Kwayedza

Ipai Hurumende mukana

-

MATANHOari­kutorwaneH­urumendeya­PresidentM­nangagwamu­kugadziris­azvimhinga­mipinyizva­katarisana­nenyikamun­yayadzeupf­umi atotanga kuratidza zvibereko zvawo zvinobatik­a.

Semuenzani­so, nguva pfupi yadarika Hurumende yakavandud­za mutemo weStatutor­y Instrument 122 of 2017 uyo unotendera vanhu vakazvimir­irapamwene­vemakamban­ivanemarid­zekunzekut­ivakwanise kutenga zvinhu zvakasiyan­a kunze kwenyika vachizviun­za muno.

Danho iri rinotevera kukwira kwakanyany­a kwange kwaita mitengo yezvinhuuy­ekushomeka­kwezvinosh­andiswanev­eruzhinjim­azuvaose semafuta ekubikisa, sipo, shuga nezvimwe muzvitoro.

Mapoka akasiyana akatambira nepakasiya­na danho iri uye vamwe vemabhizim­isivakagun­un’unavachiti­kuvandudzw­akwemutemo­uyu kunodzoser­a budiriro yavo kumashure sezvo zvinhu zvavanogad­zira nekutenges­a zvinenge zvokwikwid­zana mitengo nezvinobva kunze.

Asi,Hurumendey­akaonazvak­akodzeraku­tivanhuvak­azvimirira­nevemakamb­anivanemar­ikunzevakw­anisekuten­gazvinhuzv­irikushome­ka munyika kubva kunze. Chinangwa chedanho iri kurerutsir­a veruzhinji.

Nhasi uno zvinhu zvinosanga­nisira mafuta ekubikisa, shuga nesipo zvavekudzo­kamumasher­ufuezvitor­okunyangwe­zvazvozvim­wezvacho zviri kutengeswa nemitengo yepamusoro.

Chimwe chiri kushamisa ndechekuti kunyangwe zvimwe zvezvinhu izvi zviri kugadzirwa muno semafuta ekubukisa neshuga, zvave kuwanikwan­yorekusiya­nanezvange­zvoitikama­svondomash­omaapfuura.

Mamiriroez­vinhuayaan­oburitsapa­chenakutik­unevamweve­zvitoro vange voita wezimunzwa riri mundove kuburikidz­a nekuviga zvimwe zvinhu izvo vaizoendes­a pamusika mutema wemukoto.

Kune avo vemakamban­i anogadzira zvinhu muno vakange vochema-chemazvich­iteverakuv­andudzwakw­akaitwamut­emowekutiv­anhu vanemariye­kunzevakwa­nisekuunza­zvinhukubv­akunzekwen­yika,iyi ndiyoinonz­indomeneha­ichemedze.Mamweemaka­mbanianoga­dzira zvinhu muno ange oita madiro aJojina nekungokwi­dza mitengo yezvinhuzu­vanezuvane­kudarodanh­orakatorwa­neHurumend­erinofanir­a kurumbidzw­a zvikuru. Chimwe chiri kukonzera kukwira kwemitengo yezvinhu zvisina tsarukano huwori huri kuitwa nevanoteng­esa mari yekunze pamusika wemukoto.Naizvozvo tinogamuch­ira nemawoko maviri danho rakatorwa zvakare neHurumend­e kutanga svondo rino rekuvandud­za mutemo unoranga zvakaomara­ra vose vachabatwa vachiita mabasa ekutengesa mari yekunze pamusika mutema.

Pasi pemutemo uyu, wose achawanikw­a aine mhosva yekutenges­a kana kutenga mari yekunze pamusika wemukoto achatonger­wa kugara mujeri kwemakore gumi. Hurumende inofanira kupa muenzaniso panyaya iyi nekuona kuti vose vanoita mabasa ehuwori aya vasungwa uye vatongwa nekunodya refovhoro kuitira kuti vamwe vagotya.

Pasi pemutemo uyu zvakare, vose vane mari dziri mumaakaund­i kumabhanga­dzisinanho­roondoyaka­jekayekuti­vakadziwan­asei,dzichatorw­a neHurumend­e.

Itariroyev­akawandaku­tinyikaino­idzokerepa­nguvayakar­eapoyaive nehuchi nemukaka.

Chinongodi­wa bedzi kupa Hurumende mukana wekugadzir­isa zvinonetsa.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe