Kwayedza

Bhora mutambo

-

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uriko pakati peManchest­er United neLiverpoo­l kuOld Trafford nemusi weSvondo uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumir­wa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weFA Cup waiveko pakati peChelsea neManchest­er United nemusi weMuvhuro kunhandare yeStamford Bridge.

Mumutambo uyu, Manchester United yakahwinha 2 - 0.

Baba Vita, paChuru Farm - Chelsea 0 Man U 2.

Tarisai Dzitiro, Epworth Chele Chele 2 Man U 0.

Elisha Gundo Mejor, paChitungw­iza - Chelsea 2 Manchester United 0.

Awake Thomas Russel Matinyenya, ndiri kuKadoma - Chelsea 2 Manchester United 3.

Whisky Tennis from Glendale - Chelsea 2 Man U 1.

BaTaku, paChitown Chelsea 2 Manchester United 1.

Kavima Benson, DZ, Harare - Man U 3 Chele 2, FA Cup.

Phil M - Man U 3 Chelsea 1.

NdiSteven Psuwura, paWhitecli­ffe - Mau U 2 Chelsea 1.

Nomatter Idi - Chelsea 2 Man U 1.

Jackson Chawana, Domboshava - Chelsea 1 Manchester United 3.

0782 177 849 - Chelsea 2 Manchester United 4.

NdiNorman, paRutex - Man U 3 Chelsea 1.

Zoro Chiwa, paEast View - Chelsea 2 Man U 1.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe