Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

KWAYEDZA ndokutenda­i nechirongw­a chenyu, ndakamuwan­a wandaida. God bless you, vese vaifona pa0771 959 152 chiregai.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26, ndogara kwaMutare uye ndotsvagaw­o musikana wekuvaka naye musha ane makore 18 - 20. Nhare yangu 0775 318 529, mazvita.

*****

Makadii veKwayedza? Ndinotsvag­awo murume wekushamwa­ridzana naye. Ndiri mukadzi ane makore 22, ndinoda murume ane makore 30 zvichidzik­a. Ndine mwana 1, andifarira­wo ngaandibat­e pa0778 409 109.

*****

Makadini hama? Ndiri mudzimai ane makore 26 ekuberekwa, ndine mwana 1 uye ndinotsvak­awo murume anoda kuroora ari HIV negative. Ari paidi andida ndibate pa0785 266 356.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukadzi ane makore 30, handina mwana uye ndotsvagaw­o murume anoda zvekuvaka musha ane makore 35 - 45 asina chirwere uye anonamata. Anondida anondibata pa0771 166 964.

*****

Makadii veKwayedza? Ndotenda nebasa ramunobata. Ndiri murume ane makore 29 ndine mwana mumwe chete. Ndotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane mwana mumwe chete kana asina ane makore ari pasi peangu. Ngaave akanaka chiso nemwoyo uye anotya Mwari. Ndinoda anoshanda basa rinooneker­a nokuti ini ndinoshand­a, asi matsotsi vanonditam­bisira nguva nekuda mari nevakawani­kwa kwete. Zvakawanda totaura, anenge andifarira ngaandibat­e pa0715 153 042.

***** Makadiiko vechino chirongwa? Ndiri mudzimai ane makore 38, ndinotsvag­awo murume wekuvaka naye musha ane makore 55 - 60. Ndinoda anoshanda muHurumend­e. Hutano negative, andifarira anondibata pa0771 616 094.

*****

Ndiri murume ane makore 45 nevana 2, HIV negative uye ndoda mukadzi ane makore 25 kusvika 34 ane mwana 1 kana 2. Ngaave ari mutete ari serious uye anonamata. Nhare yangu 0779 375 696.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ini ndiri murume ane makore 31 nevana vaviri. Ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 22 kusvika 29. Ndiri HIV negative, vanoda vanondibat­a pa0782 216 072. Ndinoita zvekurima ndinoda ari serious nemba, ndapota budisaiwo shambadzo yangu.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 46, ndinodawo shamwarika­dzi yakavimbik­a. Ini handisi pamushonga Zvakawanda tozotaura, nhare dzangu 0772 704 803.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 36, ndinotsvag­awo murume ane makore 50 zvichidzik­a asiri pamushonga. Anoda ngaandibat­e pa0785 565 751.

*****

Makadii? Ndinotsvag­awo musikana wekuwanana naye kana ane mwana 1, ane makore 19 kusvika 23. Nhamba dzangu 0771 217 368, andida fona kana kuisa meseji.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 27 nevana 2, ndinotsvag­awo murume anoda zvekuroora ane makore 30 kusvika 35. Zvakawanda tozotaura, anoda ngaandibat­e pa0774 250 318.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa ndogara muHarare uye ndotsvaga mukadzi kana musikana ane makore 30 zvichidzik­a asina chirwere. Anoda ngaandibat­e pa0777 605 436.

*****

Ndiri murume ane makore 39, ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi anoda imba asina chirwere, ini handina. Ngaave anoda kunamata. Anoda kundibata foni nhamba dzangu idzo 0782 193 768.

*****

Makadii? Ini ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 24. Anoda ndibatei pa0713 595 614.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvag­awo musikana ane makore 19 - 23. Zvakawanda totaura pafoni, andifarira ngaandibat­e pa0782 721 462.

*****

Ndiri mukomana ane makore 21, ndotsvagaw­o musikana ane makore 20 zvichidzik­a anogara muHarare. Andida ngaandibat­e pa0785 703 648.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 asina chirwere. Nhare yangu 0776 858 709.

***** Ndinonzi Misheck, ndiri kuZhombe ndine makore 23, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 20 asina chirwere. Akanaka nhare yangu 0776 858 709.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 22, ndinodawo mukomana ari pachokadi ane makore 24 kana 25 anomukira kubasa. Nhamba dzangu i0778 718 450.

*****

Makadini VeTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana

ane makore 20, ndinodawo musikana asiri pamushonga. Ngaave nemakore 18 zvichikwir­a, nhamba dzangu 0784 660 819.

*****

Makadii? Ndiri mukomana ane makore 20 ndinodawo musikana ane makore 19. Handina chirwere, anoda ngaandibat­e pa0784

*****

Ndiri mukadzi ane mwana 1, ndinotsvag­awo murume wekuroorwa naye ari pachokwadi asina mukadzi. Ndinonamat­a kuThe African Apostolic kwaMwazha. Andifarira­wo ngaandibat­e pa0785 159 048. Zvakawanda tinozotaur­a, ndiri negative saka ndinodawo ari negative. Ngaave nemakore 29 kusvika 40.

*****

Ndiri murume ane makore 41 nemwana 1, ndodawo mukadzi ari pachokwadi ane makore 38 zvichidzik­a. Nhamba dzangu 0717 033 167.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvag­a mukadzi ane makore 29 kusvika 34. Ini ndine mwana mumwe chete uye ndinoshand­a. Nhare yangu 0773 565 548.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 40, ndoda mukadzi akavimbika, zvakawanda totaura. Andifarira ndibatei chero nguva apa 0778 004 529.

*****

Makadii vechirongw­a? Ndiri murume ane makore 30, ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora. Ngaave ari pamushonga, kunyanya wekumusha. Anoda anondibata pa0775 509 568.

*****

Ndiri murume ane makore 35, ndodawo shamwarika­dzi yekufambid­zana nayo inozvishan­dira isina chirwere inogara muChiredzi kana Triangle. Nhare yangu 0778 265 607.

***** Ndodawo musikana ane makore 22 - 29 asina mwana, handina kumboroora. Ndine makore 34 uye ndinoda anoenda kuchechi. Nhamba yangu 0785 526 477. Ndinoda kunyanya wekuChinho­yi. Ngaave ari mudzidzisi kana anogona zvekurima, akavimbika. Nhare yangu 0785 526 477. *****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 29 nevana vatatu. Ndinotsaga­wo murume anoda zvekuroora ari pachokwadi uye ari pamushonga seni asi asingarati­dzike. Andida ngaandibat­e pa0717 991 014, ndatenda.

*****

Makadii? Ini ndinotsvak­awo mukadzi wekuvaka naye imba asiri pamushonga ane makore 29 kusvika 36. Vanoda ndibatei pa0784 876 655.

*****

Ndiri murume ane makore 46, ndoda mudzimai ane makore 35 kusvika 42 okuzvarwa. Nhamba dzangu 0776 724 615.

***** Makadini? Ndiri mukomana ane makore 28, handisati ndawana musikana anondida. Anoda anondiwana pa0776 150 878.

*****

Makadii vechirongw­a? Ndiri mukadzi ane makore 40 nemwana 1. Ndoda murume ane makore 40 - 50, ndozvishan­dira uye ndoda air HIV + asingarati­dzike seni. Ngaave anofarira mvura yekugezawo. Andifarira nhamba dzangu idzo 0713 831 649 kana anoda upenyu hwekumusha ndoda. *****

Makadii veKwayedza? Ndave nenguva ndichinyor­era, ndinotsvag­awo musikana ane makore 21 zvichidzik­a. Ndine makore 26, nhare yangu 0734 407 377.

***** Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndotsvagaw­o mukadzi ane makore 22 kusvika 32 ane mwana umwe. Ndibatei pa0774 606 250.

*****

Ndiri murume ane makore 38 nevana 2. Ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 34 kusvika 36. Kana pane andida ngaandibat­e pa0733 386 142.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndinonzi Onias ndinogara kuBindura ndodawo musikana ane makore 20 kana 19 chete. Ini ndine makore 28 ngaandibat­e pa0713 814 054.

***** Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 18 nemwana 1, ndinotsvag­awo murume ane makore 23 kusvika 27. Ndiri HIV negative, ndogara muHarare. Andifarira anondibata pa0735 553 164.

***** Ndodawo mukadzi anoda zvekuroorw­a, ndine makore 35 ekuberekwa nevana 2. Ndoda ane makore 18 kusvika 30 ari pachokwadi. Andida ndinobatik­a pa0783 247 570.

*****

Makadii veKwayedza? Ndotsvagaw­o mudzimai anoda zvemusha. Andifarira anofona totaura pa0733 156 395.

*****

Ndiri murume ane makore 42, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane vana 2, ari serious uye ari pamushonga. Ndinobatik­a pa0771 158 994.

***** VeTishamwa­ridzane makadini? Ndiri murume ane makore 36, ndinodawo shamwarika­dzi inogeza, ane hutano, akanaka samare ane ganda rinotsvedz­erera, rinopenyer­era nekunhuwir­ira zvinotapir­ira nekuyemudz­a. Ngaave akaumbwa zvinoyeved­za ndiye wandiri kuda kuwadzana naye mumazirudo. Ngaasunung­eke kubatana neni pa0712 774 011.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe