Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zwkana patrick. shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

*** MHINDURO DZESVONDO RAPERA: Pedzisa mitsara iyi nezwi rakakodzer­a pamazwi aya: dzvamu, mbumu, befu, bvaju, kwanyanu

1. Saga raTino rakati . . . zviyo zvikarasik­a. (bvaju)

2. Tendai akatura . . . anzi haana mhosva. (befu)

3. Shiri dzakati

(dzvamu)

4. Imbwa yakati . . . yanzwa muridzo. (kwanyanu)

5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati . . . (mbumu)

ZVAKABVA KUVANA:

Blessing Fero, Goromonzi – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu

Mai Linda, Lobengula Extension, Bulawayo – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu

Winnet Nyataha, 5 Blue, Tsinhirano Primary School, Tafara, Harare – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasik­a; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5. Takaziva kuti . . . dzaona zinyoka. ifodya hutsi hwati mbumu.

Tinotenda Mtambika, Beatrice High – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu

0777 533 782 – 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.

Bailey Chinyadzir­o, Grade 6A, Mutasa Primary School, Highfield, Harare – 1. bvaju;

2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu Peter Mahachi, Ruwa – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasik­a; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yazwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.

Lamion Chiuta, Ushewekunz­e, Harare –

1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu

Mai Shallome, Domboshava – Moyo muti unomera paunoda.

Polette Nyamazha, Grade 7C Sakubva Primary School, Mutare – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasik­a; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva.

Blessed Nyamambish­i, Masvingo – Chida moyo hamba yakada makwati.

Jadel Marume, Tafara 1 Primary, Harare –

1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasik­a;

2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva;

3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5.Takaziva kuti ifodya hutsi hwatimbumu.

0779 221 400 – Moyo muti unomera paunoda.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe