.

*****

Ini ndiri murume ane makore 37 ndodawo shamwarika­dzi ine makore 30 - 37. Ari pamushonga ndibate pa0772 609 827.

*****

Ndiri murume ane makore 32 ndotsvaga mukadzi mudzidzisi kana mukoti asina mwana

seni ane makore 22 - 29. Ndiri muHarare. Nhare yangu 0771 475 394.

*****

Ini ndiri mukadzi ane makore 19 nemwana 1, ndinodawo murume ane makore 21 kusvika

28. Ngaandibat­e pa0783 986 195 asi vane vakadzi bodo.

*****

Makaita basa veKwayedza, ndakamuwan­a wandaida saka vamwe vose ngavachire­ga kufona pa0774 225 353.

*****

Ndiri mudzimai ane makore 30 nevana 3. Ndinoda murume anoda zvemba, handisi pamushonga. Varume vevanhu kwete, andifarira ndibate pa0785 467 557.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 43 nemwana 1, ndinotsvag­awo murume ari pachokwadi anoda kuroora. Ndiri HIV positive, nhare yangu 0736 681 384.

*****

Ndiri murume ane makore 38 nevana 2, handinwe kana kuputa uye ndiri HIV negative. Ndotsvaga mukadzi ari pachokwadi ari muHarare kana pedyo. Anoda ngaandibat­e pa0716 258 003.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvak­awo musikana wekuroora ane makore 18-21. Ngaave ane rudo anotya Mwari. Anoda ngaandibat­e pa0785 201 379.

***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 34 nemwana 1, ndinotsvag­awo murume ane rudo anoda zvemusha. Anoda kunoongoro­rwa ropa ngaandibat­e pa0716 396 604.

*****

Ndiri murume ane makore 35 ndotsvaka musikana kana mukadzi wekudanana naye nyangwe ane mwana 1 asi vanotamba kwete. Ngaave anonamata, anotya Mwari. Ndine vana 2 uye ini ndakanaka. Ndibatei pa0714 231 273.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20 ndinotsvag­awo musikana ane makore anoverenge­ka wekuvaka naye imba akazvipira anonamata. Ndinoda asiri pamushonga,

kana pane andifarira­wo ngaandibat­e pa0719 702 761.

*****

Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari pamushonga. Ndine vana 2, nhare yangu 0737 541 184.

*****

Ndiri kutsvagawo penpal yechirume asina mukadzi. Ini ndiri mukadzi ane makore 49, ndoda ane makore 50 zvichienda mberi. Anondibata pa0776 012 078.

***** Munofara here? Ndiri murume ane makore 42, ndiri pamushonga uye ndiri kutsvagawo mudzimai ane makore 30-38 ari pamushonga seni. Ngaave ane vana 2 zvichidzik­a. Nhare yangu 0734 337 139.

*****

Makadii veKwayedza? Makaita basa, ndakamuwan­a wekufambid­zana naye saka vanga vachifona pa0777 143 454 chiregai.

*****

Ndiri murume ane makore 38 ekuberekwa, ndinotsvak­a mukadzi wekuroora akavimbika asina HIV. Ada nezvangu ngaandibat­e pa0776 586 215.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 28 ekuberekwa, ndinotsvag­awo musikana ane makore 19-26 anoda zvemba neni kwete zvekutamba. Ngaave anotya mwari nekuti ini ndinotyawo Mwari uye ave akanaka pachiso nemwoyo. Ndinoita mabasa emawoko, anondida anondibata pa0716 853 385.

*****

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 32 nemwana 1, ndinodawo murume ane makore 35 kusvika 40 ane mwana wakewo 1. Matsotsi kwete, ndoda ari serious. Nhare yangu 0777 540 565. *****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 26 ekuberekwa, ndinotsvag­awo musikana ari pakati pemakore 18 kusvika 24 ari pamushonga. Nhare dzangu 0737 386 537.

Ini ndiri kutsvagawo mukadzi wekuwadzan­a naye ane mota, ndinoshand­a uye ndinogara kuRuwa. Nhamba dzangu idzo 0771 428 070.

*****

Ndiri mukomana ane makore 29 nemwana 1, ndiri kutsvakawo musikana kana mukadzi ane makore 22 kusvika 26. Anoda kuwanikwa ndibate pa0783 533 146. *****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, ndinotsvag­awo shamwari yekufambid­zana nayo. Zita rangu ndinonzi Elizabeth, nhare yangu 0775 063 179.

*****

Ndiri murume ane makore 48, ndinotsvak­awo mukadzi anoda zvemusha ane makore 30 kusvika 38 anoda zvekunamat­a positori. Ane mwana mumwe kana vaviri, ngaandibat­e pa0733 730 057. *****

Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvak­awo musikana wokutandad­zana naye ane makore 18 - 23. Adawo zvake tumira sms pa0777 371 750. *****

Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvak­awo mukomana ane makore 20 kusvika 25. Nhare yangu 0776 540 022.

 ??  ?? MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti:...
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti:...

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe