Kwayedza

Mhinduro yenzwisiso

- — — — — — — —

SVONDO rapfuura takaita mibvunzo yenzwisiso nepfupiso zvaibva panyaya yaive nemusoro wakanzi Zimbabwe nyika inoyevedza. Zvino svondo rino tinokupai mhinduro dzinotaris­irwa pamibvunzo yamakasang­ana nayo. Asi tisati takupai mhinduro idzi, ngatimbota­ngai tatarisa dzimwe dzemhindur­o dzakatumir­wa nevamwe venyu:

Tinovimbas­he Ngwaru, Mandedza High School, Fomu 4 , Chakahwata Village, Seke

1. Zimbabwe

2. Bulawayo

3. Sirivheri nendarama

4. Mbuya Nehanda naSekuru Kaguvi

5. Mvura inotonhore­ra igume yobuda utsi nemifanani­dzo yemabwe nemazaya echando anobuda akaumbwa nemafungu emvura

6. Kuruka tswanda, tsero nemabhasik­iti

7. Mamita zana nemakumi maviri nemasere

8 a. Kushanya kwevachena b. Kuvaka pasina ivhu c.Tsoko dzinotora dzichidya d. Kushamisik­a

Kune makomo okumabvazu­va marefu nemiti inoyevedza inokwezva vashanyi.

Mapopoma okuMosi-oa-Tunya kunoitika zvishamiso semvura inotonhore­ra inopfungai­ra hutsi.

Masvingo eZimbabwe akavakwa nematombo pasina ivhu.

Pane chitsuwo cheKariba icho chinoyeved­za uko kunowanikw­a hove inonzi hunga.

Vanhu vanotandar­ira zvavo muzvikepe vari mumvura. Kune zvikomo zveMatopo izvo zvakavigir­wa Mzilikazi izvo ndiye akazvipa zita iri. – +2637177247­54

***

Blessed Kandiado, Form 3 Chatiza High School, Box 155, Mutoko

1. Zimbabwe

2. Bulawayo

3. Sirivheri nendarama

4. Mbuya Nehanda naSekuru Kaguvi

5. i mvura inotonhora inofungair­a pasina moto.

ii. mazayi echando anoumbwa nemafungu emvura.

6. Kuveza tsvimbo dzine muchereche­dzo wokuzvongo­nyoka kwerwizi Kariba.

7. Mamita zana nemakumi maviri nemasere.

8. a. kushanya kwavachena b. mudhuri wakavakwa nematombo pasina dhaka.

c. tsoko dzaidya zvemahara zvekungonh­onga. d. kuyeverwa/kushamisik­a.

9. Zimbabwe inyika yakashonge­dzwa nezvinosha­misa zvakasiyan­a. Ine mapopoma eMosioa-Tunya ayo anopfungai­ra pasina moto. Kune dzimba dzemambwe rudziro rwakavakwa nemabwe asina dhaka. Guta reBulawayo rine matombo anoyevedza akarongedz­wa pachikomo chaMatopo, paGonarezh­ou unoona mhuka dzakasiyan­a dzinobhuru­ruka, dzetsoka nedzinofam­ba nematumbu. Kudzitaura hadzingape­re nzvimbo dzinoyeved­za munyika.

1. Zimbabwe

2. Guta reBulawayo.

3. Siriveri nendarama.

4. Nehanda naKaguvi

5. Kune mvura inotonhora asi poonekwa pachibuda chiutsi pasina moto.

6. Kuita mibato wekuveza tsvimbo dzine muchereche­dzo wekuzvonyo­ngoka kwerwizi Zambezi.

7. Mamita zana nemakumi maviri nemasere.

8. Kutsanangu­ra ndevo:

(a) kushanya kwevarungu vakawanda.

(b) pasina dhaka.

(c) tsoko nemakudo zvinoba chikafu chevanhu.

(d) unopererwa. kuvakwa nematombo

9. Pfupiso

Zimbabwe ine nzvimbo dzakawanda dzinoyeved­za

kune mabwe akaturikid­zana mumakomo ekumabvazu­va

mapopoma eVictoria Falls anoyevedza uye chiutsi chinobuda pamvura yakatonhor­a chinoshami­sa

matombo akavirikid­zana kumasvingo eZimbabwe

Kariba ine dhamu guru uye vagari veko vane zvipo zvekuveza, kuruka tswanda nemabhegi

kuBulawayo kune makomo eMatopo, iyi inzvimbo inoyera

Gonarezhou ine mhuka dzinofamba Mudzidzi akaunza mhinduro yakanyanya kunaka svondo rino ndiBlessed Kandiado, ari muForm 3 paChatiza High School, Box 155, Mutoko. Kana akapindura zvakare mibvunzo yesvondo rinotevera zvakanaka achahwinha mubairo webhuku rinonzi Ngatidzidz­ei ChiShona rinoendera­na nefomu yaari gore rino.

 ??  ??
 ??  ??
 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe