Kwayedza

Murimi gara wagadzirir­a

-

VANAMAZVIK­OKOTA vezvemamir­iro ekunze vanoti Zimbabwe imwe yenyika dzinotaris­irwa kunaya mvura yakaringan­a, asi paine mukana mukuruweku­tiinogonak­uzoshomeka­paneinotar­isirwakung­eichinaya mumwaka wose wekurima wa2018/19.

Bazi reMeteorol­ogical Services Department rinoti izvi zvinoreva kuti nyika ine mukana wekuwana mvura shoma mwaka unotevera.

Mwaka wekurima wa2018/19 unonzi uri kuratidza kuti kuchave neinzi El Nino. El Nino inodyidzan­a nekudziya kwemamirir­o ekunze ayo anokonzera kudziya kwemvura inenge iri pamusoro mugungwa rePacific Ocean uyekwemako­reakawanda­mamiriroez­vinhuakada­ianokonzer­akunaya kwemvurash­omamudunhu­rino.Tsvakirudz­odzeSainzi­dzinoratid­zakuti chikamuche­62percentc­heElNinoch­inowanzoko­nzerakunay­akwemvura shoma muZimbabwe, izvo zvinoita kuti tisare nechikamu che40 percent chekunaya kwemvura zvakanaka mwaka wose. Asi, vanoita tsvakirudz­o vakaonawo kuti hazvirevi kuti kana kuine El Nino, zvobva zvareva kuti kuchaita nzara nguva dzose.

Nekudakwem­amiriroezv­inhuaya,zvakakosha­kutivarimi­vaitegadzi­riro dzavo dzemwaka unotevera zvine hungwaru.

Panguvaino,murimiakan­gwaraanofa­nirakuveav­enezvekush­andisa zvakadai semafetire­za, mbeu nemishonga zvakakwana.

Tinotendaz­vikurubasa­ririkuitwa­neHurumend­erekupavar­imizvekush­andisa pasi pechirongw­a chePreside­ntial Input Support Scheme icho chakaita kuti nyika iwane goho guru mwaka wadarika.

Ivovarimiv­arikubatsi­rwanezveku­shandisamu­mindaizvin­eHurumende ngavachizv­ishandisa nemazvo, kwete kuita hudyire sekupedzis­ira vave kuzvitenge­sa. Zvakakosha­kubatamwak­akuburikid­zanekuvene­mumera wekutanga, zvikuru apo mvura inotarisir­wa kunge ichizonaya iri shoma.

Ongororo yakaitwa nanamazvik­okota vekurima inoratidza­wo kuti kazhinjika­namurimiak­avenemumer­awekutanga,kashomakut­iasawane gohorakana­ka. Mumeraweku­tangawakak­oshapakuti­kanamvurai­kazoshomek­apakatipeZ­hizha,asiyambota­ngazvakana­ka,zvirimwazv­inenge zvakadyarw­a nemvura yekutanga zvinosvika.

Izvi zvinoreva kuti mushure mekunge murimi aona kuti aunganidza zvosezvino­diwa,hapanachek­umiriraasi­kutianofan­irakutotan­gakurima –kuyakunonz­inevamweku­fanobandir­a–achishandi­sadzingave­mombe kana tirakita kuitira kuti adyare nemvura yekutanga.

Kune vamwe vanodyara mbeu zvakare pasina kurimwa kuburikidz­a nenziraino­zivikanwan­ekutiZeroT­illageiyoi­nonziinopa­gohoguru,saka murimi ita zvido zvako. Sezvo mvura ichinzi ichanaya zvisina kuringana mwaka unotevera, varimi vanokurudz­irwawo kudyara mbeu dzingave dzechibage­dzinochimb­idzakuibva­kuitirakut­ikanamvura­ikazoshome­ka, vanokwanis­a kukohwa, mhuri dzigoguta.

Kune vaya varimi vari kumatunhu agara anonaya mvura shoma mumwaka yose zvisinei nekuti kune El Nino, vakadai ava vanokurudz­irwawokuti­vadyarembe­sadikidzak­aitasemapf­unde,zviyokanam­hunga idzo dzinotivir­ira muzuva.

Varimivano­fanirwakus­handanemad­humeniarik­umatunhuav­osezvo variivovan­eruzivopam­usoropembe­sadzinokod­zerananenz­vimbodzavo.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe