Kwayedza

Bhora Mutambo

-

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weFA Cup uripo pakati peChelsea neManchest­er United nemusi weMuvhuro kunhandare yeStamford Bridge uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumir­wa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peManchest­er City neChelsea kuEtihad Stadium nemusi weSvondo wadarika.

Mumutambo uyu, Manchester City yakahwinha 6 - 0.

Nomatter Isusu Munuwa, paChi-town - Manchester City 2 Chelsea 1.

Baba Vita, paChuru Farm - Man City 0 Chelsea 2.

P Cheza, Budiriro 4 - Man City 2 Chelsea 1.

Justice Mariga, Chitungwiz­a - Manchester City 2 Chelsea 0.

0775 295 348 - Manchester City 2 Chelsea 0.

NdiTawanda Mudziwo, kuSouthlea Park - Chelsea 3 Manchester City 1.

Zoro Chiwa paEast View Man City 2 Chelsea 1.

Muneri, paSadza, Chikomba - Manchester City 2 Chelsea 1.

Michael Muzembi, Masvingo - Manchester City 1 Chelsea 0.

0775 222 088 - Chelsea 1 Manchester City 2.

0784 201 921 - Mutambo weSvondo weManchest­er City neChelsea uchapera wakati Manchester City 2 Chelsea 1.

Mahachi Masia - Manchester City 2 Chelsea 1.

Ndini Daniel Bizari, paRusike, Goromonzi Kkkkkk mumutambo uyo mune munhu pasi hama, hapadane anonzwa Chelsea ichazvamba­radzwa 3 - 1 bhora Man City.

Dhakise, Masvingo TM rank - City win hapana chitsotsi 3 - 1.

Boss, paSamora - Chelsea 2 Man City 1.

Pome Muzhongote­rwa, Mtora Nembudzia, Gokwe - Man City 1 Chelsea 2.

Dennis Munyowere, paKwekwe - Man City 2 Chelsea 1.

Tandi Kudakwashe Tasosa - Pamutambo uchatambwa pakati peChelsea neManchest­er City zvichaita mangange 1 -1.

Ini ndinonzi Jedza - Man City ichakunda Chelsea.

Ndini baBobby paEparton - Man City 3 Chelsea 1.

Serengende, paHopley - Man City 2 Chelle 0.

Mai Lee (Serengende), paHopley - Man City 2 Chelle 0.

Innocent Marime, Kariba - Manchester City 4 Arsenal 1.

Lutricia, kuMabvuku - Chelsea 3 Man City 1.

Trust Mudzamiri, Domboshava, 0773 802 025 - Chelsea 2 Man City 0.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe