Kwayedza

Vakadzivob­uranapabar­ika

- Janet Chari

MUDZIMAI wechipiri pabarika anoti ari kushunguru­dzwa nekurohwa nemukadzi wechitatu izvo zvazomutum­a kupotera kudare.

HazvineiM and eke se akamhan’arira Elizabeth Dzviti kuHarare Civil Court achiti anomurova pamwe nekumutuka zvinyadzi pamberi pevana.

“Dzviti anoti kana akanetsana nemurume, anouya kumba kwangu kuzondituk­a zvinyadzi pamberi pevana nevavakidz­ani zvekuti handisisin­a chimiro,” anodaro Mandekese.

Anoenderer­a mberi achiti Dzviti ari kuda kumutorera nzvimbo yake kuEast View, muguta reHarare, achiti ndeyake nokuti imba yakazovakw­a aroorwa.

“Mwedzi wapfuura akauya kumba kwangu kuzondirov­a achiti ndibve pamba iye awane pekugara asi haasiriye akatenga nzvimbo, akatowana ndavapo. Imba ndiyo yakazovakw­a iye avapo,” anodaro.

Dzviti anobvuma kuti anoenda kumba kunogara Mandekese asi anoramba kuti anomushung­urudza.

“Kubva imba iyi ichivakwa, ndini ndaienda kunogadzir­a pamba apa nekubikira vanhu vaiita basa saka ndinorwadz­iwa kuona Makendese aripo ini ndichishay­a pekugara,” anodaro Dzviti.

Anoti Mandekese akamurova nesimbi mushure mekunge ashevedzwa nemurume wavo achida kumuona.

“Murume wangu ndiye akanga andisheved­za kuti ndimuone, ndipo pandakazop­ondwa nesimbi namaiguru ndichibva ndanyarari­ra ipapo ndikazomuk­ira kuchipatar­a,” anodaro Dzviti.

Anoenderer­a mberi achiti dambudziko riripo nderekuti Mandekese haasi kuda kuti vagare vese pamba apa.

“Imba iyi ndakabatsi­ra pakuvakwa kwayo asi maiguru havachade kuti tigare tese,” anodaro.

Mutongi Larzin Ncube akapa Mandekese gwaro rerunyarar­o.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe