Kwayedza

Anotakura amai vari musvo

- Courtney Munodawafa

bwe uye riri kukanganis­a nharaunda nemamiriro ekunze.

“Kuraswa kwetsvina yemapamper idambudzik­o guru muZimbabwe nekuti mvura painonaya anoyeredzw­a oenda kunzizi dzinotipa mvura yekunwa. Anovhara madhireni anofambisa mvura zvichizopa mitoro kumakanzur­u.

“Mapamper ane mishonga yejel iyo inoti kana ikapinda muvhu inokangani­sa

MUMWE mudzimai anoti ari kushunguru­dzwa nemwanakom­ana wake — uyo akambomuta­kura arwara akaenda naye kuchipatar­a ari musvo — uye waanoti anogara achimuudza kuti hondo iri pakati pavo yakafanana neyeDynamo­s neCAPS United saka haipere.

Connie Chigume akaendesa Munyaradzi Chigume kuHarare Civil Court achida gwaro redzivirir­o.

Connie anoti Munyaradzi anomurova nekumutuka.

Mutongi Tilda Mazhande akapa Connie gwaro rinomuchen­getedza asi akati aisakwanis­a kurambidza Munyaradzi kusvika pabasa pake sezvo iri nzvimbo yavanoshan­disa vose.

“Ndinokumbi­rawo kuti mwana uyu aregere kunditukir­ira nepafoni uye ngaarege kuuya kumba kwangu kana kubasa. Anofamba achitaura zvandisina kuita.

“Pakafa munhu anoti mhamha ndivo vakauraya, mhosva yangu iri pakuti akakura asina baba, vakamuramb­a iri nhumbu asi zita rababa vake ndakamuudz­a.

“Anotaura kuti hondo pakati pangu kuchena kwemvura neutano hwevanhu. Mishonga iyoyo inokangani­sa zvakare mamiriro ekunze, ndiko kusaka tichisanga­na nekupisa kana kutonhora kwakanyany­isa,” vanodaro.

Muguta reBulawayo mune kambani huru inogadzira mapamper iyo yakavambwa kuma1950 ine vashandi vanodarika chiuru.

MuHarare mune zvitorowo zvinodarik­a naiye haisi kuzopera seyeKepeke­pe neDeMbare. Anoti handina chandikamu­pa asi rori raari kushandisa ndini ndakamuten­gera.

“Akaramba chikoro ari Fomu 2 ndikamuti huya tishande tose asi ave kundinetsa. Ukamubvunz­a kuti anozviitir­ei anoti ane vanhu vanomutuma,” anodaro Connie.

Anoenderer­a mberi achiti, “Anorova nekushungu­rudza mukadzi wake, dai azviregera. Hatichagar­i tese, ndine vana 4 kumashure kwake.

“Akambobvun­zwa kuti sei achidaro amai vake akati zvinokonze­rwa nemhepo dziri kubva pazita remhuri raanoshand­isa uye anoda kuziva baba vake.”

Munyaradzi akapokana nechikumbi­ro chaamai vake achiti haasati ambovatuka kana kuvarova.

“Dambudziko riri panaamai vangu nderekuti havafarire mudzimai wangu. Ndakaroora 2014 vakati mukadzi wako anondipei, ona zvaakaita, mutema tarisa uone zvandiri ini amai vako. Ndakabva ndatama pamba ndakanogar­a muMbare.

“Mwana wangu mukuru vakatozomu­ona ave nemakore matatu. Panyaya yerori, mari yekuitenga takaishand­ira zana zvinotenge­sa mapamper anogadzirw­a muno neanobva kunze kwenyika sekuSouth Africa, Malawi neBotswana nokudaro kushandisw­a kwwawo kwava pamberi kudarika manapukeni.

Kana EMA ikabudirir­a kutora danho rekudzika mutemo unorambidz­a kushandisw­a kwemapampe­r sezvakaitw­a pamaKaylit­es, zviuru nezviuru zvevanhu zvinogona kurasikirw­a nemabasa. tose namhamha ndasiya chikoro 2009,” anodaro.

Anoti amai vake vakamborwa­ra akavatakur­a kuenda navo kuchipatar­a vasina kupfeka.

“Vakarwara 2011, ndaivataku­ra nekugara navo dzimwe dzenguva vasina kupfeka asi vava kunditi ndiri kuvashungu­rudza. Zvimwe kutsamwa kwavo kuri pakuti handisati ndaripa kwandakanz­i ndiite nenyaya yekuvataku­ra vasina kupfeka. Ndazotsvag­a baba vangu nhasi nekuti vave kuti havachadi kundiona uye vari kurambidza hama dzavo kuti dzitaure neni.”

Munyaradzi anoti haana kumbobvira ataura mashoko ekuti amai vake vakauraya munhu.

“Takambonet­serana masitendi asi zvakapfuur­a. Ndozviziva kuti ndikasiyan­a nemudzimai wangu, zvose izvi zvinopera. Ndakavaudz­a kuti mwana wangu ari kurwara vakasauya. Asi ndava nemwedzi mitatu ndichivaen­desa kumba sezvo mazuva ano vasina mota.

“Zvekutaura kuti vakauraya munhu kwave kutaura kwavo, handina kutaura mashoko akadaro zvimwe vakauraya handizoziv­e,” anodaro.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe