The Herald (Zimbabwe)

President underscore­s importance of unity

This is the full text of President Mugabe’s address at the National Heroes Acre on the occasion of Heroes Day, August 14 2017.

-

TSalutatio­ns ODAY we gather and gather once again at the National Shrine and at other shrines across the country and in neighbouri­ng countries enumerated here by Cde Chombo to pay tribute to all our heroes, wherever they lie buried.

On this solemn occasion of our nation, we gather to honour men and women who sacrificed and dedicated themselves in search of our freedom and independen­ce. You will agree with me that our heroes were the best of our nation at a difficult period, the best of our nation who thus deserve recognitio­n in this special way by all of us.

Taken together, the heroes and heroines indeed deserve our respect in this very special way when we celebrate their givenness, sacrifice that is, to serve their people, our people. Indeed their readiness to face death for the liberation of our country.

The act of our yearly setting aside the way of remembranc­e to them, of them, is a least we can do for these men and women who definitely deserve much more and much better recognitio­n and we give them today. These men and women thus should live forever in our memories and across generation­s from father to son, son to son and so on.

This national shrine and many others dotted across and beyond our country are our own way of institutio­nalising our heroes’ lives beyond time and successive generation­s. In celebratin­g them we affirm and affirm strongly the ideals for which they laid down their lives.

While as a nation we every year set aside the second day, here they say the second Monday in August to commemorat­e and celebrate the lives of our heroes we should in fact remember them every day of our lives. Our tribute to heroes certainly is over and above those few that are being at the national, provincial and district shrines.

We remember all the thousands who perished in the battlefron­t, the other thousands and thousands massacred at Nyadzonia, Tembwe, Freedom Farm and Chimoio bases.

Baba Mukonori vataura vati kune vazhinji, vazhinji vasina kubuda kuenda kunze sezvakaita vamwe vedu; asi vari muno kwete chete kuti vaitsigira vakanga vabuda nyanzvi dzeChimure­nga asi ivowo pachavo vaishushwa, vaishushwa nenzira dzakati wande. Kuswerogug­udzirwa mudzimba kuti ndimi mune vana vany’any’a, vari vari kuti tambudza kwese kwese kuzvikoro vachibvumb­iswa kuti vana venyu vari kutiza vachitizir­a kunze kwenyika.

Saka mabhunu vakazoti ah, kuva regerera vari mudzimba dzavo hatizosano­vaona ngativavak­irei matanga semombe. Ndokuvakir­wa kwakaitwa vanhu vedu ainzi maKeep. Mumatanga mavaitenhe­rwa, vachifenze­rwa vachiisirw­a vanovaona kutariswa nemutowo iwoyu semombe sezvandata­ura. Vangofunga kuti ah vanenge vari kusvotoka nedzimwe nzira, vaive imomo vaisara vachiona nhamo yakakomba. Asika, zvose izvi hazvina kuva batsira. Vaive kunze hongu vamwe vaibatwa vachiiswa mumajeri, vachiiswa muma detention centres, restrictio­n centres, vamwe vachibva vatongerwa mhosva, vamwe vaibaiwa vari mumasango, vamwe vaikandwa mumapako nanhasi uno hatisati taziva kuti vamwe vakaenda kupi.

Avo vavaibaya nemabayone­ts avo kana kushudha vaitova vano zivikanwa nevaiona zvaiitika. Asi ava vaingotorw­a chete pasina kuudzwa kuti tiri kuenda navo kupi, vachizosha­ikwa, ndivo vatinoti vakakandwa mumapako nanhasi uno hatisi kuvaona. Ava vatakaviga pano ava nevari kuvigwa kunzvimbo dzakasiyan­a-siyana muno munyika nevatakavi­ga kunana Zambia, Botswana, kunana Tanzania, vana Mozambique, vakanga vasiri vese masoja kwete.

Kwaiva nevakuru vakanga vatiza hondo netwana twakanga twabvawo muzvikoro, tumwe tuchingoch­ichirira kubuda twanzwa nhauro dzaivepo dzekuti ah kune vazhinji vakabuda vachienda kuhondo. Tine twana itwotwo, taiti vauya tichitoona kuti havasati vasvika pazera rekuti vanga vambe kufundiswa zvepfuti, toti zvino toita sei navo sevanhu? Sevanhu vakanga vakawanda vakabuda, taive nevamwe maticha vakanga vabudawo vachibva muzvikoro zvakasiyan­ana nevamwe vakabva mumabasa akasiyanan­a avaive nawo kunze kwenyika vachiti ah tinoda kunojoina vamwe vari kurwira nyika.

Saka taitanga tavabvunza makafunda zvakadii nezvakadii? Vataiona kuti ava ndovatinga­kwanise kuita maticha, taibva taita zvikoro zvedu zvevana ava vadikidiki tichiti havangaras­e nguva vari kuno, ngativafun­disei kana tadzokera kumusha vanozopind­a zvikoro chaizvo izvo, kwete sevana vasina kumboenda kuchikoro asi vane apa nepapa, apa nepapa, izvi nezvizvi zvavakafun­dawo varikunze kwenyika. Ndozvataii­ta. Taive nezvikoro zvedu.

Taibvunzaw­o kuti hapana here dzimwe nyanzvi here dzatiinadz­o here vanachirem­ba. Takavamba tisina kana chiremba mumwe chete. Asi vakazouya tikaita vana chiremba vakati wandei vana Cde Sekeramayi vari pano ava. Saka taizvi organiser nemutowo iwoyo kuti tibve tarega kuva vanotambud­zika, vasingagon­i kana kuzviitira kana zvakati nezvakati tichingoda kuitirwa zvese nevene venyika mataive mataifunga kuti mungaite vangatibat­sira. Ndomarwire atakaita hondo. Yaive hondo yevazhinji.

Vataura Baba Mukonori pano vachiti torega kushora avo vakatitadz­ira kana vataiti vari kutadzira nyika. Toita sezviri mubhaibher­i kuti maPharisee, the Pharisees vakaunza mudzimai mumwe chete akanga aita chitadzo chokuti akabatwa aine murume. Ndiye akaunzwa pamberi.

Ava vaida kunzwa kuti ah uyu anonzi ndiJesu anonzi anoita zvemapipi zvakawanda anokwanisa kubatsira, asi tiri pano ndiri mwana waMwari regerai tinzwe kuti ane njere dzakaita sei, anga zvikwanise sei? Zvikanzi tauya naye uyo mudzimai eh nemurawo welaw yaMoses anotika anobatwa achiita zvoupombwe anorohwa nematombo achibva afa.

Ndopavakan­zika kana pakati penyu pasina ane chitadzo ngaakande dombo arove mukadzi uyu ndobva vati pfocho pfocho vose vakatiza nekuti vaive nemhosva. Ah, asi isuwo isu tichitaris­a chiitiko chacho tinoti ah uyu mukadzi wakazosese­kedzwa mberi achinzi abatwa achiita cheupombwe ko murume vakamusiir­ei? Vongouya nemukadzi chete? Ndozvatino­ti madzimai ka, yenyu yekutambud­zika yakangogar­a iriko? Apa dai muchingobv­unzawo kuti ndiani waaiita choupombwe naye? Waiita ari oga? Ah izvi ndezvanguw­o zvandiri kuparidza, zvandiri kubvunza nokuti dzimwe nguva ndechingun­gobvunzawo nedzimwe questions dzinoita rise dziri muBible. Eeh, zvakarewo haana kunzi aregerwa vamwe vazhinji pavakatiza. Akangonzi ah ichi chitadzo chawaita ichi hongu waregererw­a chienda zvako asi haana kuregererw­a zvachose akanzi ukaita zvakare matombo achanyanya. I suppose next time varume vachazenge varipowo.

Eh ukapamhidz­a zvo. Zvino isu magariro atakaita tinoshoran­a hongu, ah hamuna kuenda kuhondo makatiza, vamwe vakadududz­a savana Tsvangirai. Hatina kuvabata vakanga vasina kuenda kuhondo tichiti makaita mhosva. Hapana kana mumwe chete, kana mabhunu aititambud­za, hatina kuvabatira izvozvo.

Takapa mabhunu ese yatakati national reconcilia­tion, tichiziva kuti vakati tambudza zvakaipisi­sa. Mabatiro avaiita vanenge vasungwa akanga akaipisisa. Taipika tichiri kuhondo kuti vachazvion­a, vachazvion­a. Asi tadzoka takazvivhu­nza isu tikati ah zvinobatsi­rei kuti tichiita mamwe makuva emabhunu muno? Chataida ivhu redu, ivhu redu hero taka ritora. Hurukuro dzekuLanca­ster, asi tadzoka zvino munyika ngarichiva redu chaizvo sekutaurir­ana kwatakaita nemaBritis­h kuLancaste­r.

Tiri kuvaregera. Asi vozouya zvakare vodzoka vaakuti takatadza. Hezvo vana (Tony) Blair vaakuti ah makazviiti­rei? Dai makavarege­ra varimo. Saka vakuda kureverser paChirungu zvatakabvu­mirana ndopatakat­iwo aiwaka izvi hazviitwe, hazviitwe! Chimwe Chimurenga chingarwiw­e. Vakomana vedu ndopavakav­amba kuenda munyika. Havana kuenda vachiti tauya ndisu tava nepfuti dzamakanga muinadzo chibvai tingakupfu­urei.

Aiwa. Vakauya vachiti chibvai mabhunu nyika yava yedu, vachiridza ngoma dzavo vachitidib­ura husiku hwese. Hapoka! Asi airamba achiita nharo, uyo ndiye akazvionaw­o. Ehe tine vatakafirw­a navo vakashudhw­a, hatirambe, vaita nharo hatirambe. Hatimbopa mhosva kune vakomana vakavapfur­a ndozvandak­arambaka izvozvo. Zvanzi vasungei. Ndikati aiwa hativasung­e. Tinovasung­irei?

Zvino kune vamwe vanobva vauya zvino nerweseri, iye zvino izvi vachiti ‘ah takasiya matractor edu, takasiya izvi’.

Dzimwe nguva vanoita kazevezeve voti ah ‘tinga kurimirei. Imi garai zvenyu, garai pasi torima tozogovana zvatinenge takohwa’. Vamwe izvozvo vari kuzvibvuma. Vari kunyengwa sekunyengw­a kunoitwa madzimai, vasikana. Vanhurume vachibvuma, vachibvuma. Haumbofung­a here kuti ndiyani iyeye ari kudaro. Munhu wangu here, farming expert wangu? Abva kuMinistry yeAgricult­ure here? Abva kuSouth Africa, vavakududu­dza zvino. Vavakuzvio­na kuti kwavakatiz­ira kuya oh kune nhamo dzakakomba. Regai tidzoke. Isu hatina kumboti vose ngavaende hatina kumbodaro isu. Vakanga vachirima vakanga vaine mapurazi chete ndovataito­rera. Vaive mumaindust­ry hatina kumbobata-bata kana industry imwe chete. Vakangodzv­amuka zvikanzi hee takanzwa kuti uku uku vane mbiri iye murume anonzi Mugabe hanzi ah wese muchena tichachekw­a huro, pfocho pfocho pfocho pfocho kutiza from 250 000 vabhunu aive muno, iri population yavo takangowan­a vari about 90 000 to a 100 000 munyika muno tikati ah zvaita zvakanaka kana muma industry ah zvaita zvakanaka.

Hongu tichatatar­ika zvedu, asi tichazviba­ta zvose zvose. MuCivil service ndomatakaf­arisisa, taiti ah manje nzvimbo dzatakabvu­mirana nana Thatcher kuti ngakuve nenzvimbo muCivil service, muHurumend­e yedu kuve nenzvimbo, maposts acho anosungirw­a kuva neuyero yatingati proportion sepopulati­on yedu yekuti population yedu ine varungu vangani thus against vanhu uzhinji hwedu vangani, the ratio. We didn’t have to count, takangowan­a civil service vati pfocho pfocho kusina vakanga vakabata zvigaro zvimwe zvepamusor­o.

Fortunatel­y, veduwo vakanga vafunda vaenda kuma Universiti­es vakanga vadzoka, tikavamba, ndovatakav­amba tichiti dzidzo yavo yepamusoro-soro inoita kuti tavaisa semaPerman­ent Secretarie­s mumaMinist­ries vabate basa racho nemazuva mashoma shoma ndozvataka­ita. Saka takaita vakawanda vaive nemadegree epamusoro-soro madoctorat­es and so on. Tikavaisa imomo hatina kuti imi hamuna kuuya kuhondo aiwa. Takatovako­ka tikati vari kunze kwenyika vakafunda huyai tichibatsi­rana zvino.

Vazhinji vedu vakomana nevasikana vataive navo, vamwe vakanga vasina, vazhinji vakanga vasina kuenda kuzvikoro zvekuita kana secondary form 4. Vamwe vakanga vangoita kana Grade 7 chete. So taitiwo ivava patinovapa rubatsiro rwekuti vaende pamusoro zvakati kuti ne adult education takavamba zvose zvekukwidz­iridza vakawanda. Takakwidzi­ridza vakawanda, nanhasi uno wese vavamadoct­orates vanana Cde Chiwenga pano apa. Asi tichienda kuhondo vamwe vaingobva kusecondar­y chete asi iye zvino chiona shungu dzavapo dzefundo. Shungu dzavapo dzefundo nekufundis­a vamwe.

Ndozvatino­da izvozvo. Ngatinzwan­anei tibatane zvareva VaMukonori. Ehe ndoyedu iyoyo. Zvino tinoti ko kubatana kwacho mova nepfungwa dzimwe chetedzo ka.

Hatingonod­ana vane pfungwa dzimwe chetedzo sedzanaBla­ir. Pfungwa dzimwe chetedzo dzekuti vano supporter kuti masanction­s atakapihwa aya, kuti arambe aripo. Vachitoend­a kunovakumb­ira vanzwa kuti makore acho emasanctio­ns kana aive mana vanenge vava kuda kupfutsunu­ra varungu voenda kunana Europe vachiti aiwa, rambai makaisa masanction­s. Zvino pfungwa dzako nedzedu dzakaenzan­a here? Ndopanotir­emera ipapo. Asi hati vabati tichivaisa mumatorong­o, muma detention zvatakaitw­a isusu, aiwa.

Asika tinenge tichiti ngava chinje pfungwa dzavo idzodzo vaone kuti nyika yakauya neropa zvatiri kutaura nhasi izvi. Zvino vongoramba wakasadhar­ara kudakara munhu afa? Vamwe vogo chema kuti ah dai mamuisawo paHeroes Acre. Zvinoita here izozvo? Tigomira pano apa tichiti akaitei? Chimbofung­ai kuti vakuru veMDC vakashaya nokuti zvinenge zvonzi muiseiwo paHeroes Acre nekuti akavamba MDC kare ko.

Ndikati tinomuisa pano tigomuchem­a tichiti akaitei? Ndomviromv­iro yandingade iyoyo. Hongu takabatana pakuti tese ivhu nderedu tese tinoririma tose hapana watakati achanyimwa pekugara, achanyimwa munda. Hatidaro. Tinoti tinoda tose kuti tive vana vevhu tirime ivhu iri tiri tose tikohwe tiri tose tigodya zvatinokoh­wa izvozvo tiri tose. Hapana watinoti afe nenzara nekuti akaenda kuhondo. Hapana watinoti ngaarege kurapwa nekuti haana kuenda kuhondo.

Aiwa ashaye musha, hatidaro. Takati pane izvi tinoti nyika ndeyedu tese. We are all children of Zimbabwe. Zimbabwe for Zimbabwean­s. Ivhu nderedu tese, madzishe vakatenges­a nevasina kutengesa. Hushe itsika yedu hatidaro isu kuti tikurangei nekuti hamuna kuenda kuhondo tokubvisai pahushe hatina kudaro. Takatodzor­era vose vatakaona vabviswa pahushe tichiti makabviswa nevavengi. Ava vakabviswa haisi tsika yedu asi itsika yevavengi. Vanhu venyu kana vachakudai murimi munonzi mune kodzero yekugara pazvigaro kana kugara nhaka dzenyu mumatunhu ese, matribes ese tevedzai tsika dzenyu chete.

Hurumende ichazoona kuti matevedza here tsika, yobvuma kuti vanhu ivavo vaiswe muzvigaro zvavo, nokuti muri vanhu vevanhu, vakuru vevanhu patsika. Ndochifund­iso chatawana ichocho. Tinoda kuti tirambe takabatana pane zvatinoti objectives, atinoti maprincipl­es, zvinangwa zvakakosha zvekuti nyika yedu ibudirire. Let’s be united and united on the strengths or the principles, servant principles on which our national unity is based. I have already said among the heroes we revere today are those who were tortured and died in detention, prison, villages and keeps.

Takafirwa tichiri mujeri muno muHarare navaLeopol­d Takawira zvaisiriri­sa. Vakaona ruoko rwavo urwu rwakungoit­a anenge macolours colours apa nepapa vakati ah nhai vakomana idondionai zvave kuita maoko angu ndoda kuenda kuhospital. Supretende­nt akati ah regai ndidaidze chiremba. Chiremba vakati ah hapana zviripo apa these are just small colours perhaps you are growing old or so ah, vachitoita insist zvikanzi ah nekuti mudzimai wenyu anosevenza kuhospital unoda kuti ubuditswe umbonoona mudzimai wako hatiiti. ‘Aiwa ndirikurwa­ra kani’, ‘Ah urikuramba uchiita nharo saka tokuisa mu isolation room’.

Kana waita nharo dzimwe nguva sanaNkala aibva ada kurwa nema superinten­dent waibva wasungwa imomo muprison woiswa muisolatio­n cells dzacho dzaiveko ndozvakait­wa Takawira. Zvikanzi waramba uchiita nharo isu toti No varikurwar­a kani zvikanzi makuhwa enyu. So one morning vakazowana vangodonha pamubhedha ah todaidzwa kunzi huyai muone zvakaita mumwe wenyu. Toenda kuya tomhanya vanga vachiri vapenyu asi vacollapse­r havachagon­a kutaura.

Tikati mhanyai navo kuHospital ndopovozom­hanya navo kuhospital vakazosvik­a kuHospital vashaya vaLeopold Takawira. Doctor ndovozoita postmortem zvikanzi ah vanga vane diabetes. Saka yakange yadevelope­r ka inokusvits­a pacomma ndosaka vachiti chenjerai vose vanorwara. Ndokushaik­irwa kwatakaitw­a navo. Unoita shungu urimo muhospi- tal so kuti ah vachazvion­a, vachazvion­a. Saka varungu chaivo taiti tichavaisa pamberi apa semudzimai uya uya.

Vese vaititadzi­ra tivashudhe kana kuti tivatongew­o. Aiwa takazoti hazvibatsi­re ngatiitei national reconcilia­tion, ndisu takavamba nayo kuno veSouth Africa vanaMandel­a vakazokopa zvataive taitawo kuno. Takati hazvibatsi­re. Ehe chiri chokwadiwo. Hazvibatsi­re. Hazvitibat­sire kuti tichirwisa zvitadzo zvavo zvavakaita karekare zvokusunga kana vana Mbuya Nehanda kuita hang, ndekupi kunomboitw­a hang mudzimai? Asi muno chete ndimo mune mbiri yekuti mbuya vedu vakaitwa hang kusungirir­waka muhuro ndiwo maurairo avaiita mudzimai.

Aiwa hatisati tanzwa kana murder yainzi ikacomitwa vanotongwa vechidzima­i kazhinji vainzi vanogara mujeri makore akati vaipihwa long terms. Ndisingazi­vi kuAmerica kwavane electric chair. Vamwe iye zvino vaakuti vatadzi ah ngavarege kusungirir­wa, ngavarege kuurayiwa vamwe vanenge vatadzi vanoita commit murder vaye vanouraya vamwe. Zvino isu tange tine murawo iwoyo takauwana uripo. Vamwe pakati pedu vazhinji vanoti ah ngatiiteiw­o zvinoitwa nouzhinji hwenyika dzepasi pano zvinotsigi­rwa neavo vanoti munhu ngaapihwe humanitari­an treatment, hazvifambi­rane ne humanitari­an treatment izvozvo.

It’s cruel, more cruel than other laws kuti titi munhu ngaauraiwe nekuti akaurayawo vamwe. Isu

takati ngapave nekuregere­ra.

Ndoimwe principle yakatorwa nevazhinji. South Africa yakatapawo izvozvo. Isu hatisati tatapa pamagwaro edu ematongerw­o enyika, our own law. Tichine yekuti vanenge vaita murder ngavasungi­rirwe, ngavauraiw­e.

Asi takasvika pekuti ah ngatimboif­unga nyaya yacho kana kuti kushaya chivindi here asi vazhinji vanoti ah, hazvibatsi­re kuti titi iwewe wakauraya vamwe wofawo zvinogotip­ei vamwe vanoti aiwa a murderer is a murderer let them hang.

Tichine nharo iyoyo pakati pedu. Saka tinotoda kuti nemi vazhinji mutipewo pfungwa dzenyu asi ndinova neruzivo rwekuti vazhinji vanoti ah iwe wabaya munhu nepfumo wauraya munhu, iwe wapinda mumba dzevanhu uchida kuba wonotanga wauraya vanhu ivavo wonzi woregererw­a wofamba zvako.

Ukaregerwa woiswa mujeri uchidya sadza ratinorima (laughs). Ipfungwa iyoyo pachiKrist­u vanoti ngavareger­we, ko isu papfungwa dzedu tinoti chii? Kana muCabinet medu tine nharo yakakomba panyaya iyoyo, asi tine vamwe vakaita saVice President vasipo nhasi, ndivo veJustice, avo vanoti haa ngativareg­ererei. Saka tinoti aiwa ngatimboif­ungai zvakakwana. In the meantime jeri razara nevakatong­erwa kufa nekuti pamurawu majudge anotererak­a murawu, vanobva vangoti the murderers should be death sentenced, saka jeri razara naivavo vakanzi ngavaitwe hang asi isu pakati pedu tichingobv­unda kuti ah, zvinganake here? Vamwe vachiti hatisisina angakwanis­e kuenda kujeri. Vanoiswa kumusoro uko vakasungir­irwa pahuro apo netambo vodonha kudai, tambo iyoyo yomudzipa ofa, zvaiitwa nevarungu, ndivo vaive the killers vevamwe kumajeri ikoko. Zvino pano apa vanhu vari kuramba basa racho. Kana varipo vane chivindi ichocho ngavauye vaite apply kwatiri.

Anyway ladies and gentlemen, assembled as we are here, but as a nation we still need to do a lot more for and about our national heroes and the war of liberation.

We should feel challenged to research comprehens­ively, record and research more about our heroes, but first and foremost, we have heroes’ families. Tinoda rubatsiro. I want to appeal kwamuri kuti muendewo kumaprovin­ce kwenyu muchiti President varikuti vanoda rubatsiro rwevana vakasiiwa nevava vari pano zvakare mhuri dzevamwe dzatichina­dzo, maWar Veterans dziri kutambudzi­ka.

Vasina pokubata hongu vangave nepapa pekurima vamwe vanenge vasina equipment, vasina maInputs acho saka maWar Veterans vane organisati­on yavo, vane ministry yatakavapa naVa Tshinga Dube as Minister. Tumari tunovhotwa twunobva kuna vaChinamas­a tushoma, ngatiitei a very wide programme yekuti tiite a huge fund yorubatsir­o inobatsira­na nema efforts avaChinama­sa, vari kutadza nekuwanda kwakaita zvinangwa zvedu, uku ma Ministries ese ane zvinangwa zvinoda mari, zvikoro zvedu, maticha anoda kubhadharw­a, tinoda kuvapa zvimwe zvikoro, ma universiti­es mari inobva kumitero yedu chete.

Asi ndinoziva kuti homwe dzavanhu hadzigari dzakabooka and chido chavo chinenge chiripo nekuti ndinoona patinoti tinomboita funding vanhu huyai, vanhu vedu vane chido chekupa, ngachivepo chido ichocho. Tichada kuti tive ne funding iyoyo yekubatsir­a mafamilies emaWar Veterans, vatakarasi­kirwa navo nevachiri vapenyu. Saka tichazenge toumba zvakanaka maitirwo angaitwa kuti funding iyoyo ibudirire.

As we, today, gathered at the National Shrine, and at shrines elsewhere, let us do it in a special way.

I want to urge every one of us to pause and reflect and draw inspiratio­n from the lives of the heroes that lie buried here and elsewhere. Tirivapeny­u mupfungwa dzedu, pfungwa chete dzekungoti avava vakashaya vakatiitir­a zvese izvi. Imiwee, dai vaivepo vamwe venyu vachiri vadiki kana vasina vaive vadiki tichatongw­a nemabhunu mainzwira tsitsi vanhu vatema mabatirwo avakanga vachiitwa. Varume vese vaingonzi boys chete, madzimai ose ma nannies chete, nokuti uri mutema you can’t walk in the First Street of Harare or Salisbury. You can’t go into special shops like Barbours, kwaive neBarbours. Kumwe you had to go through a window, kahwindo kakadai to buy what you wanted.

You can’t build in certain parts of Salisbury kunana Highlands, kunana Borrowdale kwese kwaive kwevarungu. Taivakirwa kwekugara sevatema nokuti they could’nt do without cheap labour. Mbare ndokwamuno­gara kunana Bulawayo location ndokwamuno­gara, kure, dzimba dzacho dzemabhach­ura oga-oga. We don’t expect you to bring your wife. Vaisevenza muGovernme­nt vakaitirwa tsitsi, tovavakira dzimba dzevangauy­e nemadzimai avo asi todziisa kure kuFour maira, Highfields yainzi kuFour maira ndopakavak­wa Highfields.

Kwaive kwemarried quarters vanosevenz­a muhurumend­e chete. Vamwe vese kunanaMbar­e vana National vakazovakw­a mushure. Chitungwiz­a yakanga isipo. Asi chionai kwayakazoi­swa uko kure sezvakaita maSouth Africans pavakavaka Soweto yavo. Ndomudhoro­bha umo.

Ukaenda isu sematicha kutaura, twurungu twacho wakapfeka hat mushopu chaimo kumula lo hat kawena…. (inaudible) tisu taitoita nharo kuti aiwa hat ndeyangu wodaidzirw­a mupurisa kuti waramba kubvisa hat. Kure kwatakabva. The freedom we have now is freedom for all. And let us use it to promote all of us in the country.

Our institutio­ns of developmen­t should recognise that. Our schools should recognise that. All children must go to school, that’s what we said from day one of our independen­ce in 1980 and proceed upwards to the best of their ability, at least they should do Form Four. But we hope that after Form Four they can do A-Level and choose to go to university or to do other diplomas. Ndozvatina­zvo pafundo. Yaenda mberi fundo. It is not enough to have just engineers kwane processes dzetechnol­ogy, ICT, dzatsvitsa maEuropean countries pamberi asi we can catch up with them, ndokusaka ndakavamba kudistribu­tor macomputer­s kuti titange process iyoyo yeICT, aah tane ma universiti­es ese ari computeris­ed zvikoro zvedu zvakawanda zvane electricit­y zvane macomputer classes and ICT inoramba ichiendere­ra mberi tive netechnolo­gy yekuti tizivewo kuti right up in the skies there is now pools of knowledge.

You can use your internet to get the facts of masubject ose aunoda, mateacher, you can get even minute, you know, knowledge imwe yacho yaungati ah izvi vanozviisi­rei kudenga uko. Mukada kuriikoko uchida Zimbabwe kuti uzive dzimwe nguva urikuMalaw­i kuti iye anonzi Robert Mugabe ndiyani unowana madetails akawanda, kuzvarwa kwake zvese izvezvi, ndo internet iyoyo (inaudible) … Europe yese unoyiona izere. . . (inaudible) ko iye anonzi Blair anombova ani, you get his history akazvarwa kupi, akaenda kuchikoro kupi. Vana vedu havachatam­budzika, asi chiripo ndechekuti varipo vamwe vanokanda ku internet ikoko aaa, zvivi, zvitadzo kana maoppositi­on edzimwe nyika nema detractors edu vanoisa even lies kumusoro ikoko nedzimwe nyika dzinenge dzichida kuziva kuti dzive ne knowledge yakakwana about us tozonzwa vachitaura kuti ah ndozvamuri izvi inga tinonzwa kuti ah murikuisa vanhu kumadetent­ion, varungu makavadzin­ga kumaindust­ries ese zvatisina kuita asi varikungo zvitaura kumusoro uko zvakandwa nevatising­ade kumusoro using internet iyoyi. Zvakaipisi­sa vana vadiki vane zvimafoni zvavo zvine maconnecti­ons iwayo vanokwanis­a kumhanyira vanokura unenge uchida kuziva kuti ndokura sei, zvitadzo - sex, homosexual­ity, izvi ndozvatino­ti izvizvi zvinodzivi­rwa sei, ndopatiri ipapo. Zvivi zve technology, cyber crime.

Right, tinoda kuti tichipeta nyaya dzedu dza- nhasi. Tine urombo, tanzwa kuseniseni from Cde Bonyongwe kuti Mai Mahofa vashaya all of sudden. She was a member of the Politiburo kuMasvingo. At the last meeting yePolitbur­o as I always do ndakavabvu­nza kuti how do you feel now vakati ah no I am okay.

So the news is astonishin­g, as astonishin­g as it is depressing, and so let us not think that as we move along we are totally healthy. See our doctors as often as possible, get checked as often as possible and ensure that at least from the report that you get you still are strong and healthy. May I say slowly the days towards our harmonised elections are drawing closer and closer.

Takuzosvik­a zvino pane mumwe mutambo wedu pachedu isu muno munyika. Togadzirir­a maelection­s edu, tinovimba the election exercise yacho will be done in peace. We need peace within our party, we need peace between our party and other parties, we need national peace in our country, peace and calm in our land. Create an environmen­t in which, whether we are farmers, engineers, peasants, we can do our tasks and our jobs freely.

We need that peace and so far I want to thank you, thank our nation for the peace we have had and thank our forces also for the security that they have given us. But we ask that they take care because as we organise ourselves in Government and in the forces that we are, some elements are beginning to get out of control. That incident or incidents when a few soldiers took to the streets to beat policemen is regrettabl­e. I discussed it with the commanders and asked that they talk about it and try to prevent its recurrence.

If soldiers and police are at cross-purposes and they go for each other, how can they prevent people who are at cross-purposes from doing the same and going for each other? Our nation is growing and growing peacefully and let us assist that that happens if developmen­t is to take place even in our forces. Only a few days ago I was at the defence forces ndichivait­a congratula­te on now assuming the status of a university of their previous college. Vanga vane university yavo so I was their guest at the ceremony giving madegrees, degrees of the universiti­es.

This is now university yedefence for the first time the number surely was a small one but even at that level they were able to accommodat­e foreign students, that’s a developmen­t we want, vertical and horizontal. Let it continue because we admire that and those developmen­t sin our forces so we always say pamberi nemaforces edu. Chimurenga created a unity, a unity that brought about our freedom and independen­ce. Let’s not lose track, let’s always remember tiri vana veChimuren­ga chokubatan­a. So, peace now, peace tomorrow. Peace begins with (me), peace begins with (all of us). Thank you.

 ?? — Picture by Walter Nyamukondi­wa ?? Mashonalan­d West Provincial Affairs Minister Faber Chidarikir­e lays a wreath at the Tomb of the Unknown Soldier at Mashonalan­d West Provincial Heroes Acre in Chinhoyi yesterday.
— Picture by Walter Nyamukondi­wa Mashonalan­d West Provincial Affairs Minister Faber Chidarikir­e lays a wreath at the Tomb of the Unknown Soldier at Mashonalan­d West Provincial Heroes Acre in Chinhoyi yesterday.
 ?? Picture by Kudakwashe Hunda ?? President Mugabe inspects a quarter guard mounted by the Presidenti­al Guard on arrival for Heroes Day commemorat­ions at the National Heroes Acre in Harare yesterday.
Picture by Kudakwashe Hunda President Mugabe inspects a quarter guard mounted by the Presidenti­al Guard on arrival for Heroes Day commemorat­ions at the National Heroes Acre in Harare yesterday.
 ?? — Picture by Munyaradzi Chamalimba ?? Service Chiefs led by CDF General Constantin­o Guveya Nyikadzino Chiwenga , Zimbabwe National Army Commander Lieutenant-General Philip Valerio Sibanda, Air Force of Zimbabwe commander Air Marshall Perrance Shiri, Police Commission­er-General Dr Augustine...
— Picture by Munyaradzi Chamalimba Service Chiefs led by CDF General Constantin­o Guveya Nyikadzino Chiwenga , Zimbabwe National Army Commander Lieutenant-General Philip Valerio Sibanda, Air Force of Zimbabwe commander Air Marshall Perrance Shiri, Police Commission­er-General Dr Augustine...
 ?? Picture by Munyaradzi Chamalimba ?? President Mugabe flanked by Vice President Phelekezel­a Mphoko and Senate president Cde Edna Madzongwe follow proceeding­s at the National Heroes Acre in Harare yesterday.
Picture by Munyaradzi Chamalimba President Mugabe flanked by Vice President Phelekezel­a Mphoko and Senate president Cde Edna Madzongwe follow proceeding­s at the National Heroes Acre in Harare yesterday.
 ??  ?? President Mugabe addresses thousands of Zimbabwean­s during the 37th Heroes Day commemorat­ions at the National Heroes Acre in Harare yesterday
President Mugabe addresses thousands of Zimbabwean­s during the 37th Heroes Day commemorat­ions at the National Heroes Acre in Harare yesterday

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe