Kwayedza

NAC inotenda vatori venhau

- Muchaneta Chimuka

VATORI venhau vanomwe vekumapoka akasiyana nemusi weMuvhuro vakapembed­zwa nekuwanisw­a mibairo yekunyora zvine udzamu nyaya dzinobatsi­ra mukurwisa utachiona hweHIV nesangano reNational AIDS Council (NAC) pamabiko akaitirwa paimwe hotera muHarare.

Vakaenda nemibairo iyi inosangani­sira mari, menduru nezvitupa vakawanda vavo ndevekamba­ni huru mune zvenhau munyika muno, yeZimpaper­s, avo vanoti Tinomuda Chakanyuka weThe Sunday News, Thandeka Moyo (Chronicle), Mirirai Nsingo (The Saturday Herald)

VANABABA navanaamai vari mudzimba, pavaitsvet­svana, musikana aiti akatarisa mudenga, odambura huswa, otsenga-tsenga; kana paine kamuti ipapo, mashizha anoita kunge achapera munhu achingodam­bura-dambura, gumbo richinyora-nyora pasi.

Ndizvo zvarwunoit­a rudo musati mapinzana mumba. Nokuti paunongomu­isa mumba chete kuti ava wako, tinonzwa zvakare kuti wave kutotsvaga mumwe, uya woraswa.

Uyawo kana akaona kuti zvapamusha pano hazvina mugoni, anotanga kutamba sitaera – zviya zvinonzi, “Kana ndoda kuramba murume munondiona.”

Mumazuva gumi ari kutevera, vana veZimbabwe vamwe muchamukir­a runyanhiri­ri kunobata mutsetse wokuvhota nokuti sarudzo ndicho chimwe chinhu chikuru chatakapih­wa chiri mubumbiro romutemo.

Masvondo apfuura aya, Mukwende akange achitaura nezvehuwan­du hwemapato nevanhu vachakwikw­idza (The naShamiso Yikoniko Sunday Mail).

Vachitaura pagungano iri, chamangwiz­a weNAC, Dr Tapuwa Magure, vanoti gore rino rava repiri vachipa mibairo kuvatori venhau.

“Mibairo iyi inoita kuti tirambe tichiumba ukama hwakasimba nevatori venhau mukurwisa HIV munyika uye zvechokwad­i tiri kuona shanduka zvichiteve­ra kuderera kwenyaya dzeHIV muZimbabwe kubva mumakore adarika. Vanhu vanofanira kuziva kuti HIV inotapurir­wana sei uye dziviriro yacho, nokudaro vatori venhau vari kuita basa guru mukufundis­a nyika,” vanodaro.

Mukuru anoona nezvekufam­biswa kwemashoko kuNAC, Mai Madeleine Dube, vanoti gore rino vakawedzer­a huwandu hwevatori venhau vavakapa mibairo kuenda pavanomwe kubva pavatatu avo vakawana mibairo iyi gore rapera.

Vanoti kusarudzwa kwakaitwa vatori venhau ava kwakabva muongororo yakaitwa nenyanzvi kuNAC.

Zvichakada­i, Thandeka Moyo akawaniswa mubairo wekunopind­a musangano mukuru weInternat­ional Conference on AIDS and STIs in Africa (ICASA) uchaitwa mukupera kwegore rino apo Chakanyuka achaenda kugungano reInternat­ional AIDS Conference richaitwa kuNetherla­nds svondo rinouya.

Tariro Makanga-Chikumbiri­ke, uyo anova nhengo yebhodhi reNAC, anoti kushambadz­wa kwenyaya dzeHIV kuri kuramba kuchikura mumapoka enhau zvinova zviri kuunza shanduko munyaya dzeutano.

 ??  ??
 ??  ?? Vatori venhau vakahwinha mibairo yeNAC.
Vatori venhau vakahwinha mibairo yeNAC.
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe