The Herald (Zimbabwe)

President blasts fake prophets

- Tendai Mugabe Senior Reporter

PRESIDENT Mugabe has lashed out at politician­s who waste money consulting prophets to advance their political ambitions.

He said given the high level of literacy in Zimbabwe, it was mind-boggling how educated people fell prey to the tricks of the so-called prophets.

The President made the remarks at the burial of Cde Don Kwaedza Muvuti at the National Heroes Acre yesterday.

“Vamwe vari kuenda zvino vachida kunzwa kuti vanongoram­ba vakadaro here kana vachapfuur­ira kuenda kumusoro,” he said. “Maelection­s ari kuuya aya, ah, mapastor anogarawo akagadziri­razve.

“Hameno kuti mabhagidhi aya vanofana vatenga here? Votoenda ikoko? Ndicho chii ndiudzei munhu waMwari, son of God ndiudze. Iye anokuudza kuti, ah, iwe mangwana iwe ndiwe uchava Vice President. President kana vaenda zviri pauri iwe. Ndiri kuzviona, ndiri kukuona, ndiwe, ndiwe ooh, ooh.

“Wogozvaira kuti uchatora nhaka, uchatora nhaka ye ZANU-PF yehukuru, oooh, tiri vanhu vane pfungwa dzakadini nhai nhai? Fundo yedu iri kutipa chii?

“Mumwe anobva ati, aah, iwe iwe unoda kuzvinzwa saani, ndinokukor­omora iko kumusoro kwauri uko. Hakupere svondo usina kudonha iwe, wogogwasha zvino kuti maiwe ndakufa. Ndakufa, ndoenda baba iwe-iwe.”

The President continued: “Kazhinji tinogara tisingayeu­ke asi tinoyeutsw­a, vanoenda kusvondo vafundisi vanovayeuc­hidza, vave vafundisi vakanaka vanoda zvekwa Mwari, kwete vanoshandi­sa zvekwaMwar­i kuti vapfume. Kurozva vanhu.

“Ndiri kunzwa kuti kunotoita kune dzimwe church kunonzi madrum anozara. Ini ndinoti ko anozara nei vanhu vedu vanongo chema, vanongoti hatina mari, hatina mari? Asi Pastor akauya achiti mose muri pano zuva raMwari richasvika hapana anozonzi murombo, mose muchava mupfumi nemupfumi, mupfumi nemupfumi imi motendera izvozvo? Muri kunyeperwa.

“Tanga wazvipfumi­sa iwe kwete kuuya nebhagidhi kuti rizadzwe. Inga takadzidza. Zvino mufunge tava vanhu vane njere, vanhu vanokwanis­awo kuverenga Bhaibheri nepedu toga. Nyanzvi dzefundo asi dzinonozad­za bhaghidhi iroro.”

President Mugabe said Cde Muvuti was a selfless cadre, who worked tirelessly for the party since the liberation struggle.

“Vana baba nana mai tose taungana pano taunganidz­wa norufu rwemumwe wedu, Don Muvuti,” he said. “Vazhinji vanga vasingamuz­ive asi isu tanga tichimuziv­a kumuzivuru­ra semumwe wedu anga achishanda nesu. Anga asingavhai­re. Anga asina zviedzo zvine vamwe.

“Kwangu uku, ndinobva kwakati, ndiko kwangu, ndivo vanhu vangu, vamwe hongu vangave nhengo dzeparty asi havasi vanhu vangu. Anga asina izvozvo. Don Muvuti waigara paheadquar­ters paye musoro wakatarira pasi, ruoko rwakabata penzura, ari kunyora, ari kunyora, ari kunyora.

“Tinoda kuti zvose zvinyorwa zvake izvozvo kuInformat­ion kana kune mamwe ma department­s eparty zviunganid­zwe tizviise kulibrary yedu kunaChitep­o, zvigova zvimwe zvinosungi­rwa kuverengwa

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe