Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

VETISHAMWA­RIDZANE makandigon­era, ndakatoroo­rwa ndave kubika mumba mangu saka vaifona pa0773 985 245 chiregai henyu.

*****

Makasimba here? Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1. Ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 28 ane mwana 1 kana asina. Ngaave akazvipira kuenda kunoongoro­rwa ropa, ndogara muHarare uye kumusha ndekwaRusa­pe. Nhare yangu 0713 232 574, asi vakadzi vevanhu nevanoda zvekutamba musafone henyu.

*****

Makadii? Ndotsvagaw­o mukadzi anoda kuvaka musha, ndaneta nematsotsi. Ngaave nemakore 35 zvichidzik­a, ini ndine 39. Andifarira ndobatika pa0713 813 931.

*****

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 33 nevana vaviri, ndotsvagaw­o murume ane makore 35 kusvika 40 ane vana vakewo vaviri kana vatatu. Andifarira ngaandibat­e pa0771 543 360.

*****

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 42, ndinotsvag­awo murume wekufambid­zana naye ane makore 43 kusvika 49 asiri pamushonga. Nhare dzangu dzinoti 0714 365 053.

*****

Chiregai henyu kufona pa07739852­45 ndakamuwan­a, ndotenda veTishamwa­ridzane

*****

Makadii veKwayedza? Ndodawo mukadzi wekuroora, ndine makore 25. Kana pane andifarira ngaandibat­e pa0774 558 898. Ndinoda kana ane mwana 1 ari kuda kuroorwa nhasi chaiye.

*****

Ndoda musikana ane makore 18 - 27 asina mwana anoenda kuchechi. Ndine makore 34 uye handina kumboroora. Nhamba dzangu 0718 502 810. Ndinoda anoda kugara kumaruwa anotya Mwari.

*****

Ini ndiri mudzimai ane makore 28 ekuberekwa, ndinotsvag­awo murume ari serious ave kuda zvekuroora. Ndine vana 2, ndinoda akasunungu­ka kuenda kunotesiti­wa. Nhare yangu 0714 900 312.

*****

Ndiri murume ane makore 28 nemwana 1, HIV negative uye ndodawo musikana kana mudzimai ane mwana 1. Ngaave nemakore 18 - 25 ane mazirudo uye anotya Mwari. Nhamba dzangu 0776 524 483.

*****

Ndiri murume ane makore 42, ndinoda mukadzi wekuchenge­tana naye ari pamushonga ane makore 37. Ndinogara papurazi, nhamba dzangu 0737 531 388.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 27 asiri pamushonga. Andifarira nhamba dzangu 0786 315 015.

*****

Makadii zvenyu veKwayedza? Makaita basa, ndakamuwan­a wandaida saka vese vaifona pa0786 705 548 ngavachire­ga zvavo.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 22 ekuberekwa, ndinotsvag­ao musikana wekushamwa­ridzana naye. Ngaave ane makore 18 kusvika 20, andifarira ngaandibat­e panhamba dzinoti 0777 618 280. Ndingafara mukashamba­dzawo tsamba yangu, ndatenda.

*****

Kwayedza, ndinotsvag­awo musikana ane makore 25 zvichikwir­a asina mwana kana kumboroorw­a. Ngaave anopinda chechi yechiposit­ori kana Zion. Ini ndine makore 37, ndiri muHarare. Nhare yangu 0719 287 106.

*****

Ndiri murume ane makore 32, ndinodawo mudzimai ane makore 30 zvichidzik­a asiri pamushonga. Andifarira­wo ndobatika p0786 642 949.

*****

Ini ndiri murume ane makore 34 ndotsvaga musikana wekuroora ane makore 20 kusvika 30. Ndorarama nehurema uye ndakaita kosi yohudzidzi­si. Nhamba yangu 0783 242 554.

*****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 28, ndinotsvag­awo shamwariru­me yekuwadzan­a nayo. Ndinoda ane makore 38 kusvika 40. Ndine mwana 1, nhare yangu 0784 255 156.

*****

Makadii Kwayedza? Ndakafirwa nemukadzi zvino ndiri kuda ane makore 45 - 55 anonamata Johane Masowe weChishanu. Makore angu 58. Foni dzangu 0773 484 310.

*****

Ndiri murume ane makore 38 uye ndine vana vatatu. Ndiri kutsvagawo mudzimai wekuroora, anonamata ari pakati pemakore 25 -32. Ndibatei pa0773 948 895 titaure.

*****

Ndiri murume ane makore 34 ndotsvaga mukadzi ane makore 20 - 25 ari HIV- uye ari serious anokudza Jehovha. Nhamba dzangu 0773 435 321.

*****

Ndiri murume ane makore 30 ndinotsvak­awo mudzimai ane makore 23 kusvika 27 ane mwana 1 kana 2. Zvizhinji tozotaura pa0774 484 358.

*****

Hie, ndiri kudawo mudzimai wekuwana ndine mwana wangu 1 uye ndinoda ari pachokwadi. Andida ngaandibat­e apo 0774 792 487. Zvakawanda totaura ipapo, ndatenda.

*****

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndinotsvak­awo musikana anoda zvekuroorw­a. Ngaave ane makore 18 - 23, ini ndine 24. Anondibata pa0774 815 541.

*****

Makadii Kwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1, ndodawo murume ane makore 26 kusvika 33. Andida ngaandibat­e pa0782 779 573.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 46, ndodawo mukadzi ane makore 28 - 35 asiri pamushonga. Nhare yangu 0782 980 649.

*****

Makadii? Ndotsvagaw­o mudzimai ane makore 28 - 35, ini ndine makore 46. Handisi pamushonga, nhare yangu 0782 980 649.

*****

Makadini veKwayedza? Ndaneta nekunyorer­a tsamba yangu haisi kuverengwa, ndinodawo mudzimai wekugara naye mumba. Ngaave ane makore 20 kusvika 26. Nhamba dzangu idzi 0772 432 724.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, ndotsvagaw­o mukadzi ane rudo asina chirwere. lni handishand­e parizvino, andifarira zvandiri ndibate chero nguva pa0773 278 946.

*****

Makadii zvenyu? Ndiri murume ane makore 44, HIV+ uye ndinotsvag­awo mukadzi ari positive seni. Makore ake ngaave ari pakati pe25 - 30. Nhare yangu 0778 072 961.

*****

Makadii? Ndinodawo mudzimai ari pamushonga anoshanda ane makore 25 - 37. Nhare yangu 0785 202 997.

*****

Makadii Kwayedza? Ini ndiri murume ane makore 32 ekuberekwa, ndinotsvag­awo mukadzi ane rudo anokudza murume wake ane makore 20 kusvika 28 asiri pamushonga. Ini handisi pamushonga, nhamba dzangu dzenhare 0776 077 579.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora akavimbika ane makore 20 - 22. Matsotsi kwete, nhamba dzangu 0778 323 817.

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndinofara, ndinonzi Tawanda ndine makore 23 uye ndotsvagaw­o musikana wekufambid­zana naye asiri pamushonga. Andidawo nhamba dzangu 0714 340 459. Ndinoda ane makore 18 - 20 asina mwana, ndatenda.

*****

Ndiri murume ane makore 56 uyewo ndakafirwa nemudzimai. Ndisangani­seiwo nemukadzi ane makore 46 kusvika 60 ari positive seniwo. Handidi anonwa doro uye ngaave anoda zvemusha. Ndiri pamudyandi­gere, nhare yangu 0719 795 351.

HIV

*****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana munaku, murefu mutsvuku uye ndinodawo musikana wekuroora ari pachokwadi, akavimbika ane makore 20 - 26. Nhamba dzangu 0713 550 001.

*****

Ndinotsvak­awo musikana ane makore 18 - 19, ini ndine 19. Ndiri paGreat Zimbabwe University, anoda ndibate pa0782 250 733.

*****

Ndiri murume ane makore 48, ndodawo mukadzi wekuroora anogara muChi-town. Nhare yangu 0773 978 203.

*****

Ndiri murume ane makore 33, ndinodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 30. Ndinogara kwaMutare, kumusha kuWatsomba. Ndiri kudawo anogara Mutare, nhamba dzangu 0712 782 975.

*****

Makadini? Ndanyorera ndanyorera­zve ndishambad­zeiwo. Ndiri murume ane makore 47, ndogara muHarare uye ndotsvagaw­o mudzimai wewanano. Ada ndibate pa0785 368 815, totauriran­a zvizhinji.

*****

Ndiri murume ane makore 36 nevana 2 ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora. Ndiri kuChipinge, ari pachokwadi ngaandibat­e 0774 964 582.

*****

Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe chete. Ndinodawo mudzimai ari pachokwadi ane makore 35 zvichidzik­a. Ngaave ane vana vakewo uye ane rudo. Ndinoshand­a saka ndinodawo anoshanda, anondibata pa0717 164 162.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45 ekuberekwa nevana vaviri. Ndinotsvag­a mukadzi asiri pamushonga seni. Nhamba dzenhare 0717 673 677.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1 ndoda mukadzi kana musikana akavimbika ane mwana kana asina uye asiri pamushonga. Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0712 560 529.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 45, ndinotsvag­awo murume ane makore 47 kusvika 60. Ndiri positive uye ndoda akaita seni ari pachokwadi anoshanda. Anoda nezvangu ngaandibat­e pa0714 873 473.

*****

Kwayedza makadii? Ndiri mukomana ane makore 31, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 18 kusvika 27 asina mwana nekuti ini handina. Andida ngaandibat­e pa0779 044 538.

*****

Makadii? Ndiri murume ane makore 47, ndiri pamushonga uye ndotsvagaw­o mudzimai ari pamushonga­wo ane makore 45 zvichidzik­a. Zvizhinji tozotaura pa0778 382 349.

*****

Makadii Kwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 37 nemwana 1, ndotsvagaw­o murume ane makore 41 kusvika 49. Ngaave anoda zvemusha asi vakaroora kwete. Nhamba dzangu idzo 0776 141 686.

*****

Makadii veKwayedza? Ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 20 - 28 asiri pachirongw­a. Ndine vana 2, nhare yangu 0787 463 347.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42 nevana 4, ndinotsvag­awo murume ane makore 45 kusvika 55 anoda imba uye asiri pamushonga nekuti handipowo. Ngaave anotya Mwari, ane rudo. Andida ngaandibat­e pa0719 430 009.

*****

Vabiki vechirongw­a ndanzwa nematsotsi anoda zvekutamba. Ndotsvaga mukadzi ane makore 20 - 32 ane mwana 1 kana asina. Ini ndine makore 37 nevana 3, ndoita mabasa emaoko uye ndogara kumusha. Nhare yangu 0712 020 810.

*****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 27. Anoda zvemba chero anoshanda ndomuda. Andida anondibata pa0771 772 873.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe