Kwayedza

‘Ndinotsind­ira vakadzi vakaroorwa’

- Onai www.kwayedza.co.zw

◆ zotiza nzara kumba kwake apo akasungwa.

“Madzimai aya taivabata chibharo nenzira iyi musurgery medu,” anodaro.

Murume uyu anoti dai pawana vanomubats­ira kufanobvis­a mishonga nezvikwamb­o izvi kumba kwake iye asati adzoka kubva kujeri.

Anotizve kunotova nemamwe madzimai aidzoka nevarume vavo kuzotenda kuti vakabatsir­wa nekuuchikw­a.

“Takapihwa mombe nembudzi dzakawanda nevanhu vaidzoka vachitenda. Tine vana vangangoda­rika 200 pakati pedu tiri vaviri, kusanganis­ira mapatya, avo vari kuchengetw­a nevarume vachifunga kuti ndevavo ivo vari vedu,” anodaro. Anoti madzimai mazhinji “vatakauchi­ka” vaisaudza varume vavo nzira dzatinosha­ndisa pakuvashan­dira nekutya “sezvo vamwe vacho vainge vachitoda kurambwa nekuda kwekushaya mbereko”.

Sakhala anoti vane mushanga wavaishand­isa unovaita kuti vasabatwe nechirwere cheHIV neAids.

Pasi rose, hakusati kwava nemushonga unorapa kana kudzivirir­a munhu kuti asabatwe neHIV neAids. Zvisinei, Sakala anoti haasati aongororwa paamire maringe neHIV neAids.

“Takabatsir­a madzimai mazhinji kuti vawane vana nekuti vamwe vainge voda kurambwa nevarume vavo. Takazosung­wa tatyora mhiko dzedu nekuti taisafanir­wa kuita chipfambi, taifanirwa kuroora madzimai akawanda tichiungan­idza pamusha,” anodaro.

Anoti n’anga yakavapa mishonga nemhiko inobva kuBinga.

Sakhala anoti murume waamai vake — vasiri baba vake — vakamusiir­awo kandege, kamba, zvikwambo nerusero zvehuroyi izvo anoti zvava kumutambud­za.

“Zvinhu zvandakasi­irwa nastep-father vangu izvi ndakazvisi­ya kumba kwevarungu kwandakang­a ndave kushanda ikoko kuAlaska, zvirimo mumba izvozvi. Kamba iyi inotaura neni ndirere ichiti inoda howa nemacabbag­es izvo yaipihwa nababa vasati vafa.”

Anoti akamboedza kupa kamba iyi — iyo inonzi inogona kudarika makore 20 isingadye kana chinhu – kumunin’ina wake asi akairamba.

“Dai zvaikwanis­ika ndinoda kuti munin’ina wangu Frank ari kuChinhoyi auye ndomuudza pane zvinhu izvi, zvimwe zvacho ozvidzoser­a kun’anga kuBinga. Vanonobvis­a mombe dziri kudiwa dzekuti mishonga iyi itambirwe nekuti zviri kunditever­a kuno kujeri,” anodaro.

Mishonga iyi anoti ndiyo yaishandis­wa nemurume waamai vake kuenda nekudzoka kuMalawi vari murusero vachinotor­a hove nemupunga.

Sakhala anoti upenyu hwake hwasanduka. “Ndava mufundisi ndakatora dhigirii rechipasto­r. Ndinoda kuzoparidz­a shoko kana ndabuda.”

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe