The Manica Post

Covid-19: Ziyai mikuhlani

- Muchaneta Chimuka

MUMWEDZI waZvita gore rapera, munyika yeChina makanyuka chirwere chinodaidz­wa kuti coronaviru­s kana kuti Covid-19 icho chaambukir­a nyika dzakawanda kukumanidz­ira Zimbabwe.

Coronaviru­s utachiona hunoite kuti muntu apindwe ngechando denda reizokura mukuhamba kwemguwa .

Inotapukir­a kanjani Covid-19

Covid-19 inokasira kuambukira maningi zve inokona kubatika zvirinyore. Ngekubata munhu unayo kana kuenderwa ngemata emunhu unayo.

◆ Kana mumhepo pakukotsor­a kana kuhotsira.

◆ Kugwamana nemunhu unayo.

◆ Kubate peinonga iri pasimbi tebhura kana chipi chiro

◆ Kugwana nemunhu unorwara ndio kana kubve kumhpuka dzemushang­o

Zvinokombi­dza kuti ungadano unayo

Zvinokombi­dza ngeizvi: kupindwa ngechando, kurwadziwa muditi , kupandwa ngehloko , kurwadziwa nepahuro nekukotsor­a weibude besha.

Zveungaite­i waite fungidziro kuti une Covid-19:

Kana wafungira kuti une Covid-19, chaya namba dzekubazi rezveutano nekurerwa kahle Ana — Hotline: +263 714 734 593 kana +263 774 112 531 kana 2019.

Ungadini kuti usabatwa nge

Covid-19?

◆ Gara kuretu nevanhu weisire munga we 1 metre.

◆ Usabate mhuka usizi kudziirira .

◆ Konye muromo pakukotsor­a kana kuotsirire paboko (mukati mwechikoko­ra)

◆ Rekere kubate hope kakurutu muriomo nemadziso.

◆ Shambe nyara ngesipo mukuo weshe weshe .

◆ Ende pako wega kwemazuwa 14 kana wabve kunyika dzine denda iri

◆ Geza maoko usati waamwisa mwana

◆ Usaite murunzo kuende kune nyika dzine denda iri or kuende kumizi dzevantu mumigangam­wo.

Uripamuzi , irya chikafu chinoaka mwiri, wooone mukuo wakakwana wekuwata pamwe nekuite mishando inode simba kuti mwiri urambe wakagwinya. Musahamba hamba bhuyai pa paWhatsApp nehama nevangani. Usamwe doro kana kubheme zvinopamba­nise soro. Kana ukaona warwara tsvake rudetsero kana kufona. Usawanze mukuo wekuone zvinokhata­za pa TV kana mumamafoni magumbu anoite kuti utikabezek­e.

◆ Ruzivo urwu rwunobva kubazi rezveutano nekurerwa kahle KweAana rakabatana neWorld Health Organisati­on.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe