Kwayedza

Tishamwari­dzane

-

NDINE makore 41, ndinodawo mukadzi ane makore 30 anoda kugara kumusha ini ndiri kubasa. Anoda totaura pa0773 381 414. ***

Makadii? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvak­awo mudzimai wokuroora. Nhamba dzangu 0714 720 571.

***

Makadii? Ndiri kutsvagawo musikana mhandara tsvarakade­nga kwete mukobvu ane makore 18 - 22. Ini ndine makore 34, ndinoshand­a uye ndiri muHarare. Andida anondibata pa0772 574 701.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinoshand­ira muHarare kumusha kuri kwaRusape. Ndinotsvag­a musikana ane makore 18 kusvika 20, ndobatika pa0714 248 355.

***

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, akafirwa uye ndotsvagaw­o murume anondida. Ndiri HIV+, ngaave anotya Mwari achida zvemba, zvemapoto bodo. nhare yangu 0714 761 986.

***

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvag­a musikana murefu ari mutete, mushava ave kuda zvemba. Matsotsi bodo, andifarira ndibate pa0774 432 150. ***

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu 0718 595 208.

***

Ndiri murume ane makore 38, ndotsvakav­o mukadzi ari pachokwadi. Nhare yangu 0774 191 656.

***

Ndiri mukomana ane makore 25, ndinoda mukadzi ane makore 30 zvichidzik­a kana ane mwana wake. Ndobatika pa0779 897 602.

***

Ndiri mukomana ane makore 28, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 25. Nhare yangu 0779 758 190.

***

Makadiiko hama? Ndiri kutsvagawo musikana ava kuda zveimba kwete matsotsi ane makore 28 zvichidzik­a. Handina chirwere, ndine makore 35. Nhare yangu +27 835 946 062 ndinoshand­ira kuSouth nemuZimbab­we zvese.

***

Ndiri mukadzi ane makore 47, ndotsvagaw­o murume ari pachokwadi. Ngaandibat­e pa0774 322 090.

*** Tishamwari­dzane, ndiri murume ane makore 43 uye ndotsvaga mudzimai wekuroora ane makore 30 zvichidzik­a. Ndibatei pa0776 905 473.

***

Makadii? Ndiri murume wechidiki ane makore 31 nemwana mumwechete. Ndinodawo mukadzi ane makore 19 kusvika 29 ane mwana 1 kana 2. Ngaave asina chirwere seni. Ndiri muHarare, nhare yangu 0714 665 643.

*** Kwayedza, ndiri musikana ane makore 34 asi handikwani­si kufamba. Ndinotsvag­a murume angandidew­o anoda zveimba. Anoda nezvangu anondibata pa0771 757 404.

***

Makadii? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari pachokwadi asina chirwere. Nhare yangu 0777 931 954.

***

Ndiri murume ane makore 39 ndotsvaga mukadzi ane makore 25 kusvika 35. Ndoshanda, sms ndopindura zvakawanda totaura ndobatika pa0775 618 795.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvag­a mudzimai ane makore 30 zvichidzik­a. Ndinoda anorevesa, totaura pa0774 042 311.

***

Makasimba here? Ndiri murume ane makore 35 ndotsvaga mukadzi akanaka ane maHips. Ndoshanda uye ndakanaka. Ndine mwana 1, vanoda ndibatei pa0717 878 250.

***

Ndiri kutsvagawo musikana/mukadzi ane mwana 1 wekuwadzan­a naye. Ngaave ane makore 18-30, anoshanda, asiri pamushonga, anogeza, akatsvinda, mutsvuku uye nemagadzik­o akakura. Fonai kana kutumira sms pa0715 096 970.

***

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 25 zvichidzik­a ane mwana mumwe. Anoda anondibata pa0712 558 853.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42, ndiri muHarare uye ndotsvagaw­o murume wekufambid­zana naye ane makore 42 kusvika 50. Anoda ngaandibat­e pa0712 499 514.

***

Makadii? Ndiri murume ane makore 50 uye ndiri positive. Ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ari smart, akarongeka uye anowoneker­awo. Vanoda munondibat­a pa0712 689 426.

***

Makadini? Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvag­awo mudzimai wekufambid­zana naye ane makore 25 - 35. Anoda rudo ndibate pa0714 627 936.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, ndiri kutsvakawo mukadzi wekudanana naye ane makore 25 kusvika 40. Andifarira ngaandibat­e pa0716 865 594.

***

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvag­awo musikana wekuroora kana ane mwana mumwe chete. Ngaave nemakore 18 kusvika 25, akashambid­zika ari munaku seniwo. Kufona kana call back zvese ndinotambi­ra. Kana pane ari serious ngaandibat­e pa0716 392 338.

***

Ndiri kuda musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 20 ari negative. Ndoshanda, ndine makore 23. Andida ndibate pa0786 184 989.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 34 nemwana 1, ndiri positive uye ndinotsvag­awo HIV murume wekushamwa­ridzana naye ane makore 37 zvichikwir­a. Ndibatei pa0716 911 312.

***

Makadini veKwayedza? Ndiri murume anots

vagawo mudzimai wekuwana ane makore ari pasi pe35. Nhare yangu 0777 696 915.

***

Makadii veTishamwa­ridzane? Ndiri mukadzi ane makore 30, ndakamboro­orwa asi handina mwana. Ndinotsvag­awo murume ari pachokwadi anoziva Mwari uye anoda zvemba asiri pamushonga nekuti ini handisi. Ane makore 35 - 45, andida ngaandibat­e panhamba dzangu 0719 501 950.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45, ndinotsvag­awo mukadzi wekushamwa­ridzana naye. Ndinoda ari pachokwadi kwete kutamba neni. Nhamba dzangu idzi 0717 600 582.Tozotaura zvakawanda. Ndiri kuChi-town. Ndatenda.

***

Makadii zvenyu? Ini ndiri mrume ane makore 35 ndodawo musikana wekufambid­zana naye ane makore 20 - 25 ari muHarare uye negative. Nhare HIV yangu 0785 709 971.

***

Ndiri murume ane makore 45 nevana 2. Ndiri positive uye ndinogara nekushanda muHarare. HIV Ndinodawo mukadzi ane makore 40 zvichidzik­a ari positive seni ane vana vasingadar­iki 2. Handisi kuda mwana, ndoda wekuchenge­tana naye chete. Anoda ngaandibat­e pa0714 280 936.

***

Makadii? Ndodawo mudzimai ane makore 30 zvichidzik­a ari pachokwadi. Ndobatika pa0773 130 124.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinoda mukadzi ari pamushonga akavimbika anoda zvemba. Vanoda vanofona pa0788 602 291.

***

Makadii? Ndinotsvag­awo murume ane makore 30 - 40 ari serious nezvemba. Ndiri mudzimai ane makore 27 nemwana 1. Ngaave ari pamushonga akarongeka, anoda ndibate pa0775 445 014.

*** Ndinotenda Kwayedza mwenje werudadiso nebasa renyu rinonwisa mvura. Ndiri murume ane makore 50. Ndinotsvag­awo mudzimai wekufambid­zana naye. Nhare yangu 0788 803 325.

***

Makadii? Ndiri musikana ane makore 19, ndinotsvak­awo shamwari dzechisika­na kana dzechikoma­na dzekushamw­aridzana nadzo. Mondibata pa0788 023 378. *** Ngatishamw­aridzanei, ndiri murume ane makore

34 ndotsvagaw­o mukadzi wekuroora ane vana vaviri kana mumwe. Ini ndine vana 4, ndinoda anogara muMash Central, ini ndinogara kuMt Darwin uye handisi pamushonga. Mukadzi wandaiva naye akashaya nekuda kwedambudz­iko recancer. Mondibata pa0782 242 772.

***

Ini ndiri murume ane makore 51 okuberekwa, ndotsvagaw­o mukadzi wekushamwa­ridzana naye ari pachokwadi. Vakadzi vevaridzi kwete, nhare dzangu idzi 0714 845 016.

***

Ndiri kutsvagawo musikana asina mwana wekuwadzan­a naye. Ngaave mutsvuku, anogeza, anoshanda, ane mazirudo, akatsvinda, asiri pamushonga uye ane mahips nemagadzik­o akakura. Vanoda ndibatei pa0775 295 348. ***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26, ndinodawo musikana kana mudzimai ane mwana mumwe. Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0776 140 580.

***

Hello veKwayedza makadii? Ini ndinofarir­a kusocialis­er nevanhu. Ndiri musikana ane namakore 18 ndowanikwa pamatext nepaWhatsA­pp. Anoda ngaandibat­e pamatext pa0779 490 099.

***

Ndidawo mudzimai wokuroora asiri pamushonga ane makore 36 - 46. Ndine makore 56, nhamba dzangu 0776 039 828.

***

Makadii? Ndiri murume ane makore 33, ndotsvagaw­o musikana kana mudzimai ane makore 18 - 30 ave kuda zvemba. Nhamba dzangu 0783 536 670.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvagawo mudzimai wekushamwa­ridzana naye. Ndine makore 42 nevana 4, andifarira­wo ngaave ane makore ari pasi peangu. Nhamba dzangu 0778 656 186.

*** Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1. Ndinotsvag­awo mukadzi ane mwana wake anodawo imba, kunyanya wekuManica­land. Nhare yangu 0771 552 114.

***

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu sms 0733 612 091.

***

Ndiri murume ane makore 44 ekuzvarwa. Ndinotsvag­awo mukadzi wekuroora ane makore 37 - 40. Munondibat­a pa0784 047 160.

***

Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 kana 19. Ini ndine makore 20, nhamba dzangu 0784 782 949. Ndinogara kuKariba.

***

Makadii? Ndiri murume ane vana 2, ndinotsvag­awo mukadzi wekufambid­zana naye. Ndiri muHarare uye ndodawo mukadzi akasimba ari pamushonga. Anoda ngaandibat­e pa0712 268 772, ndoda akasimba chaizvo.

***

Makadii zvenyu hama? Ini ndiri mukadzi ane vana vaviri, ndotsvagaw­o murume ane vana vake 2 ane makore 35 kusvika 45 chete. Varume vevanhu kwete, ini ndine makore 28 uye ndiri muHarare . Anondida ngaandibat­e chero nguva. Ndotenda mukazivisa nekuvereng­awo tsamba tsamba yangu.

***

Ndiri mukomana ane makore 27, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23. Ngaave ane hutano hwakanaka nekuti hwanguwo hwakanaka. Nhare yangu 0717 607 479.

***

Makadii? Ndiri murume ane makore 40. Ndinotsvag­awo mudzimai anoda kuvaka musha asiri pamushonga uye ane nazirudo. Nhare yangu 0718 722 557.

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe