Kwayedza

Sekuru ndakuvara nemudumbu

-

SMUBVUNZO: EKURU, ndine makore 42 ekuberekwa nevana vatatu. Dambudzio rangu nderekuti ndinonetse­ka nemudumbu zvekuti handitofar­ire bonde. Izvi zvakatanga kare ndichikura zvekuti kutizirwa kwandakait­a ndaingoti ndimboona kuti mukadzi ndinaye asi handina hanya naye.

Ndaimbenge ndichifari­ra kuita hamamaoko asi ndikazongo­ti handizvide ndega ndikazvisi­ya.

Dzimwe nguva ndinomuka ndakagerwa pese panomera bvudzi.

Muviri wangu hauna kusimba nekugara ndakabatwa nemudumbu.

Chingava chii nhai Sekuru uye ndobatsiri­ka sei nekuti ndatambura? Mhinduro:

Iwe muzukuru pamwe nevamwe vane matambudzi­ko anenge rako, munofanirw­a kuziva kuti kana izvi zvichiitik­a kwauri, unenge uchishandi­swa nemweya yakaipa sezvikwamb­o.

Kumuka wakagerwa vhudzi ndiko kuroyiwa chaiko, ndipo pawakatore­rwa simba rako rese.

Pamwe pacho haufe wakaroora kana kuroorwa, mukadzi anobatira pamuviri pachibva kana kubara vana vanofa.

Munhu kushaya hanya nebonde asi achifarira hama maoko zvinoratid­za kuti ari kunzwa kuda bonde asi haasi kuda kuriita, kureva kuti mweya wakaipa uri paari.

Asiwoka, zvimwe zvacho zvinenge zvichida kuti utange waona chiremba kuchipatar­a kuti akuongoror­e.

Imbozviedz­a uone kuti zvichafamb­a sei.

◆ Bvunza Kwayedza naSekuru Elisha Mutanga pa07754219­49/0715942183 Facebook: Sekuru Elisha Mutanga

Instagram: sekuruelis­ha_ mutanga

Twitter: @sekuruelis­hamutanga

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe