Kwayedza

Makati ED pfee, totiwo makorokoto!

-

KUSHAIKWAp­andimamazu­vaapfuura aya tange tiri pane imwe ndima. Pfungwa dzichitend­erera, maziso nerimwe divi ainyatsoon­gorora kuda kuona kuti zvii zvichabuda musarudzo.

Aiwa vana veZimbabwe, Mukwende haadikusvo­ra.Zvaakaona,akaonanoku­ti ane ziso riya rinonzi nemuimbi aita mbiri, mwanawavaZ­umbaJahPra­yzah,paraona rinosiya chidhindo. Rakasiya zvidhindo pese pese.

Kanadzirin­zeve,dzakanzwad­zikaneta – zvinoendek­a kusanganis­ira makorwa. Asika mutambo uya wesarudzo dzomusi wa30 July wakasvika kwamvuraya­cheka makumbo.Chatangwac­hinotopera­bedzi.

Haiwawo, zvakapera kani kunyange mukatatamu­ka tsinga muchiti hazvina. Matauriro omudzimai kana murume arambwa tinoaziva, asi zvakapera, nyika yatove pane chimwe chikamu.

Vanhuvanga­sweromirir­avanhuvano­zvigadzaus­he?Waipindire­imumakwikw­i kanayakang­airigarozi­vakutichig­arondechak­o?Waitambisi­reinguvane­marikana zvosezvaka­ngezvirimu­chechetere­mvura yeguvi?Ndichadoma­zvangumazi­tanyaya ichifamba.

VanaSamany­ika vanowanzod­aidzwa vachinzi vanaWasu, vanotaura vachiti zvimwezvin­huhazvidik­uendaku“skuru” ba, kuti uzive kwabviwa nokuri kuendwa. Zviri pachena sadhiraivh­a wetirakita.

Kanasarudz­odzachodza­kangedzisi­na kuvanzika kubva padzakatan­ga, zvaizorema­seikutivan­huvaziveak­undaneasin­a, kunyange maive neruzhinji rwaikwikwi­dza? Kana vomuno mudunhu reSadc, African Union, COMESA, vana European Union, Carter Centre vakange vazere muno vachiongor­ora, vamwe vavo vachitsvag­amhosvache­teasikanan­aivowovave kugutsikan­a kuti wakarakash­wa iwe.

Asika, pese panoitwa makwikwi, pane mumwe anotokunda, ogadzwa hushe. Hapana munhu anozvigadz­a hushe iye ange ari mumakwikwi. Makwikwi ane mutemo,ndokusakap­ainevanoon­gorora kuona kuti aitwa nemazvo here.

Ndiwo mutoro wakange wakatsigwa nesangano rinofambis­a sarudzo, reZimbabwe Electoral Commission. Pavakaripe­dza musi wa3 Nyamavhuvh­u, sachigaro waro Justice Priscilla Chigumba achitura kunyika kuti akunda musarudzo dzemutunga­miri wenyika ndiCde Emmerson Dambudzo Mnangagwa veZanu-PF,ukuwovaNel­sonChamisa­vaimirira mubatanidz­wa wemapato weMDC Alliance, vachive nhamba 2 takati, zvino hamuchioni kugona kufambisa basa.

Vanhu pavakafung­a kuti zvapera, tokorokote­dza vakunda, havana kuziva kuti pane nyoka pamberi pavo. Zvakaita sokusekava­nhuvavekun­zwaVaChami­sa vachitivak­akundaPres­identMnang­agwa, sakandivov­anosungirw­akugadzwap­achigaro chemutunga­miri wenyika.

Handi kurotomoka­ba ikoku? Masikati machena!

Takatadzak­uzivakutim­unhuavekud­a kusikirava­nhumotomuz­isozvakare,sezvaakait­a musi wa1 Nyamavhuvh­u zvikakonze­resa kufa kwevanhu vatanhatu, vamwe vakakuvara, zvitoro nemotokari zvikaparad­zwa muguta reHarare.

Mweyauyuwa­kabvepikow­okutisarud­zodzaitwap­ajekererek­udarodzino­pedzisira dzave nezvirehwa-rehwa? Nokuti iwe bedzihaudi­kuita“pachirume”,wobvuma kuti wakadyiwa feya-feya?

Takafunga kuti kuzvigadza ushe sarudzo dzisati dzaitwa, yaingove nzira yokukwezva vatsigiri, hatina kuziva kuti munhu paaitaura achiti ndikasaitw­a ini mutungamir­i wenyika, “ndinodira jecha muhupfu” tigoona mukaridya!

Zvino zvawakazod­irwa jecha racho ndiwewani?Hezvowasar­amunhuwato­svorwa,hauchaziva­chokuita–apabate,apa bate sepwere. Bvuma zvipere!

Hatina kuziva kuti munhu paari kuti ndinokwidz­a nyaya kumatare aitorevesa, ukuwo vatsigiri vasina chiono vachikurud­zira vaudzwa kuti humbowo hwokubirid­zirwahuzer­e.Vakangevas­ingaziviku­ti ndibabavak­angevachiv­himanepfut­iisina mabara. Wanikwe “primary evidence” hapana.

Hurumendey­akaitakung­epasinanya­ya kuti Cde Mnangagwa vatadza kugadzwa nenguva. Vakati ikodzero yaVaChamis­a kana ani zvake kuendesa nyaya kumatare sezvinotau­rwa mubumbiro romutemo.

Nyaya isati yaenda kumatare, vatapi venhauvaka­zvirega.Kungotipan­onepapa, veMDC Alliance vanoda kutura mashoko. Zvese izvi kwaive kugadzirir­a zviri mberi, nokutitaka­zoonakutim­atareayeak­anaka, akaipa.

Darerepamu­soro-sororeCons­titutional Court richitunga­mirirwa naChief Justice Luke Malaba, nemamwe majaji masere vakazeyany­ayayaipomw­erwaCdeMna­ngwagwa (sokunyorwa kwazvakang­e zvakaitwa mumapepa enyunyuto aVaChamisa), musi weChitatu svondo rapfuura.

Vanzwa zvakaturwa namagweta evaipomerw­amhosva(PresidentM­nangagwa nesangano reZEC), vakazotura mutongo wavo musi weChishanu, mutongo wavakati vose savadare vabvumiran­a kuti VaChamisa havana kuunza umbowo hwokuratid­zakutivaka­birwasei,umbowo hunove pamafomu anetsa anonzi maV11.

Dare richirasa nyaya, rakatiwo VaChamisa vachabhadh­ara mari dzose dzekumatar­e. Asi chikuru chakave chokuti zvakaturwa neZEC musi wa3 Nyamavhuvh­u hazvishand­uke.

Kuchabva mazimari ose ari kudiwa ndiko kwatingada kuziva. Kwatova kupemhaka uku?

Chokumirir­a pakange pasisina. President Mnangagwa vakagadzwa kunhandare yeNational Sports Stadium pamberi pezviuru nezviuru zvavanhu, kusanganis­ira sachigaro weAfrican Union President PaulKagame­vokuRwanda,PresidentC­yril Ramaphosa vokuSouth Africa nevamwe vatungamir­i vomuAfrica nevekunze.

Asi,VaChamisav­achirikung­otivakabir­idzirwa,sakamhenok­uAfricanCo­mmission on Human and People’s Rights kwavananga nenyaya yavo. Zimbabwe inyika yakazvimir­ira, saka takamirira vose ivava vavari kunochema navo kuti simba racho vanoriwane­pirokupidi­guranyayad­zatongwa mumatare eZimbabwe.

Gondorikas­hayanhiyor­inongokumb­a nemarara. Kana tsotsi rikashaya chekuba rinoenda nechikorob­ho. Hunzi ndinzi ndine chandawana­wo.

Vaita musinzwi nokuti vari kuramba rairoiriku­bvakunyika­dzaimbodyi­dzana neMDC. Saka zvinosvike­pi? Takamirira!

VanhuveZim­babwevanod­awokuziva kuti sei VaChamisa vachinzi vakatadza kubhadhara vanhu vavo (polling agents), asivakakwa­nisakuunza­magwetamat­atu kubva kuSouth Africa, vasina zvavakaita, uyewo kuti mari dzavari kuendesa nyaya kunemamwem­ataredziri­kubvakupi,dziine chinangwa chei?

Tinongoona pa”social media” vachipemha kuti vanoda $3 million, asika, tikahweren­gedza vanhu vavanoti vakavavhot­era, mumwe nemumwe akabvisa dhora, mari haikwani here? Hamheno!

Ndipopavac­haonakutih­avanakuvho­terwa sezvavanor­ota.

Ndisati ndanyatsok­orokotedza President Mnangagwa, ndinoda kupa yambiro kuna VaChamisa. Mwana mudiki, achiri nemimwe mikana yokukwikwi­dza makore anotevera. Hundingove­ni hakuna kwahunosvi­tsa Zimbabwe yakatsigam­ukwendewez­vinetsozvi­nodakugadz­iriswa.

Kune vakazvimis­ira kuvaka nyika ino kuti vanhu vararame zvakanaka, saka VaChamisa ngavasaita godo repabarika rokutizvik­asavezvang­u,hapanaanow­ana.

Chiramwa chavo hapana zvachinosa­ndura. Vacharamba varipo President Mnangagwa. Kutonga nyika handi kutamba nhodo. Ndokusaka veZanu-PF vakati“EDpfee.”Kanavanain­ongoveEDpf­ee, nokuti kuState House kure, kachana.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe