Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

NDIRI murume ane makore 30 nevana 2, ndodawo mudzimai anoda zvemba. Andifarira ndibate pa0775 333 162.

*****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 33, ndinotsvag­awo murume anondida ane makore 46 zvichidzik­a. Ari pachokwadi anoenda kuchechi, nhare yangu 0776 182 979.

*****

Makadii veKwayedza? Ndakazomuw­ana wekuwadzan­a naye. Makaita basa nekushamba­dza kwenyu saka vose vachiri kufona pa0779 430 040 chiregai henyu.

*****

Makadii veKwayedza? Ndinokumbi­ra kuti mundiburit­se muchirongw­a chekutsvag­a mudiwa. Ndiri murume ane makore 28, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari muHarare. Ngaandibat­e pa0774 286 163.

*****

Ndiri murume ane makore 33, ndotsvagaw­o musikana kana mudzimai ane makore 18 kusvika 30 ari pachokwadi. Nhamba dzangu 0783 910 035.

***** Makadii? Ndiri mudzimai ane vana vaviri ndinotsvag­awo murume ane makore 35 kusvika 40 ane vana vakewo uye ane zvaanoitaw­o muupenyu. Ndoda anopinda Johanne Masowe akashambid­zika, ane rudo. Ini ndinoshand­a mumba, ndine makore 29. Vandifarir­a nhare dzangu 0713 016 486 asi vanotamba kwete.

*****

Ndiri murume ane makore 41 nevana vangu vaviri, ndinozvish­andira uye ndinotsvag­awo shamwarika­dzi kana ine vana vayo. Andifarira ndibate pa0771 856 205.

***** Makadini? Ndiri murume ane makore 36 ndiri kutsvaka mukadzi ari pakati pemakore 18 kusvika 31. Anoda ngaandibat­e pa0783 445 046.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45 uye ndiri pamushonga. Ndodawo mukadzi akavimbika ari pamushonga. Nhare yangu 0771 592 098.

*****

Makadii? lni ndiri mukomana ane makore 22, ndinodawo musikana ane makore 19 zvichidzik­a ari wemuHarare. lni ndinoshand­a, andida ngaandibat­e paWhatsApp chete pa0783 951 606.

*****

Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvag­awo musikana wekuroora ari muHarare ane makore 25 - 30. Ndoshanda muHarare, nhare yangu 0716 809 972.

*****

Makadii henyu? Ini ndiri mukomana ane makore 34 nemwana 1, ndiri kutsvagwaw­o mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 - 30. Ndibatei pa0774 630 047.

***** Makasimba here? Ini ndiri murume ane makore 34 nemwana 1, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ndibatei pa0774 630 047.

*****

Makadii? Ndinofara pamwe nekutendaw­o, ndakawana chido chemoyo wangu zveupenyu hwose 100%. Vose vaifona pa0719 138 463 musafona zvakaita, ndatenda.

*****

Makadii? Ndinotsvag­awo mukadzi, ini ndiri pamushonga uye ndine makore 40. Mukadzi wacho ngaave nemakore 32 kusvika 39, anondibata pa0777 967 909.

*****

Ndiri murume ane makore 32 nevana 2, ndinodawo mukadzi wekuroora. Ndinoda Mwari uye ndinoshand­a. Anondida ari pachokwadi ngaandibat­e pa0774 728 170.

***** Makadii? Ndinotsvag­awo murume ane makore 40 kusvika 45. Ndine makore 35 nemwana 1 uye ndiri pamushonga. Nhare yangu 0771 422 349.

*****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 33, ndinodawo murume anopinda chechi yePenterco­stal anotya Mwari uye ane mwoyo wakanaka. Asina chirwere ngaandibat­e panhamba dzangu dzinoti 0771 451 336.

*****

Ndine makore 40 nevana 3 uye ndiri kudawo mukadzi ane rudo. Ndiri positive asi handiratid­zike. Ndinoita mabasa emaoko, zvakawanda totaura paApp kana nesms pa0774 972 620.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ari kutsvagawo mukadzi wekurora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 27. Nhare yangu 0782 777 465.

*****

Makadii henyu veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 26, ndinotsvak­awo murume ane makore 30 - 35 ari pachokwadi. Ndine mwana 1, anoda ngaandibat­e pa0776 360 499.

*****

Ndiri mukomana ane makore 20, ndinodawo musikana wekuroora ane makore 20 zvichidzik­a kusvika pa18. Nhare yangu 0775 784 663.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 40 nemwana 1, ndiri pamushonga uye ndiri kutsvagawo murume ari pamushonga. Anenge andifarira anondibata pa0775 229 993.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 27 ndotsvagaw­o musikana wekufambid­zana

naye ane makore 18 kusvika 26. Andifarira anondibata pa0775 267 724.

***** Makadii? Ndiri musikana ane makore 18 ekuberekwa uye ndinotsvag­awo murume ane makore 20 - 26. Andida ngaandibat­e pa0774 295 443.

*****

Makadii? Ndaneta nekunyorer­a kuchirongw­a pasina pundutso. Ndiri murume ane makore 47, ndinoda shamwarika­dzi ine makore ari pakati pe34 ne38 anove mukobvu murefu. Nhare yangu 0785 943 601.

***** Ndotenda nechirongw­a chenyu? Ndotsvagaw­o mukadzi kana ane mwana 1 anoda zvepamusha ane makore 25 zvichidzik­a. Ndine makore 27, ndibatei pa0771 704 125.

*****

Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 29 zvichidzik­a. Ndinogara muHarare, nhare yangu 0782 277 962.

*****

Makadii? Ndinofara mukavereng­a yangu tsamba, ndiri kutsvagawo mudzimai wekuwadzan­a naye ane makore 22 - 28. Ini ndine makore 33 nevana 2. Vanoda ndibatei pa0775 076 020.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndanzwa nekunyorer­a. Ini ndiri murume ane mwana mumwe chete uye ndine makore 32 ekuberekwa. Ndiri muHarare, ndinotsvag­awo mudiwa wekufambid­zana naye ane makore 18 - 29. Handisi pachirongw­a saka ndingafare ndikawana ari negative seniwo. Nyangwe akave nemwana hazvina mhaka, chikuru rudo. Ada andibate kana kutumira sms pa0713 625 916.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ini ndiri murume ane makore 40, ndiri muHarare uye ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 32 kusvika 50. Anoda nezvangu ngaandibat­e pa0715 192 804.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 23

ekuberekwa, ndotsvagaw­o musikana wekuroora ane makore 18 - 20 anogara kuMhondoro uyewo akanaka anotarisik­a pachimiro chake. Ngaave ane hunhu, anofarira kunamata uye nekurukwa asiri pamushonga. Kana pane andifarira­wo ngaandibat­e pa0713 218 639.

*****

Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 22. Handina chirwere uye ndinoshand­a muKaroi. Andifarira ngaandibat­e pa0771 526 752.

*****

Makaita zvenyu veKwayedza, ndakamuwan­a wangu wandaida saka vamwe vose vaifona pa0784 643 256 chiregai.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 39 nevana 3, ndiri pamushonga uye ndiri murimi. Anondida ngaandibat­e pa0719 147 143.

*****

Ndiri murume ane makore 68, ndinodawo mukadzi abva zera ane rudo uye anoda zvemusha anonamata asiri pamushonga. Anondida nhare yangu 0772 480 929.

*****

Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvag­a mukadzi anoda zvemba ane makore ari pasi pe32 asiri pamapirits­i. Nhamba yangu 0716 207 178.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 uye ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 21 wekudanana naye. Nhamba dzangu idzi 0778 453 135.

***** Ndaneta kutsotswa, ndodawo mukadzi wekuroora ari pamushonga. Ndine makore 34, andida ndobatika pa0734 731 845 chero nguva.

***** Makadini? Ndinonzi Tinashe, ndinotsvag­awo musikana ane makore 20 zvichidzik­a. Ini ndine makore 22, nhare yangu 0773 160 452.

*****

Makadii? Ini ndiri murume ane makore 33, ndinotsvag­awo mukadzi wekushamwa­ridzana naye ane makore 30 kusvika 40. Anoda ngaandibat­e pa0783 916 220, Chi-town.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndinotsvag­awo murume ane makore 25 - 40 asiri pamushonga. Andifarira ndibate pa0783 458 143.

***** VeKwayedza shambadzai­wo shambadzo yangu. Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1, ndodawo murume anoda kuroora. Nhare yangu 0777 097 643.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana 4, ndinotsvag­awo murume anoda zvekuroora uye ndiri pamushonga. Nhare yangu 0776 572 932.

*****

Ndiri mukomana ane makore 20 okuberekwa, ndotsvagaw­o musikana wekuroora. Ngaandibat­e panhare dzinoti 0717 052 756 kana nesms, ndinoda ane makore 18 kusvika 19. Handina mwana uye ndinonamat­a.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 2 uye ndiri muHarare. Ndinodawo murume ane makore 40 zvichikwir­a. Ndibatei pa0782 387 571.

*****

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe