CHISHONA CHAKANAKA
T. One Chitare, paBoka – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
*** Talent Dhambuza, Grade 6A, Earlyhood Academy, Epworth, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyamu; 5. mbumu
*** Bailey Chinyadziro, Grade 6A, Mutasa Primary School, Highfield, Harare –
1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu
***
0773 476 546 – Ane pamuromo pasingamarwi nenhunzi.
*** Charity Bingwani, Jonas Primary School, Chitungwiza – 1. bvaju; 2. befu;
3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
*** Tawanda Chitare, Dangamvura,
0774 706 627 – Shiri ine muririro wayo hairegi.
*** Kuku Hwenga paMutemachani – 1. bvaju; 2. befu;
3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu.
*** Cleopatra Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu.
*** Marvellous Mupariwa, Grade 7 Yellow, Makomo Primary, Epworth. – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu. *** Mind Tafara Mupariwa, Domboramwari Primary, Epworth – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
*** Saviour Tanatswa Mupariwa, Maseko, Epworth – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu
*** Talent Dhambuza, Grade 6A, Earlyhood Academy, Epworth, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyamu; 5. mbumu
***
Luke Madhanda, Grade 3 Red, Tafadzwa Primary School, Stoneridge Park –
1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu
*** Rutendo Banda, Harare – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu; 4. kwanyanu; 5. mbumu
***
0777 953 251 – Moyo muti unomera paunoda.
*** Blaine Manatsa, Etina Sec School, Kadoma – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu.
*** Amos Musariyarwa – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu
*** Tawananyasha Mukaka, Grade 4 Yellow, Glen View 8 Primary School – 1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu
***
0713 099 269 – 1. Saga raTino rakati bvaju zviyo zvikarasika; 2. Tendai akatura befu anzi haana mhosva; 3. Shiri dzakati dzvamu dzaona zinyoka; 4. Imbwa yakati kwanyanu yanzwa muridzo; 5. Takaziva kuti ifodya hutsi hwati mbumu.
*** Bailey Chinyadziro, Grade 6A, Mutasa Primary School, Highfield, Harare –
1. bvaju; 2. befu; 3. dzvamu;
4. kwanyanu; 5. mbumu
***
Munashe Tocky Chinogwenya, Mutasa Primary School, Highfield – 1. Nezuro Chipo akaruka Chiedza musoro; 2. Nezuro sekuru vakakama mombe;
3. Nezuro amai vakayanika hembe pamutariro; 4. Nezuro VaNdudzo vakatidzidzisa kutamba bhora; 5. Nezuro vanhu vese vakaenda kudare kwamambo.
***
0775 947 518 – Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.
*** ZVEKUITA SVONDO RINO:
Tipe izwi rinopesana neriri mumavara akakomberedzwa. Semuenzaniso; imbwa (diki) – imbwa (hombe).
1. Nyoka (refu) – nyoka ...
2. Mbudzi (nhema) – mbudzi . . .
3. Banga (rakapinza) – banga . . .
4. Muchero (unotapira) – muchero . . .
5. Rwizi rutete – rwizi . . .
*** Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007