Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers. co.zw kana patrick.shamba@ zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

** * MHINDURO DZESVONDO RAPERA:

Zadzisa makashama nenyaudzos­ingwi yakakodzer­a pane dzinotever­a:

pindikiti, fararira, kwetsu, dzvamu

Gudo rakati (pindikiti) mumunda, rikawana tsoko dziri (fararira).

Gudo rakati (dhuu) kufunga, nekuti raida kudzinga tsoko mumunda.

Gudo rakazongoe­rekana dhuu, rati mhere (kwetsu) richitiza kubva mumunda. Tsoko dzakati Gudo anofanira kunge aona njodzi, naidzowo dzichibva dzati (dzvamu) dzichiita chipitipit­i chekupinda musango.

*** ZVAKABVA KUVAVERENG­I: Alexio Muhanya, Thyname ZFC, Gweru – Dede igudo.

*** Ashley Taruvinga – Dede ibveni kana gudo.

*** Tafadzwa Shamva – igudo. dede

***

0720 024 862 – Dede igudo kana kuti bveni.

***

S Chirandu – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu. *** Madzimai Try, DZ Ext – Igudo/ bveni/mutiro ***

0716 623 986 – Dede ibveni kana kuti gudo.

***

0716 623 986 – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu. ***

Believemor­e Chengeta, Masvingo – Dura imba inochenget­erwa zvirimwa.

*** Arnold Matsheza, Sidakeni High School, Zhombe – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu.

*** Delight Mwedzi, Pfumo Primary School, Grade 7, Chitungwiz­a – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu.

***

Aaron Kachidza, Kapotesa school Mudzi – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu. *** Kudzai Mambo, Overspill – Dede igudo. ***

Tatenda Ngorima, W. Park D –

1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzamu.

*** Gilbert Kachidza, Kapotesa school Mudzi, 0773 401 865 – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu.

***

Tasosa Kudakwashe – dede igudo kana kuti bveni.

***

P. Chikwira, 0712 724 947 – Dede igudo.

***

Angel L Munyowere, Grade 4, St Paul’s, Gokwe – 1. pindikiti;

2. fararira; 3. dhuu; 4. kwatsu; 5. dzvamu.

*** Miriam Murozoki, Juru – 1. pindikiti; 2. fararira; 3. dhuu; 4. kwetsu; 5. dzvamu.

***

Stuart Avereni, Budiriro 1 – Dede igudo kana kuti bveni.

* * *

Isaac Madimbire, DZ Ext, Harare – Dede igudo.

***

0782 975 605 – Dede chibage chinyoro chisati chanyatsos­vika.

***

Justice Mariga, Chitungwiz­a – Dede igudo.

*** ZVEKUITA:

Zadzisa makashama nenyaudzos­ingwi yakakodzer­a pane dziri pazasi:

tsve, tumbi, cheu, nyahwanyah­wa, bheu,

Tsuro akati . . . akaona pasina munhu. Akati . . . achienda pamba paGudo. Akasvika pamusiwo akati . . . kumira.

Mushure mekanguva akazoti musiwo . . . ndiye . . . nhava yaakanga akatakura.

*** mhinduro

Onai rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007. svondo

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe