Kwayedza

Murume oti ‘dzokera kuvabereki vako’

- Kingstone Mapupu Phillipa Mukome-Chinhoi

MUDZIMAI anogara mumusha weBudiriro 4, muguta reHarare, anoti upenyu hwake huri parumananz­ombe nekuda kwemwanako­mana wake uyo anotora zvinodhaka zvinosanga­nisira mbanje nemutoriro, uye anogara achida kumurwisa.

Mai Vaidah Chamboko (63) vanoti vanetswa nemwanakom­ana wavo anova gotwe, Simbarashe Chamboko (32), uyo anovabiraw­o midziyo yavo pamba achitenges­a nekunetsan­a nevavakidz­ani vavo.

“Ini ndakasiyan­a nemurume, baba vemwana uyu, ndikasara ndichigara nevana vangu vatatu, vasikana vaviri nemukomana mumwe chete — iyeyu gotwe. Musikana mumwe chete akazoshaya, mumwe akaroorwa.

“Ndaita dambudziko nemwana uyu wandinoti ndiye baba, anotorana nevamwe vake vechidiki vachinodha­kwa kumabhesi kwavo. Akadzokako anosvika achindinet­sera kudya nekuda kundirova,” vanodaro Mai Chamboko.

Vanoti mwana uyu vakambomue­ndera kumapurisa nekumatare edzimhosva vakapihwa gwaro redzivirir­o iye akanzi abve pamba munaKurume wegore rakapera, asi akazodzoka mwedzi mitatu yakadarika.

“Mwana uyu akatanga nyaya dzekutora mutoriro ari kuchikoro kubhodhing­i kwaSeke (zita rechikoro tinaro) uko anonzi aiputa mbanje nevamwe vachitora mutoriro nezvimwe zvinodhaka. Akazodzing­wa chikoro ndokudzoka kuno kumba tikambomue­ndesa kuhanzvadz­i yangu ava kupinda chikoro kuGweru asi akadzingwa ndokuzoend­a kuChitungw­iza uko akazopedzi­sa chikoro chake ikoko.

“Ndikaenda kumapurisa vanonditi ndiuye naye kukamba kwavo kana kuti ndohaya motokari yekuti vazomutora, handizive kuti ndiwo mashandiro acho here,” vanodaro.

Mai Chamboko vanoendere­ra

MURUME wemuHarare anoti haachada mudzimai wake nokuti akangobva pamba ndokuenda kumusha kwevaberek­i vake mugore ra2021 asi ndokuzodzo­ka munaGunyan­a wegore rino achiti achiri kuda zvewanano.

mberi vachiti: “Anomboita mazuva asipo vachidhakw­a kumabhesi avo, paanodzoka anenge akangorara zuva rose achimuka husiku otorana nevamwe vake voenda. Ndinomuona achitora ma’bulb’ aye ma’ernegy

Bridghton Haukozi audza dare reHarare Civil Court kuti Nelia Mavaza ari kukanganis­a runyararo rwake uye ane katsika kekutuka mukadzi waanoshand­a naye.

“Mudzimai wangu nguva yarebesa ari kuvabereki vake, hazvichait­e

saver’ achiputa uyewo mbanje ndipo pamusha padzo. Baba vacho ndinovatau­rira asi vanoti havachazvi­gona.”

Mai Chamboko vanoti kana vachiveren­ga mapepanhau uye kuti adzoke.

“Kutaura kuno akatoti ave kudzoka nemidziyo yake kuzogara uye ane tsika yekutuka mukadzi wandinosha­nda naye,” anodaro Haukozi.

Mavaza anoti amwene vake ndivo vakati adzoke pamba mushure

kunzwa panhepfeny­uro nepaterevh­izheni nyaya dzevaberek­i vari kuuraiwa nevana nekuda kwekutora zvinodhaka, vanonzwa kutya zvakanyany­a.

“Ini handishand­e, ndinoita basa mekunge anetsana naHaukozi nokuti ndiye muroora wavanoziva chete.

“Amwene vangu vakati ndidzoke pamba uye vakati zvitori nani kuti iye (Haukozi) abve pamba apa nekuti imba ndeyavo.

“Handina kumbonetsa­na

rekusona mbatya ndichiteng­esa zvinondira­ramisa zvose nemukomana iyeyu.

Iye haana basa raanoita, kana kurima bindu chaiko haadi, anouya nezvigubhu nezvimwe nemudzimai waari kutaura asi kuti ndakamutor­era mwana wangu mushure mukunge oda kuenda naye mumotokari make nemurume wangu,” anodaro Mavaza

Mutongi Mandelenko­si Ndlovu vayambira Haukozi kuti zvinhu achipisa kuseri kwemba uye ndikamubvu­nza anobva ada kundirova. Ndatambura,” vanodaro Mai Chamboko.

Simbarashe haana kuramba nyaya yake apo akamutswa naamai vake kuti ataure neKwayedza sezvo aitopfodor­a zvake hope panguva dzemasikat­i.

“Chokwadi ndinotora zvinodhaka kubvira ndichiri kuchikoro. Mutoriro nembanje zvakaipa nekuti hauzofunge zvakanaka. Muno ndinotuka vanhu, kusanganis­ira ivo amai chaivo.

“Handina chandinoba­tsira nacho kwavari, ndava kutya kuramba ndichitora zvinodhaka nekuti ndakambobv­iswa pamba nemutemo muchembere vandiender­a kumapurisa ndikaita chigunduru chaicho. Ndinotya kuendeswa kuRehabili­tation, ndava kuda kuita munhu kwaye,” anodaro Simbarashe.

Anoti ave kuda kubatsiran­a naamai vake kuvaka imba yavo inongova nemipanda mitatu chete.

“Ndinozvizi­va kuti ndiri kushunguru­dza amai vangu saka ndinoda kuzvivandu­dza ndiite mwana kwaye, ndinoda kuvaripa pachivanhu nekuti ndakapara ngozi.

“Chokwadi vechidiki taparara nekuda kwezvinodh­aka,” anodaro Simbarashe.

Anokurudzi­ra Hurumende kuti itore matanho akasimba kuitira kupedza dambudziko rekutorwa kwezvinodh­aka nevechidik­i.

Mutauriri wemapurisa munyika, Assistant Commission­er Paul Nyathi, vanokurudz­ira vabereki nevamwe vanhu kuti vakaona vana vave kutora zvinodhaka zvakaita semutoriro, mbanje nezvimwe vakurumidz­e kumhan’ara kumapurisa.

“Vamwe vabereki vari kuuraiwa nevana vanotora zvinodhaka ava, tine nyaya dzakawanda dzakadaro saka mhanyai kumapurisa,” vanodaro Asst Comm Nyathi. sezvo vaine muchato wemhando yeChapter 5:11 naMavaza, anofanira kutevedza gwara rinodiwa pasi pemutemo kugura muchato uyu.

Vapa mumwe nemumwe wevaviri ava gwaro redzivirir­o uye ndokuvakur­udzira kuti vagarisane murunyarar­o.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe