Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@ zimpapers. co. zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

Pedzisa mitsara iyi uchitora mhinduro pamazita ari pazasi: mukoko, gate, gango, nhekwe, nhava

1. Fodya inochenget­erwa mu. . .(nhekwe) 2. Bhegi remuvhimi rakagadzir­wa nemakavi rinonzi. . .(nhava)

3. Nyuchi dzinogadzi­rirwa. . .(mukoko) 4. Maputi anokangirw­a mu. . .(gango)

5. Hari yedoro inonzi. . .(gate)

Patience Kashiri - Vahosi mudzimai wekutanga pamurume ane barika

Patience Kashiri - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. mugango; 5. gate

*** Primerose Goromondo, Mutasa, Gweru - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate

***

Lister Nyahuku, Mutanda Primary School, Mutare - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate *** Chiribhani, Kadoma - 1. kasha; 2. nhava; 3. mukoko; 4. mugango; 5. gate

***

Lawrence Chaponda, Chinyika Sec School, Nyamayaro Village, Goromonzi - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate.

***

Mai Tawananyas­ha, kuLonglans - Munhu anonzi hosi kana kuti vahosi mukadzi mukuru pabarika.

***

Talent Sande, 1255 Hunyani Section, Chinhoyi - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate

***

Talent Sande, 1255 Hunyani Section, Chinhoyi - Munhu anonzi hosi kana vahosi mukadzi wekutanga kuroorwa pabarika.

***

Leanah Chaponda, Mapfeni School, Nyamayaro Village, Goromonzi - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate.

***

Tembo Redfunny Chaponda, Nyamayaro Village, Goromonzi - Vahosi zvinoreva mukadzi wekutanga kuwanikwa pabarika.

***

Atisha Ndakurirwa, Grade 6 Green, Warren Park 4 - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate ***

Blessing Mutemachar­i@ - Munhu anonzi hosi kana vahosi mukadzi wekutanga pabarika kana kuti paguru. ***

Success Chari, UMP, Marowe Primary School - Tinonwa mvura nemukombe.

***

0773 163 039 - Hosi mukadzi mukuru pabarika.

***

Taurai Mataga, East View Park - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. mugango; 5. gate

***

0785 767 271 - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate ***

0785 767 271 - Mukadzi mukuru pabarika/ guru.

***

Ratidzai Munhumutem­a Gilston - 1 nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate

***

Lincorn Kahare, Grade 4 Green, Mwanza Primary School, Goromonzi - 1. chikwepa; 2. nhava; 3. mukuko; 4. muchiwaya; 5. pfuko

***

Hwesa Power, East View Park, Harare - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate

***

Kudzai Zvishavane - 1. gonan’ombe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. pfuko

***

Precious Mariko, Grade 2, Nyamande Primary School, Domboshawa - 1. nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate

***

Albert Sunday Junior, Wadzanai Extension - 1 nhekwe; 2. nhava; 3. mukoko; 4. gango; 5. gate

Pedzisa mitsara iyi uchitora mhinduro pamazita ari pazasi:

mbezo, durunhuru, mapfihwa, pfuko, chimbuzi

1. Hari yemahewu inonzi. . .

2. Pamoto, poto inogara pa. . . 3. Kunorasirw­a dota kunonzi. . .

4. Imba inoitirwa tsvina inonzi. . .

5. Migoti, mipinyi zvinovezwa ne. . .

***

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe