Vane chikotsoro kana besha garai pamuzi
BAZI reutano nekurerwa kahle kwevana riri kupangire vanhu veshe vane zvinokombidze kuite mukhuhlani we Covid-19 sekukotsora, besha nekuneseka pakufema kuti vagare mumizi senjira yekudziiirira kuambukirta kwedenda iri.
Mashoko aya anouya pamukuo uno apo varikubatwa vane Covi-19 varikuramba veitutsira.
Musi wa20 Kurume gore rino ndipo pakaonekwa munhu wekutanga waiya ne Covid-19 muZimbabwe.
Asi kuguma nge China vantu vanodarika mazana matanhatu 600, inga vatobatwa ngedenda iri, 162 vavo vakarapwa vakapora asi anomwe akatofa.
Nemusi weChitatu vhiki rapera rega, anhu 62 – vakawanda vavo vainge vabva kubanze kwenyika – vakabatwe Covid-19.
Chirwere cheCovid-19 chinokonzerwa ngehutachiona hunodaidzwa kuti coronavirus uye pashi reshe hakusati kwaa nemutombo unochirapa.
“Vanhu vane zvirati khombidzo zvinokumanidzira kuzwa kupindwa ngechando, chikotsoro nekuneseka pakufema kana kuti kudzarirwa vanokurudzirwa kuti vagare mumizi uye kuti vafone panhamba dzinoti 2019,” vanodaro ana chamangwiza bazi iri.
Zvimwe zvinokombidze Covid-19 zvinosanganisirawo kupindwa ngechando, kurwadziwa muchipfuva, kutemwa ngemusoro, kurwadziwa ngepahuro nekukotsora munhu eichichururuka dziwa.
Mukutanga zvinonga zviri zvishomani asi zvichizotutsira ngekuhamba kwenguva zvinone kuuraya munhu.
Senjira yekudziirira kupararira kweCovid-19, vanhu vari kukurudzirwa kuti vapfeke mamasiki kana vechienda pandau dzine veruzhinji, kugeza nyara ngesipo nemvura inochururuka uye kusaita chitsokotsoko.
Dziviriro huru inonzi kugara pamuzi. Vezveutano vanokurudzire veruzhinji kuti kana vachikotsora kana kuhetsura, vakotsorere pashi pechikokora kana mugwapwa uye kuti vasiye mukuba wekubate kuhope ngemaoko asizi kugezwa.
Coronavirus inokona kupinda mumwiri memunhu nepamuromo, mumino kana nemumadziso.