Kwayedza

YANGOVA 'GO BHORA'

-

“Zvikwata zvedu zvave kurongeka manje, uye kurongeka uku kunobatsir­a kuti nhabvu isimbe, isimukire. Kana vatambi vanotamba vane shungu vachida kuti zvikwata zvavo zvihwine.

“Ndakatomir­ira mitambo yesvondo rino nekuti hapasisina chikwata chinonzi chidiki nekuti zvikuru zvacho ndizvo zviri kutotatari­ka zvichiumbu­rudzwa nezvepasi.

“Vatambi vacho vakaita saNhivi adzoka ashanduka nekuti anoziva kuti pamwe uyu ndiwo mukana wake wekupedzis­ira. Saka nhabvu ngaitsve,” anodaro Ushendibab­a.

Mushamarar­i wenhepfeny­uro yeStar FM - Yvonne Mangunda - uyo anove muongorori wemutambo uyu zvakare, anoti zvimwe zvikwata zvichiri kusarira kumashure panyaya yekurongek­a sezvo zvisina mahofisi chaiwo ekushandir­a.

“Hongu panogona hapo kutambwa nhabvu inenge ichinakidz­a sei asi kana pasina kurongeka muzvikwata zvacho hapana zvatinenge tichiita, panoda kurongeka kukura.

“Zvimwe zvikwata hazvina mahofisi chaiyo uye kana vanhu vanoshanda kushambadz­a chikwata chacho saka zvakadaro hapana kwatinoend­a kana tichidaro tinenge tichinyepe­rana chaiko,” anodaro Mangunda.

Zvakakadai, svondo rino nzira dzose dziri kunanga kuNational Sports Stadium uko chikwata cheCAPS UNITED VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiershi­p uriko pakati peCAPS UNITED neNgezi Platinum nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumir­wa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko svondo rapera pakati peDynamos neHarare City kuRufaro Stadium, muHarare. Mumutambo uyu, Harare City yakahwinha 2-1.

0779 298 754 - Harare City 2 Dynamos 1.

Felaz Domboshava - Dynamos 1 Harare City 1.

M. Chiota - Dynamos 1 Harare City 1.

0773 612 803 - Dynamos 2 Harare City 1.

0775 467 961 - Dynamos 2 Harare City 1.

Kapisa, kuHighland­s - Dynamos 3 Harare City 2.

0737 098 387 - Dynamos 2 Harare City 1.

Panashe Chitsinde, Chopamba Village, Chiweshe DeMbare 3 Harare City 1.

Letwin Sambo - Bhora mutambo: Dynamos 6 Harare City 1.

0774 450 454 - Dynamos 2 Hre City 1.

Jonga, kuConcessi­on - Dynamos 3 Harare City 1.

0773 742 779 - Dynamos 2 Harare City 0.

Rodrick Mambara MK 13, Gweru - Dynamos 2 Harare City 0.

Mariet Makorokoto, Hatcliffe, Harare - Dynamos 1 Harare City 0.

Oswell Shadreck, Greendale - Dynamos 2 Harare City 0.

Adza, kuRuwa, DeMbare 3 Harare City 1.

Baba Bright, Seke Road, Koala Park - Dynamos 2 Harare City 1.

Mudhara Gonyeti, Emerald West, Headlands - Dynamos 3 Harare City 1.

Ndini Max, kuZvishava­ne - Dynamos iri kuzodyiwa 2 kwa 1.

Vincent Nzvenge - Dynamos 1 Harare City 0.

Wellington Gohwa - Dynamos 2 Harare City 0.

P. Cheza, Budiriro 4 - DeMbare 1 Harare City 2.

0773 655 434 - Dynamos 2 Harare City 1.

Ronnie Jiri - Dynamos 0 Harare City 0.

Jonnistelr­ooy in Hillbrow, Johannesbu­rg - Dynamos 1 Harare City 1.

 ??  ?? Lameck Nhamo chichange chichitats­urana neNgezi Platinum.
Mubvunzo uri kune vatsigiri vazhinji venhabvu ndewekuti Kepe-kepe ichaita here zvakatadzi­wa neDynamos
Lameck Nhamo chichange chichitats­urana neNgezi Platinum. Mubvunzo uri kune vatsigiri vazhinji venhabvu ndewekuti Kepe-kepe ichaita here zvakatadzi­wa neDynamos

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe