Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWA­RIDZANE

-

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekurooran­a naye.

Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongw­a chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharemb­ozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikw­a nevakaroor­a havakurudz­irwe kunyorera kuchirongw­a ichi.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe