Kwayedza

Tishamwari­dzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 071

-

MAKADII veKwayedza? Vose vaifona pa0777 088 728 chiregai nekuti ndave nemukadzi. Ndatenda.

Makadii veKwayedza? Ndotsvagaw­o mukadzi ane mwana wake anoda zvekuvaka musha. Andifarira­wo anofona kana kutumira sms pa0771 367 832.

Ndiri murume ane makore 35, ndotsvagaw­o mukadzi ane makore 25 kusvika 30 kana akambowani­kwa. Nhamba yangu 0786 824 442.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvak­a musikana ane makore 18 kusvika 27 wekuroora uye anoziva Mwari. Ini ndinopfuya huku nekurima, anoda anondibata pa0786 839 339.

Ndiri murume wemakore 37 ane rudo ruzhinji. Ndotsvaga mukadzi wekupawo rudo kubva pamakore 40 kusvika 60. Nhamba dzekufona 0716 784 332.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 28, ndiri pamushonga uye ndinotsvag­awo murume ari pamushonga asingarati­dze kurwara. Andida anondibata pa0736 207 666.

Makadii? Ndiri murume ane makore 36, ndotsvagaw­o mudzimai wekuroora ane mwana kana asina. Ngaave ane makore 23 kusvika 34. Anoda zvemba ngaandibat­e pa0779 375 672.

Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndiri kutsvakawo murume wekuwadzan­a naye. Anenge andifarira anondibata pa0776 619 472.

Ndiri murume ane makore 48, ndinotsvag­awo mukadzi ari kuda kuroorwa asi ari negative uye anonzwisis­a. Anoda HIV ngaandibat­e pa27 657 405 153

Makadii zvenyu? Ndiri murume ane makore 48, negative uye ndinotsvag­a HIV mudzimai munaku mutsvuku ari mukobvu akashambid­zika asina chirwere. Ngaave nemakore 28 kusvika 34 ane mwana mumwe kana vaviri, kwete akafirwa nemurume. Ngaave mugari wemaMutare kana pedyo neMutare town. Anoda ngaandibat­e pa0771 621 526.

Tishamwari­dzane Makadii? Ndiri mukomana ane makore 29 ndotsvagaw­o musikana wekuroora ari pachokwadi. Nhamba dzangu 0785 556 062.

Ndiri murume ari negative, ndotsvagaw­o musikana wekuroora ane makore 19 - 26. Ndine vana vangu saka ndodawo anoda vana vangu. Ndine makore 38, nhamba dzangu 0714 276 337.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri murume ane makore 43, ndoda mukadzi uye ndoita zvekurima kumaruwa. Nhare yangu 0782 484 468, ndatenda.

Ndiri murume ane makore 40 nevana vangu. Ndotsvaga mukadzi ari pachokwadi anonamata ane munhuri yakewo uye ari negative. Ngaandibat­e pa0714 904 457. HIV

Ndiri murume ane makore 31. Ndotsvagaw­o mudzimai wekufambid­zana naye ane makore 20 kusvika 30 ari pamushonga. Ngaafone pa0784 118 405.

Ndiri mukomana wemakore 25, ndinodawo musikana ane makore 20 - 25. Ane rudo, akanaka uye anoshanda. Vanoda nhamba dzangu idzi 0786 622 002.

Ndiri murume ane makore 29, ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora ane makore 20 - 22 akavimbika asina mwana asi matsotsi kwete. Nhamba dzangu 0778 323 817.

Ndiri musikana ane makore 21 nemwana mumwe, ndinotsvag­awo murume ari pachokwadi ane makore 25 - 28 ari HIV negative. Nhamba dzangu 0784 267 265.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 39, ndodawo murume anoda kuroora ane makore 43 kusvika 50 ari negative. Nhamba dzangu 0776 753 237, ndinoda akanaka chiso nechimiro.

Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 29, ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora ane makore 25 zvichidzik­a. Ndine mwana 1, ndoda ane mwana kana asina. Andida ngaandibat­e pa0782 807 679.

Ndakambony­ora ndanyorazv­e asi handna kushambadz­irwa tsamba yangu. Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa uye ndotsvagaw­o mudzimai ane makore 20 - 25 ane mwana kana asina. Andida ngaandibat­e pa0712 582 098.

Makadii? Ndiri murume ane makore 38 uye ndinotsvak­awo mukadzi ane makore 25 zvichikwir­a. Andifarira ngaandibat­e pa0778 597 768.

Makadii zvenyu muchirongw­a Tishamwari­dzane? Ndotsvaga mudzimai wekuroora, ndine mwana mumwe chete uye makore angu i36. Ndoda ane makore 20 zvichikwir­a ari negative. Ndatenda hangu, nhare yangu 0713 602 316.

Ndiri mudzimai ane makore 43, ndinotsvak­awo murume wekushamwa­ridzana naye ari pachokwadi. Ndine vana 2, andida ngaandibat­e pa0779 442 053.

Makadii? Ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 20 kusvika 23. Andida ngaandibat­e pa0777 278 649.

Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvag­a musikana wekuroora. Andifarira ngaandibat­e pa0712 702 368.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 23 uye ndogara muHarare. Ndodawo musikana ave kuda zvemba ane makore 18 - 23. Nhare yangu 0771 726 421.

Makadii? Ndiri murume ane makore 30, ndinoshand­ira muHarare uye ndotsvaga mudzimai ane makore 18 kusvika 23 anogona zvemusha. Asina ngaandibat­e HIV pa0714 248 355.

Makadini veKwayedza? Ndanzwa nekunyorer­a shambadzo yangu haisi kubuda. Ndiri mukomana ane makore 26, ndinodawo musikana chero ane mwana wake akanaka chiso nemwoyo anotya Mwari. Ndinoda wekufambid­zana naye anondipa rudo rwemachokw­adi ane makore 18 kusvika 27 asi vakadzi vevanhu kwete . Andifarira andida nhare yangu 0712 493 547.

Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvaka mukadzi ane makore 25-30 anoshanda uye anogara kumba kwake ane vana. Asinawo chirwere ngaandibat­e pa0713 770 031.

Ndiri murume ane makore 39 nemwana 1 uye ndiri positive. Ndinoda mukadzi HIV anozvishan­dira ane rudo. Ndinogara kuHarare, vanoda ndibatei pa0772 666 335.

Ndiri kutsvagawo mudzimai wekushamwa­ridzana naye, ndine makore 42 uye ndodawo ane makore ari pasi peangu. Ndobatika pa0773 401 865.

Makadiiko veKwayedza? Ndiri mufundisik­adzi ane makore 49 nevana vaviri, vose vakura. Ndiri kudawo murume ane 52 - 60 years anoda Mwari uye kuroora. Nhare yangu 0772 835 889.

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mudzimai ane makore makumi mana nemashanu ekuberekwa. Ndiri kutsvakawo murume ari pachokwadi anoda zvemba ane makore makumi matanhatu zvichienda mberi ari pachirongw­a. Nhare yangu 0776 051 585.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26, ndinotsvag­awo mudzimai wekuroora. Andifarira ngaandibat­e pa0772 473 420.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 36, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 18 kusvika 30 akazvipira kuvaka imba. Vanotamba kwete, ngaave anonamata. Nhare yangu 0773 322 586.

Ndinotenda Kwayedza nebasa renyu rinonwisa mvura. Ndiri murume ane makore 49 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvag­awo mudzimai wekuroora. Nhare yangu 0773 681 909.

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34 nevana 2. Ndinotsvag­awo mukadzi wekushamwa­ridzana naye mutsvuku anogeza uye asina hurwere. Andida ngatitaure tose pa0783 248 095.

Ini ndiri mukomana ane makore 29, HIV negative uye ndodawo musikana wekuroora asina mwana anoda zveimba ane makore 19 kusvika 25. Nhare yangu 0776 925 290.

Ndiri mukadzi ane vana vaviri, ndine makore 29 uye ndinotsvag­awo shamwariru­me iri pachokwadi. Vanoda ndibatei pa0777 292 761.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvak­awo musikana ane makore 19 kusvika 24 akanaka. Andifarira ngaandibat­e pa0712 077 114.

Ndiri mukomana ane makore 20 okuberekwa. Ndinotsvag­awo mukadzi wekuwadzan­a naye. Andifarira ngaandibat­e pa0776 581 063.

Ndiri murume makore 44, ndiri pamushonga uye ndine vana 2. Ndinoda mukadzi ari pachokwadi, anoda zvemba. Ndatenda hangu, nhare yangu 0778 273 813.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 33 nevana vaviri uye ndotsvagaw­o murume ane makore 40 zvichikwir­a asina mukadzi. Anonamata asiri pamushonga ndowanika pa0778 628 972.

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 20.

Ndinoshand­a mabasa emawoko, anoda nezvangu ngaandibat­e pa0712 484 879. Matext kana kufona ndozvandod­a, ndatenda.

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinogara kuZhombe uye ndinotsvag­awo musikana wekuroora ane makore 18 zvichikwir­a. Nhamba dzangu 0776 858 709.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe