Madhokodheya aorapa mahala
MADHOKODHEYA gumi nevarongomuna (14) vemuZimbabwe vakadzipira kudetsera veruzhinji mabomo pamukuo uno nyika irikurwa nedenda reCovid-19.
Madhokodheya aya anokumanidzira macardiologists, gynaecologists, paediatricians, oncologists, ophthalmologists nevemazino.
Dr Hassan Ashmawy, chamangwiza we zveutano pa Mpilo Hospital, kuBulawayo, vanoti madhokodheya aya vakaoana kuti vanhu vakaremerwa mukuo uno we Covid-19
“Madhokodheya aya akaqabanga ega kuti vadetsere vanhu mabomo veishandise mafoni zve vanhu veshe vanokona kudetserekana mukuo weshe weshe,” vakareketa Dr Ashmawy.
Vanoti vakatore chizato cihi vaone kuti mukuo uno we Covid-19 madhokodheya akawanda avagari mumaofisi awo mukuo wakareba.
Dr Ashmawy vanotii izvi zvichadetsera kuti vanhu vasa hanba hamba mumukuo wemukuhlani. Madhokodheya aya ndi: Dr Sameh physician/cardiologist (0712 204 124, 0735 102 363), Dr Saranna Ameer consultant physician (0772 325 651), Dr MaqboolGaibevemazino (0777 346 661), Dr Makore obstetrician/gynaecologist (0774 100 634), Dr Mervyn Gwen Venge, Dr Gwen Kandawasvika (0772 235 643), Dr Melinda Mushonga oncologist (0778 822 222), Dr T Mhute ophthalmologist (0773 370 161), Dr Colin Msasanure orthopaedic (0772 275 891), Dr Ismail Tickley paediatrician (0777 005 608), Dr Hassan Ashmawy specialist urologist (0712 400 922), FamldaEsat physiotherapist (0712 347 327), namukoti Yasmin Ahmed (0712 604 086).