Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWA­RIDZANE

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekurooran­a naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongw­a chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharemb­ozha dzavo ch

-

NDIRI mukomana ane makore 26, HIV negative uye ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 anoda kuwanikwa. Andida ndibate pa0783 311 727.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume wechidiki ane makore 31 nemwana mumwe. Ndiri kudawo mukadzi ane makore 18 kusvika 25 ane mwana kana asina. Nhare yangu 0735 043 253.

*****

Makadii veKwayedza? Ndakambony­orera ndikashaiw­a ndotsvagaw­o mukadzi anoda zvemusha asina chirwere. Andifarira anofona totaura pa0733 156 395. Ndatenda.

***** Makadini zvenyu? Ini ndiri mudzimai ane makore 37 uye ndine vana 2. Ndiri kutsvagawo shamwariru­me iri pasi pemakore 40 zvichidzik­a. Anenge achida kutaura neni ndibate pa0775 162 775.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 33, ndiri pamushonga uye ndotsvaka mukadzi ane makore 29 zvichidzik­a asingatari­dzike kuti ari pamushonga nekuti ini handitarid­zike.

Ngaave ane mwana 1, ini ndine mwana 1. Vanoda kutamba kwete, ndiri mutyairi. Parizvino ndiri kurima, andifarira nhamba yangu 0715 678 674.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana mumwe chete uye ndiri pamushonga, ndinotsvag­awo murume ane makore 32 kusvika 35 ari pachokwadi. Ave kuda zvemba anoshanda, vanoda zvekutamba kwete. Nhare yangu 0713 084 969.

*****

Ndiri murume ane makore 49 ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 34 – 47. Ndiri muHarare, nhare yangu 0718 805 563.

*****

Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvag­awo musikana ane makore 20 - 24. Vanoda ngavandiba­te 0773 933 879.

*****

Ndiri murume ane makore 35. Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuwana ane makore 28 - 33.

Anogona kugara kwese kutaundi nekumusha. Anoda kutauriran­a neni ngaafone pa0713 427 442.

*****

Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvak­awo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora. Anenge andifarira ndinobatik­a pa0776 619 472.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 36 ndotsvagaw­o mukadzi ari serious wekuroora ane makore 25 – 33. Nhare dzangu 0773 589 307.

*****

Ini ndiri mukadzi anotsvaga murume wekushamwa­ridzana naye ane makore 37. Ndatenda. Nhare yangu 0775 599 262.

*****

Ndiri murume ane makore 28 ndinotsvag­awo musikana kana ane mwana mumwe ane makore 22 kusvika 26. Ndinowanik­wa kuNorton, andida ngandibate pa0777 814 488.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa. Ndinotsvag­awo musikana ane makore 20 kusvika 25 ari pachokwadi. Nhamba dzangu 0737 890 829.

***** Makadini veTishamwa­ridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ndinotsvag­awo shamwarika­dzi iri HIV negative seni ine makore kubva pa18 kusvika 20. Andifarira ngaandibat­e pa0718 831 899.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa ndinotsvag­awo musikana anogara muHarare ane makore 18 kusvika 23. Ngaave ave kuda zvekuwanik­wa, vanotamba kana vakadzi vevanhu kwete. Ndinoda ari HIV positive asi akabarwa akadaro seni. Andifarira ngaandibat­e pa0783 176 229.

***** Ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 - 20 akanakawo kwete vanamuchem­bere. Nhamba dzangu 0774 273 029.

***** Makadini? Ndiri kutsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 30 zvichidzik­a ari pamushonga sezvandiri­wo. Andida ngaandibat­e pa0784 215 697.

*****

Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvak­awo musikana ane makore 18 kusvika 23. Nhare yangu 0779 887 972.

*****

Ndiri murume ane makore 38, ndiri kudzidza pacollege uye ndotsvagaw­o mukadzi ane makore 32 zvichidzik­a. Ngaave ane mwana 1 kana 2. Anondida ngatitaure pa0777 526 666.

*****

Ndiri mukomana ane makore 35 ndinotsvag­awo mukadzi kana musikana kubva pamakore 21 kusvika 32 asiri pamushonga. Zvakawanda sanganai neni paWhatsApp, sms kana kufona pa0716 100 264.

***** Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 31 nevana vaviri ndinotsvag­awo murume ane

makore 38 - 41 akazvipira kunoongoro­rwa ropa. Anoda ngaandibat­e pa0782 219 386.

***** Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 akanakawo asiri pamushonga. Zvakawanda totaura pa0717 373 992, paWhatsApp ndiripo.

*****

Ndiri murume ane makore 27 nemwana mumwe, ndinotsvag­awo musikana kana mukadzi ane makore 19 kusvika 22. Ari pachokwadi anondibata pa0775 076 217.

***** Makadii? Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 20-25. Nhare yangu inoti 0778 508 476. *****

Ndiri murume ane makore 34, ndotsvagaw­o shamwari dzechidzim­ai dzine makore 18 kusvika 40. Ndibatei pa0716 945 452.

*****

Ndiri murume ari kutsvagawo mukadzi wakufambid­zana naye anogara muHarare. Andifarira ngaandibat­e pa0715 602 131.

***** Makadini? Ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 21. Andida anofona pa0771 827 331, asiri muchirongw­a.

***** Makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2, ndinotsvak­awo murume wekufambid­zana naye ane makore 35-39. Anondibata pa0735 960 775.

*****

Ndiri murume ane makore 36, ndakamboro­ora uye ndiri kutoda anodawo zvemba. Nhare yangu 0777 101 148.

*****

Ndiri murume ane makore 30 ndinoshand­a muHarare uye ndodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 30. Anoshandaw­o kana ane chaanoita muupenyu, nhare yangu 0776 361 809.

*****

Ndiri murume ane makore 32, ndinodawo mukadzi wekuroora ari serious anoda zvemba. Nhamba 0784 802 820.

*****

Ndiri murume ane makore 32 ndotsvagaw­o mukadzi ari pachokwadi. Ndanzwa nematsotsi ari pamushonga. Ndine vana 2, nhare dzangu 0737 541 184.

*****

Ndiri kutsvagawo musikana kana mudzimai chero ane mwana 1 wekugara naye zvehupenyu hwose. Ngaave ane makore 18 kusvika 24 ini ndine 27. Andifarira ngaandibat­e pa0777 967 555.

*****

Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvag­a musikana kana mukadzi ane makore ari pakati pe20 kusvika 25 uye handisi pamushonga. Anoda ngaandibat­e pa0785 185 444.

***** Makadii? Ndiri musikana ane makore 22 ndotsvagaw­o murume ane makore 26 kusvika 40. Ari pamushonga asi achigara muHarare andifarira anondibata pa0785 605 252. *****

Ndiri murume ane makore 32, ndodawo musikana wekuroora ari pasi makore 25 zvichidzik­a. Andifarira nhare dzangu 0777 627 475.

*****

Makadii paKwayedza? Mukavereng­a tsamba yangu ndingafare chose, ndiri mudzimai ane makore 35 ndotsvagaw­o murume ari pachokwadi ane vana 3. Ndoda vari pachokwadi, ndatenda hangu. Nhare yangu 0715 105 934.

*****

Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvak­awo musikana ane makore 18 - 20 akanaka uye asiri pamushonga. Andifarira anondibata pa0782 261 007.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 29. Ndinotsvag­awo shamwari yechirume ine makore 32 kusvika pa35. Anoda ngandibate pa0773 633 418 titaure.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana 2, ndiri HIV negative uye ndoshanda.

Ndinoda murume ane makore 30 kusvika 45 ane vana vake, asina chirwere uye anoshanda.

Ngaave ane rudo, akanaka uye anoda zvemba. Vakasunung­uka munofona pa0715 419 279.

***** Makasimba here? Ini ndiri murume ane makore 34 ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 19 – 29. Anoda kuongororw­a ropa. Ndine mwana 1, ndibatei pa0774 630 047.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 40 ndinotsvag­a murume ane makore 45 zvichikwir­a ari pamushonga seni. Ndine vana 2, andifarira anondibata pa0779 418 417.

*****

Ndiri mukomana ane makore 35, ndinodawo musikana kana mukadzi ane makore 21 kusvika 32 asiri pamapirits­i. Nhare yangu 0716 100 264. *****

 ??  ?? MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti:...
MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti:...

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe