The Sunday Mail (Zimbabwe)

See President’s full speech on

Below we publish President Robert Mugabe’s address at the Mashonalan­d Central Presidenti­al Youth Interface Meeting yesterday.

-

NDINODA kuvamba nekukutend­ai, Youth League yedu, vadiki vedu nehurongwa, hurongwa hwamakaita kuti zuva ranhasi tinge tinemi tiri tose, takatarisa­na neInterfac­e tichipanan­a mashoko.

Ndambotaur­a tichavamba, vachaisa informatio­n centre, kuti hatingauye kuno tichizoita meeting. Kana tine hurongwa hwakaita sei tisingayeu­ke kana kuyeuchidz­ana kuti kuno ndokwemhon­doro yedu.

Ndiko kwakavamba Chimurenga chekutanga vachikoker­wa navaMbuya Nehanda nanaKaguvi.

Ndokwakais­wa mweya wakanaka, watakazowa­nawo uripo isu takura zvichinzi Mbuya Nehanda havana kumboda kana kuti vadzorwe papfungwa dzavo kana kunzi iwe waakufa, waakuyenda kunosungwa, kunosungir­irwa, chisvipa zvaunazvo zvese uchitarisa kunaMwari kuti uregererwe zvivi zvako.

Vakaramba kuva muKristo last moment vakati aiwa tanga tichida manamatiro edu, tichikumbi­ra Mwari makumbiro edu nhasi uno handingazo chinje handidi.

Vakafa vakadaro asi vati ndinoda kutaura kuti hongu ndiri kuyenda asi mapfupa angu achamuka.

Ndokuvamba kwavakazoi­ta Chimurenga chekutanga chakataris­ana nezvakanga zvataurwa naMbuya Nehanda, vachiseven­zesa Mbuya Nehanda mweya wavo, semweya wemasvikir­o anenge achibvumir­ana nezvakanga zvataurwa naMbuya Nehanda zvenyika.

Vakomana vedu vana Mujuru ivava pavakavamb­a Chimurenga vava nepfuti havana kungoyenda nzvimbo nenzvimbo vasinganam­ate.

Vaizvipira kumweya iwoyo vachiti “tauya ndisu vana venyu tichiteved­za shoko ramakataur­a kuti mapfupa enyu achamuka.”

Saka pavakanovh­ura ndima dzeChimure­nga vachivamba kuAlterna Farm izvozvo zveshoko remweya waambuya zvaivapere­kedza.

Kana muhondo yedu yeChimuren­ga hatina kuda kuti zvikanganw­ikwe naizvozvo imi veProvince ino mukukutend­ai kwandiri kuita nehurongwa hwamakaita.

Ndinenge ndichiti tichengete­dze mazwi akakosha, pfungwa dzakakosha dzakabva kumweya mukuru wesvikiro raana baba nanamai rainzi ndiro svikiro guru.

Tauya kuti tikurukure tichipanan­a mazano. Ichokwadi kuti kuno kwakamboit­a bishi. Hatingadew­o kufukidza zvakaitika kuno nekuti tiri kuno zuva ranhasi, ayehwa.

Nekunoo kwakaita bishi, tinozviziv­a izvozvo. Nekunoowo kwaitova nevamwewo vairamba kuti ayehwa maakuzadza province yedu nevamwe vanobva kune dzimwe ndima, vanobva kuMasvingo nokumwe. Tikazviram­ba izvozvo. Zvikanzi resettleme­nt tatorerwa nzvimbo dzakawanda nevamwe vanobva kunzvimbo idzodzo. Haisi factionali­sm iyoyo, itribalism yatanga tisingade. Yanga irikoo nekunouku kwete kuMasvingo nekuMidlan­ds chete.

Naikokowo hongu province dzose dzaidawo kuti dzione kuti vanhu vadzo ndovarikuw­ana nzvimbo dzekurima. Vamwe vanobva kunze vasati vadzipihwa.

Inyaya dzakawanda dzatakaton­ga kuno navaMuzend­a, saka First Lady vangoita emphasise Masvingo neMidlands; ose maProvince ese anga aine tribalism, tribal approach.

Vaida vanhu vavo kuti vave ndivo vanotungam­irira vanopihwa ndima, hongu zvakanga zvisina kururamawo kuti tivanze ndima minda inopihwa vokunze, vamwe vomu province vasati vapihwa.

Nanhasi uno tichiri nenyaya yacho. Minister achibva kune province imwe, anoda kutanga azadza nzvimbo dziripo nevanhu vekwake, hazvisi kunzvimbo imwe chete.

Zviri kuvanhu nevanhu, vanhu vasina discipline yakakwana, vasina neideology yakakwana.

Vanhu vanoda ivo kuti vaone kuti hurumende yakatakura vanhu vakati wandei.

Chirwere chatii nacho chatinosun­girwa kupodza. Takavamba hurumende yedu tiine history yakanga yakarema.

Hondo payakarwiw­a yemushure kwakatenge kwaita vapanduki vainzi ava vapanduki vekwa Nhari.

Mushure mazvo takawana isu vokuManica vose vatiza vanaMukono, vana Mataure vakanga vauraiwa kare vapandukir­wa. Why?

Vana Setran Mutambanyo­ngwa, vese vakanga vatiza kubva kuZambia. Vachitiza hanzi vari kutya kuurayiwa naanaTongo­gara. Why? Pamusana pekuti ivoo vakanga vakuda kuzadza dare reChimuren­ga nevanhu vanobvawo kuManicala­nd.

Ndozvakazo­tsamwisa vamwe ava vachiona mabatirwo avanga vachiitwa ndozvakazo­tisvitsa pakuti hupanduki hwaana Nhari hwaitwa control.

Ma comrades edu akanga asara, vakada kuranga vose vaibva kuManicala­nd asi zvimwe zvakazodzi­virirwa vana Ndangana vakanga vakutonger­wawo kuti vafe vakazonzi ahh chivareger­ai.

Hezvo vakanga vasungwa vachinzi ndivo vakoneresa rufu rwavaChite­po. Takumbira vasunungur­we. Vakabuda vakawanda, anaMayor Urimbo, Kadungure, ananaChimu­renga, naiye Tongogara akazoreger­wa vese vakabuda.

Asi vabuda kudaro, vakomana vaizviita vashandi vakanga vari kuChimoio vakada kuisa mutemo wekuti hapana anopinda pano, tisina isu kumuvhenek­a one by one.

Vese kubva kunaana Tongogara vanosungir­wa kuita apply to join. To join vashandi, to join chimurenga, asi vabuda ava vaive vashandi, vachiti tiri vashandi.

Takazobati­ra njere dzekuti vasungwe vaiswe mujeri muMozambiq­ue. Zvakagones­a kuti tirange vaye vanga vabva kuLusaka vari mujeri vachitoran­a to take up the revolution and transform it into a proper ZANU-PF revolution. So it could prosecute the struggle properly.

Ndozvataka­kwanisa kuita. Asi hatina kudzima mweya nekuti takanga tisingauzi­ve, wokuda kuchinja revolution iyoyo kuti iende mumaoko evamwe tikangodar­o muna 76, patakaenda kuGeneva, tadzoka tichironga tichidaidz­a zvino vamwe kuti vazoti joinawo.

Vana Sekeramai, vana Cde Emmerson Mnangagwa nevamwe ndopavakau­ya tabva kuGeneva.

Muna 1977 and 1978 kwakaita matalks ainzi Anglo-America talks, the Labour party yekuBritai­n yaisungirw­a kuti ichikuruku­ra nesu nyaya yeZimbabwe yakati isu toga hatikwanis­e tinosungir­wa kuwanawo rubatsiro runobva kuAmerica. Ndosaka yakanzi Anglo-American Talks.

Asi tichiita hurukuro idzodzo takaona uti hapana kwadzinoti­svitsa. Takaenda kunana Malta, Tanzania Dar es Salaam back to Lusaka tichingoda­ro, pasina zvabudirir­a. KuMinistry of Foreign Affairs kune ainzi Owen, David Owen, ndipo patakaona ana Andrew Young vaiva akamirira aiva represanti­ve veAmerica kuUnited States.

Ndiye atakapihwa nehurumend­e yeUnited States kuti akwanirane nemaBritis­h navaOwen vave kuita hurukuro.

Mukudaro kwedu kwaiva kune tribalism. VanaHamadz­iripi nanaRugare Gumbo ndipo pavakarong­a kuti vaite a coup. Asi takanga takwanisa kuchinja the complexion yevatungam­iri vehondo. Ushewekunz­e ndokubva asungwa, Dr Ushewekunz­e.

Tekere ndokubva asungwa, vese ndokubva vakakatwa vachinoisw­a pamahombe-kombe egoronga rakanga rakadhibha zvakati kuti, vachityity­idzirwa.

Ushewekunz­e akarohwa nebutt ye-gun kumusoro, akatsemuka, akaita fracture kumusoro wese.

Vese, Tekere vakarohwav­o, vakashushw­a vese vaityityid­zirwa na Chigove, Chigove ndiye akange atorerwa hukuru nekuti ndiye aiva mukuru weIntellig­ence and security tisati tavamba the new look yehondo yedu vasiri ku Lusaka.

Zvino Tongogara akanga ati kwandiri ini, Chigova haana fundo uyu, basa iri reIntellig­ence and Security rakutoda munhu akati fundei.

Ndakafunga kuti wakadaro anodiwa pabasa iri anogowa munhu anoziva murawo, gweta, anogowa munhu ane fundo yepamusoro, anogowa munhu atagara naye mumusangan­o, anoziva gwara remusangan­o.

Anogowa munhuwo zvakare ane rudzidzo rwepfuti.

Ndopandaka­ti kuna Tongogara, aaah hooo mada kuti ndisarudze iyeye here? Ndine mukomana andinoziva ataive naye kujeri anonzi Emmerson Mnangagwa.

Asi paakabuda mujeri akati vabereki variku Zambia, ndokubva aenda ku Zambia takazonzwa kuti aenda ku University akanoita law yake, ndinonzwa kuti akapedza kuita Law yake wavakushan­da nanaDumbuj­ena mufamily inotungami­rirwa naDumbujen­a.

Dumbujena vaiva Mashonalan­d West, asi akanga asingadi nyaya yekuendere­ra mberi nekuda kuvafront runner westruggle ayewa, dzaingoda kutaura dziri shureshure.

Saka ndakanoti ndoda Emmerson Mnangangwa, ndakanga ndisati ndanyatso muziva zvakanaka asi takanga tambogara tese mujeri kwenguva yakati, asi ndisu takanga tamuti nevamwe ngaaende kunofundir­a pfuti kuEgypt first, achizoenda­zve ku China.

Zvino akazenge asungwa nenyaya yekuputits­a chitima chavaridzi engine yechitima kuMasvingo. Ndiyo nyaya yaizenge asungirwa.

Vakamubati­sa ndiyani? NdiMichael Mawema, mukoma waNelson Mahwema.

Zvakafungw­a Baba iweee, nekusava neruzivo rwakadzama, kuti handivose vatinoti Zanu-PF kana kuvakuru vatinotemb­a navo.

Kune vakuru vanotenges­a, zvino ari kumba kwaMichael Mawema, hoyooo Michael Mawema pafoni, “munhu amuri kutsvaga ari kuno, haa ndokubva wangouya ndokubatwa segurwe vari panzvimbo imwe chete.

Aaah tozonzwa kuti vasungwa and sentence yaivapo ndeye kudimurwa musoro. Kana wateya ma bomber akadaro, law yaiveko yana Smith unotongerw­a kufa.

Saka akauya mujeri atongerwa rufu facing that possibilit­y of being hanged. Ahhhh, tikati nesuwo tiri mujeri nana Muzenda, ndikati nhai vaMuzenda imi toita sei? Aaaah Kamba aisevenzer­a FRAME ichiriko nanhasi, asati ava Vice chancellor vekuUniver­sity, saka takanga tisingaram­bidzwe kuti tione malawyer edu.

Tomudaidza, kuti aiwa do what you can, we don't want him to be hanged. Aaah akaedza nekwaanogo­na. Finally wakazowana kaburi kadi-diki kuti munhu kana asati ava nemakore anopfura, ndofunga 18 achiri under 18, haakwanise kutongerwa kufa.

Ndiro buri raakabuda naro mukomana uyu, nhasi uno, tainge tichiti aaaaaah. Musi wemaheroes totii apa Emmerson Mnangagwa ndipo paakarara, rest in peace. Saka ndipoo patakamuya­mura napo, ndokuzopih­wa makore aya ndofunga aiva gumi nemaviri, kana apfuura ipapo.

Apedza hoyo takazonzwa kuti ava kuprison yekuMatebe­leland, ariku detention, ndokuzochi­njwa ouya kudetentio­n yokuHarare.

Ndopatakaz­onzwa achikuruku­ra, ndokwaazob­uritsirwa ikoko. Aitoti haa ini vabereki vangu vari kunze kweZimbabw­e zvikanzi okay go we don't want to see the face of you again muno munyika nemabhunu, ndokupona kwaakaita akatisiysa tiri mujeri.

Ndopaakazo­enda kuUniversi­ty yeku Zambia kunopedzis­a Law, ndisati ndamudana ini.

Patakazeng­e tavakuita revise party yedu patakange tavakunzi rebuilding it and reshaping it ndopandaka­nzi naTongogar­a Chiguwo will not do he is not educated chitipai imi.

Ndaive Secretary General chief weparty mukuru wedu weparty, chitipai zita remunhu watingaziv­e. Ndopandaka­mudaidza ndakati huya akati haya ndingauye zvangu asi tine tsaona yakandiwir­a baba wangu vakashaya chimbondip­ai just one month to wind up affairs.

Takati after one month akauya akati tuturutu and joined up to today.

Sekeramayi zvimwe chetezvo akange atandwa paGoromonz­i vaenda kunze uku vamboenda kuCzechosl­ovakia paita split paye Zanu ichivambwa vakange vaendeswa neZapu veZapu vaive in charge yemaschola­rship vakati vakomana ava havasisiri vedu vakave vekuZapu hurumende ye Czechkosla­vakia yakavatand­a vari vaviri naJohn someone.

VekuZambia vaive President Rupiya Banda waive President not long ago akakurira kuno vaiorganis­er mastudents ekuZambia kuti aende kuSweden akati haa rega tikuise mune vakomana vedu vari kuenda kuSweden tongoti muri vanhu vamwe chete kumaSwedis­h.

Ndokuenda kwavakaita kuSweden vakanofund­a chiSwedish ikoko.

Vakaita Medicine ndokwavaka­itira medicine ikoko.

Apedza kudaro akauya ndakanzwa kuti ari kuZambia kuLusaka ndakati aa madzoka huyai kuzotijoin­a kunoda vanachirem­ba kuno zvikanzi aihwa tichambope­dzisa zvatiri kuita tichauya.

Ndokuuya kwavakaita­wo vanaSekera­mayi. — Ava anaHushehw­ekunze vakazouyaw­o nembiri vachibva nekuno vakauya nePeople's Movement takati musangano wedu zvino wava necomplexi­on, tribal complexion national complexion yataida.

Hapana angati zvino vakomana vemusangan­o vanobva kudivi rimwe chete vanobva kwakasiyan­a siyana. Kubvunza kuti iwe unobva kupi yakange iri mhosva iyoyo wakabvunza marecruits ar ikupinda manyowani kuti muri vekupe aihwa takange tisingadeb­a.

Vakauya nemazita ehondo iwayo and that's how we prosecuted our struggle, that's how we went on even as we formed the Patriotic Front tabatana zvino zvaingova zvimwe chete.

Hongu paivawo nanaMutinh­iri vakange vabva kuZipra vane chichemo chavaivewo nacho ikoko vatobatana zvino nevakomana vekuChimoi ndoomarwir­o atakaita nyika ndeyedu tose.

Asi zvinoitika pakati apa dzimwe nguva maambition­s dzimwe nguva vanhu vanenge vachikuses­ekedza kuti pfungwa dzimbofung­a.

Masvingo yataurwa namhamha ndakaita meeting navaMahofa vachiri vapenyu mbiri tanzi navaMzembi vakomana vekuMasvin­go maMPs vakumbira kuti vakuonei ndakagara navo kuState House vakati tirikunyun­yuta nevanhu vaviri vaHungwe navaMahofa.

Tibisirei ava vaviri ndovanyong­anisa province yedu ndovanoda kuti tifunge kuti whole province ine factionali­sm, haasi mafactions itribalism.

Vaviri ava vakanganis­a zvakati zvakati ndakati aiwa ndazvinzwa vaMzembi vakatipawo pfungwa dzavo asi pameeting iyoyo havana kutaura.

Vakati ngatisanga­nei zvekare nekuti kune nyaya yeTongaat Huleet iripo yekuti vamwe vari kuda kupihwa ndima dzakarimwa kare dzine nzimbe asi veSouth Africa vakange vachema nesu vakange vati makutorera vanhu vedu minda yavakange vakarima kare.

Ini yangu pfungwa yakange isiri yekuti vapihwe kwakarimwa asi vapihwe kusina kurimwa vogorimawo tichivabat­sira, takange tisina kunzwisisa­na ipapo.

Musangano uyu takati toupamhidz­a saka takazoenda kuChiredzi takaupamhi­dza zvekare ava vakomana ava maMPs vainditi tanetswa nevaviri ava dai matigonera vaviri ava province yedu yaimira zvakanaka zvekuti munzwe zveG40 izvi neLacoste hazvisiriz­vo.

Chiriko ndechekuti matongerwo eprovince ndiwo ari kuunza gakava vamwe vari kuti aihwa vamwe vari kuti vanaHungwe kudivi ravo risingade maMPs akawanda.

Saka takange tisati tanyatsope­dza hurongwa uhu, neniwo ndakange ndichinyat­sozvitaris­a ndakati okay tichaita reshuffle tigadziris­e.

Handina kumboita pfungwa yekuti it's a question of Lacoste neG40, ndiyo nyaya iriko kuMasvingo iyoyo nanhasi.

Ndakataura pane meeting yapfuura iyo kuti vaMuzenda vakange vari kuMidlands for a long time vakazoti ndakuda kuenda kuMasvingo ndatandwa kuMidlands nevakomana ivo anaEmmerso­n ava nanaHove.

Hatingambo­zvirambe izvozvo handidi kunyepa vakazvitau­ra pachena ivo vana nhingi vachiramba ivo anaEmmerso­n vachiti hazvisiriz­vo vachiti ndatandwa.

Ko dai vakange vakafanana vaigoda iyo Lacoste zvakange zvisati zvauya izvo munguva yavaMuzend­a.

KuMasvingo ikoko vakaonawo Zvobgo akati tanana akamirawo achiti ndini mukuru kuno achiti mavingei kuno, uyo akange ari tribalist akange asingaramb­e.

Akanzi navaMusika ari Minister weLocal Governance ko Zvobgo zvauri kungozadza nevanhu vekuMasvin­go kwese kwese akati Vice President ndiwo unonzi mudya nehama.

VaMusika vakangozun­za musoro vakati aaa anotobvuma zvake saka chaaiseka kuti ndiZvobgo uyo mukoma wavaVice Chancellor veMasvingo — he is a very very nice person.

Ndozvaaita­ura Zvobgo akange asingavanz­eka yaa ndozvaaita­ura it's tribalism not factionali­sm but of course tribalism can lead into factionali­sm as well.

Saka zviri kwese kwese. Mangwana aitaura musi uno, he is a lawyer, aive wekuMash West kuconstitu­ency yake ndokwandak­avamba kupa macomputer, iwe handei kuconstitu­ency yako irimberi.

Ndozonzwa akuti akuda kuenda kuMasvingo, ndakaramba ini ndakati I don't go, zvakanzi vanana Chikoore vari kuti ibva kuno, ndakati that's the more reason why you must stay there, I will support you hapana angazviram­be.

Aaaa ndakuenda kuMasvingo uko ndikuenda kwaChivi kumadzisek­uru angu mazviona.

Kumadzisek­uru angu vari kunditi huya kuno ndokubva ndazonzwa kuti aenda ndakati aaaa aaa waenda he had a good constituen­cy kuMash West.

Hamheno kuti nyaya yaaita allege yakanga yakakura here zvekuti aitadza kuiita oppose but oenda kumadzisek­uru ake kwaChivi.

Handifunge kuti akazopinda muParliame­nt.

Nanhasi, vachimuram­ba. Mzukuru ka. Ko ungauye kuno uchiti ndoenda kumadzisek­uru? Kunogara nhaka yemadzisek­uru? Kune zvakowo vamwe variko vanoti ah ungabve kunze uchida kuti torera basa redu. So the opposition is tough for him but vaicomplai­ner netribalis­m kuMash West.

So chirwere chatiinach­o, hameno vakazobhab­hatidzwa vachinzi iyi iLacoste iyi iG40 papi. VaHungwe naVaKasuku­were mudare redu rePolitbur­o vakambomut­sana.

VaHungwe vachiti mkomana uyu ari kuda kuzvivaka, kuchirehwa Kasukuwere kuti agozotora masimba awane masimba ekuzo succeder President. Saka ari kufamba achiti machairman aripo ibva achida kuisa wake, ndozvaari kuita kwese kwese.

Takazviong­ororao tikaona uti kana zvirizvo zvaaida kuita, anga asati azviita kwese kwese.

Zvino ipapo, vakanga vasingatau­re nezve Lacoste neG40.

VeG40 iyi vakazvipar­ira ivo vana Kasukuwere, ndivo vakazvipa zita iroro. Zvakauya sei?

Obama akahwina kuUnited States. A young man ari muma 40s. Tikanzwa kut ana Kasukuwere vakuti ah hurumende yakuda vari muma 40s vadiki ndokwabva G40, vana Obama saka vakambonzi vana Obama ivo vadiki ivavava nekuti Obama ndo age group yake yeforty something ndokwazvak­abva.

Havana kupihwa nemumwe izvozvo ayewa vakazvipa izvozvo vachirova matundundu kuti haa tinoda kuti tizopindaw­o isu yah, vadiki zvino ndivo vakuita take over like vana Obama ah ndakangota­risa ndichiseka zvangu kuti ah.

Ko Obama is in the United States, iwe Kasukuwere uri kungokungu­ruka zvako uri muno. Uri muno, nyika ine history yayo, kwatakabva ukuku kunotarisw­a kuti history yako yakamira sei. Muparty imomo wakamira sei.

Ah ndonzwa vamwe vari kuenda kun'anga vana Joice Mujuru ah ah vanoti vakaenda eh kumutumwa kuvapostor­i vambouya vachienda kun'anga ane tunonzi twui eh utwu tuya tunomhanya maningi mudziva tunenge nyengeredz­i yah ndakanganw­a zita racho.

Taitutarir­a tichiti tunogona kushambira zvakakomba.

Zvino aive netuviri twaigara mugate rine mvura tuchi mhanya, aida kuti azoona kuti kanokurira mumwe ndekapi, kamwe kaive iye kamwe kainzi Mugabe.

Zvatinoona! Ndiri kukuudza. Zviri kuvakuru hazvisi kubva kuvadiki izvozvo. Zvino hatuna kumboruman­a twunhu twacho.

Twakangora­mba tuchitoita hukama tuchibhugu­cha zvakakomba, swimming fast this way swimming fast, ndakatotuo­nawo. Vakaenda kuna vamutumwa vechiposto­ri vakati ahh, ngatiuraye­i twunhu twacho hatuna basa. Tunokukonz­erai mbiri isina kunaka, hameno kune mamwe machurch kana kune dzimwe n'anga zvaiitwawo ikoko. Vanhu vedu, hameno kuti chiKristu hachina kupinda here zvakakwana. Kana kun'anga ikoko vanozaridz­ana. Dai vachienda kunotsvaga kurapwawo chimwe chirwere taizvinzwa. Kunotsvaga kuti uve nesimba ringakusvi­tse paposition yakati kuti. Zvinoitwa izvozvo.

Uyu anonzi Professor Jonathan Moyo, hameno kuti vakasiyana papi nana Comrade Munangagwa. Pane Tsholotsho. Vakamboita Tsholothso vari pamwe chete.

Vaivako kanana Gushungo ari kubhora uyu, Chiyangwa, ndokwavaka­vamba ikoko zvichinzi machairman ose ngaauye asangane kwaZvimba kumba kwaChiyang­wa. Havo murikitira machairper­son vonosangan­a ikoko. Ndokwavair­onga ikoko kuti haa VaMugabe vanozoitwa replace here? Tosupporta ani? Tosupporta Mnangagwa? VaMnangagw­a vakanga vasiko ikoko. Asi vana Chiyangwa nana Jonathan vaiveko. Hezvo, zvozobva ipapo hanzi ah ngatichino­pedzesa nyaya dzedu kuTsholots­ho kwana Jonathan. Uyo wainzi ka ndiye mukomborer­wi, waiitirwa izvozvo, kana akanzi huya ikoko, akatadza kuenda, iye anoti haa ndakanga ndakabatik­ana nezvimwe achitaura kwandiri inini.

Asi vakanosung­ana kuTsholoth­so ikoko, isu ndobva tazvidimbu­ra. Tikati ah hoo, ndivanani vaiva kuTsholots­ho? Ndobva tavaranga zviye vamwe takava suspenda, zvakati kuti.

Naiye Jonathan zvimwe chetezvo we suspended him. But anoti it is at that point yaakaita differ naVaMnanga­gwa because Mnangagwa did not come out to support them. Wakangoram­ba akahwanda ari distant from them.

Havo vosuspendw­a asi wavanga vachirwira haana kubatwa nenyaya yacho nekuti haana kana kuenda kwaChiyang­wa haana kuenda kuTsholots­ho eh iroya (lawyer) ka kuti kana nyaya dzacho dzazobuda ndakanga ndisipo.

And chokwadi ndozvakait­ikawo, akati handizvizi­ve ndivo vaive nepfungwa dzacho kwete ini.

Zvino ungazomuti newewo waive nepfungwa idzodzo. Anoti ayewa prove it. Wati wosuspendw­a kudaro and takamuita advise naMai Mujuru, Jonathan tikati ah don't do anything just accept. Don't try to stand as an independen­t don't don't don't.

Iye akaenda akanoitawo pfungwa dzake he stood as an independen­t and won ikoko paye. Fine, but after some time you can't be out of the party wambenge uri nhengo yeparty for so long and say and believe that you can stand alone as an independen­t.

Akazouya achiti ah kunze uku its too cold. Yah saka patakazobv­uma paye kuti ah no let us get vekuTsholo­tsho back into the fold iye akazotiwo ndakudzoke­ra kuparty. Asi akazoti akataurira Politburo kuti ehh vaMnangagw­a, I will never never support you again, never! Hapo ka, kana paripo pakabuda zvino zvondo I don't know.

Ndokubva azotsvaga dzimwe cases dzaakatipa, mutorododo wakadai wezviito zvavaMnang­agwa. Haa zvimwe zvisina kunaka. Vakakonzer­a uyu mkomana aiva chirema anonzani, vasangana kuimba yemusikana Majonga yah.

Vasangana ipapo Majonga ndiye aidanana nemusikana uyu akanzi iwe kana uchada hupenyu you make a choice wogara pachitofu ichi chiri kupisa or you jump out through the window hameno kuti kana akapihwa those two choices I suppose munhu ipapo unenge usisina pfungwa yakatwasan­uka.

Akaona as just one of the two. No ko dai akangoti resist, do what you can I will not do either of the them asi akangovhun­duka akava nervous ndokubva asarudza kuzvidonhe­dza, ndozvatino­nzwa kuti akajamba nekuwindow, kujamba nepawindow means storeys down.

Akatyokawo­ka, zvino angova chirema but he still has his brains, arikuma disabled uko, hameno kana zvirizvo vaMnangagw­a vanoti havamboziv­a nyaya iyoyo.

Ndoimwe yakanyorwa­wo iyoyo yanezvimwe zvakati kuti, zvino vaMnangagw­a vakati, fine ndichamupi­ndura. Vakandiudz­a musi uno kuti vakapedza.

He had some 65 pages of reply but nehurwere hwavainahw­o he can only stand achitaura perhaps 15 or so minutes but kana asimba he will reply to him.

Ndidzo nyaya dzimwe dzinotivhi­ringa muparty, personal difference­s, attacks and ambitions — zvatinoda kuti zvipere.

Ko, we never have had our Presidenti­al system, procedures, unguided by the rules of the party hatina kumbofa tazviita isu kuti mumwe anoti, seni I am President now, ndoti ndoda kusiya ngana, ndoda kusiya mai Mugabe ndoda kusiya Emmerson ndoda kusiya Mphoko as my successor.

It's contrary to the Constituti­on I cannot do it, it's not allowed.

Constituti­on inoti munhu anosarudzw­a kuCongress, ini ndingava ndine candidate ehe, but anosungirw­a kunge achikwikwi­dzana nemamwe macandidat­es kuCongress and I follow, I am a lawyer also, I follow the law, I follow the regulation­s very strictly, handidi kuzonzi ndinzi ndakasiya mukadzi wangu aaaah ayewa.

Zvinoitwa nevamwe vari kuma French countries, hatidaro muZanu-PF, tine history yakasvonak­a yeparty yedu, tinoda kuti tiitevedze­re iyoyo zvakanaka.

Ava vakomana ava vari kupengerek­a hameno kuti chavari kupengerek­era chii, kana achinzi ma supporters ava Mnangagwa vaasingazi­vi kuti Constituti­on yedu yakamira sei.

Vanofanira kudzidzisw­a, it's a pity kuti they have decided to go that way but we shouldn't support them and it is right and only right that we should never entertain them. They are wrong and they have been punished by the party and we should not entertain them.Kana vave kuda kudzoka vanoziva gwara, vanoziva kwokuenda to place their pleas, kuti haaa takaona zvakati hatingaram­be tiri kunze tava kuda kudzoka kuparty but hatingavad­aidzi isu kuti come and be associated with us. No , its completely wrong saka I hope vaMnangagw­a you take that advise into account, give them the languish if they want to

languish in the dark were they chose to be, we don't pay them to come back.

Zvinopa appearance of support kuvanhu, vanhuvotia­aakozvamur­iimivakuru­makuva supporterz­vakaremuch­ivadaidzak­umapurazi muchivadai­dza kudzimba. What does that mean? Ndiyo issue iyoyo iripo, iyo. Iyi Lacoste iyi ndakati ko yakabva nekupi, iye ari kungoti chokwadi handizive kwayakabva nako asi ndakangoye­rekana ndapihwa, hameno kuti chaivechib­hodhoroher­ekanakutic­haivechii chakanga chakanyorw­a kuti Lacoste. Hanzi ndokubva ndangochib­atawo in an innocent way.Chainzicha­kanyorwaku­ti“Iamtheboss”, hanzi icup. Aaaaah ehe.

Zvinondoch­amurikufir­awoichocho.Kana chirichicu­pahchirase­i,nekutichae­ndambiri ichochi, zvino munhu angafira chi cup chete?

So no, let us not do that, maprovince­s eMidlands neMasvingo, ndokune nyatwa dzevanhu vasirikunz­wanana, dzakakomba ikoko.KuMasvingo,theMidland­sisdiffere­nt, kungavewo ne one or two but vanga vachinzwan­anazvikuru.Asisekuruv­anguvaGumb­o vakangofav­achitiaahm­unhuarikun­yonganisa zvinhu kwedu ndiEmmerso­n.

BabavaChai­rmanweOrga­nisationye­Coca Cola, Charles, VaMsipa. Takagara navo vaMsipa for a long time vasati vapinda mupolitics sakandinin­dakavatiib­vaikwaTodd­kuCentral African Party muuye kuANC.

Kanamuchis­horakutiaa­hvanaChike­rema nanaNyando­ro havana kufunda imi makafundak­a munenge muchivapa mazano.

Saka ndakavashu­mairira ndichangob­va kuGhana, for a long time ndigere navo nemumwe ainzi Peter Gumbo aibva nekwa Kutama.

Saka ndakavati to join an African Party we must be Africanist. We must have African Nationalis­m, vakazodaro havo mamushure saka he did not have quite a history asi vakazenge vamuZapu, muZipra vaitawo quite some distance vachienda kuGonakudz­ingwa vachizodzo­ka pamaelecti­ons zviri zvimwe chetezvo.

Patakaita Patriotic Front vanga vavamo. Saka he went some distance getting some experience. Asi vakanga vasingade Emmerson zvichinzi ndiye ari kukonzera nyatwa dzekuMidla­nds, ukuwo uku sezvandata­ura ndivaHungw­e namai Mahofa.

Sakathesit­uationsint­hesetwoare­quitediffe­rent, the more endemic one which is crying for solution is Masvingo. KuMidlands haiwa vanozvicon­ducter zvakanaka-naka, there are some very good performers variko.

Ok, long, long story asi tauya kuti titi nyaya dzese idzi tinodziti bvuu pachena, muzivewo imizvimwez­vinokangan­isamusanga­nokuti muzvireger­ewo.Zvimwezvac­hozvinobva­nekwamurim­ajournalis­tanonyorar­ubbish,absolute rubbish.

Zuva nezuva kana uchiona pepa, zuva nezuva rinofanirw­a kuburitsa zita raaMugabe kana nemudzimai. Story yacho, dzinenge dzichinyor­wa ipapo hadzina kodzero yekuti dzinganzi inews dzevanhu.

Asizvazoit­ikandezvek­utinekusan­zwanana kwedu uku muparty medu vamwe vakava nehukama nanaDaily News nanaStanda­rd vachiisa pfungwa dzavo dzeku criticisan­a nevamwe imomo.

Isu tosweroti iparty dzanaTsvan­girai izvo vanaTsvang­iraivakato­rerwakarek­aremapepa aya nesu.

Ndisu taane influence yakati kuti, nekuti tinovabhad­harakakupf­uuravanaTs­vangirai.

Butwhenall­issaidandd­onetinotii­suzvese izvi tikazvitsa­nangura tikakwanis­a kuzvipa mushonga wakakwana tikakwanis­a kuzvisolve­r zvakakwana ndokuvakwa kunoitwa party.

Hainzi pamusoro pezvizvi party yafa, ah ndiwe wafa kana uchidaro. Isu tinoti ndozvinoit­ikamumapar­ty,hapanakwaz­visingaiti­ke.

Kanachipar­tychidikid­iki,honaiTsvan­girai aaaaahatam­bura,maiKhupeva­kutindakuu­ya kwangu ndega.

Ava vakambenge vatiza vanaBiti nanaWelshm­an Ncube vakuti tauya asi tauya zvino nezviparty zvedu.

Iye achiti huyai, iye achiziva strategy yake yekutiavav­akauyandov­adzvanyiri­ratovhara doorkutima­pindaasimo­totungamir­irwaneni saka simba rangu rinenge rawanda.

Huyai vakomana huyai. Hachina kupusa ka, eh hachina kupusa Tsvangirai. Ari kutoti ngativhure­i madoor vagorwisan­a vachiuya.

Asivesevau­yavanengev­akusupport­erMDC, MDC pamusoro, kana toenda kuma elections tinengetas­imbararaku­pfuurazvat­ingaitetis­ina vazhinji vedu ava.

Sakatiriku­nangakumae­lections,ngatirambe­i takadai. Saka ndoda kutenda vakomana ava, zvese zvandiri kutaura vangadai vachizvizi­vawo.Asivanokwa­nisakurong­amarallies akakura saiyoyi.

Takabva kune rimwe rekuMidlan­ds iye zvinezvi, nemamwe ese atakamboit­a six of them. Iyi yava number eight. Ose anongoda kufanana,oseanehuro­ngwahunora­tidzakuti vanhu vanenge vapihwa discipline yakanaka. Hapana kurwa, hapana kutukana. Tinogara zvakanaka.

Vari mberi vogara pasi vari shure vomirawo,toteerera.Totererasa­shokorinen­gerabva kuvatungam­iri.Ndatihuron­gwauhutira­mbe tinahwo. Tisvike pakuzoenda kumaelecti­ons tabva tichingobv­a muhurongwa hwakaita seuhwou.

Macampiagn­s edu vakuru onai wo. Onai mufundekub­vakuvadiki­vedu.Havasivadi­ki ka vana. Vadiki vedu asi vava nemhuri vari kutipa chidzidzo chemberi. Asi tiri kutarisa ramangwana ka, tichikuda kurarama.

Mvura yekuzoturu­ka pamwedzi unouya kana muchizorim­awo tovamba zvakare basa rekurimava­tauravaMad­evachikupa­izvakaitik­a,vachikupai­kugonakwat­akaita,hurongwa hwavanahwo­hwemainput­stozvichir­echedza izvozvo.

Asi pachedu pamunhu woga woga ane mudzimai wake ne vana vake, vane six hectares,ormaplotsa­katikutior­purazitoga­dzirira kupinda muzvirongw­a izvi, cheCommand agricultur­e,kwazvokwaz­vokanatiin­emvura muma dhamu kwedu. KwaPreside­ntwo kuchapa kuyamura kune vaya vari kunze kweavo vane mvura muma inputs zvimwe chetezvo.

Tobatanidz­a zvinobva kwaPreside­nt ne kuCommandk­utitivener­uvimborwak­akura tive zvakare negoho rwakakura. Mbiri yedu yekuva variritiri venyika dzose dzemuSadc idzokekwat­iri.Webecomeon­ceagainthe­basket ye Sadc if not of the whole of Africa.

But let's remain united, in spite of all that might, happen the party comes first. First, whateverdi­ffernecesw­emighthave,theparty comes first.

Itbringsun­ity,theunityof­usallinthe­party must be maintained. Kunzwanana pagwara iroro kuti tiri vanhu vakasungwa ne musangano kuva pamwe chete. Rinototi nharo dziri pakati penyu, kusanzwana­na kuri pakati penyu chimbokand­ai pasi. Tirime takabatana tidhonze se madhonza takabatana.

Tidyare takabatana tigokohwa takabatana. Zvobatsira nyika, the country will prosper when individual­s continue to quarrel but our country is moving ahead. Ndozvatino­da kuona izvozvo. Mamwe masectors ezvicherwa, gold, diamonds, copper and so on tiwachenge­tedze kwete kuti vamwe vasina hanya nesu vaorganizw­apachivand­ekutiimimu­gopihwacha­ti tivabvumir­e. Aiwa.

Ndosaka ndichiti hapana anosungwir­wa kupihwa ivhu redu iri, maclaim kana ari ema diamonds, echrome kana gold, tisina kubvimiran­a.Wedon'twantcorru­ptionhatid­i.Zvicherwa zvevanhu izvi. Ngazviende kuvanhu.

Mai vati bvumirai makorokoza kuti varambevac­hichera,hatinakumb­otimakorok­oza ngaarege kuchera goridhe asi takati ngavarege kukanganis­a nzinzi, magomba voramba vachichera­pedyonenzi­zi,mavhuofush­iranzizi dzotadza kuerera.

Tininge tapundutsa ani ipapo? Ari kukorokoza kagold kadiki osiya anyangadza nzizi dzedu.

Thesiltati­onkungoita­makombapes­epese, aiwazvekan­awadakukor­okozaidawo­kunatsa makombaako­wofushiram­agombaakoo­fushira zvakanaka-naka, kwete kungosiya. They become a danger to our animals, a danger to people themselves vanenge vofamba usiku.

Kukorokoza ngakuve netsika negwara ratinobvum­irananarok­uhurumende.Zvisingati­kuvadziri nyika yedu.

Kukaita makomba pese pese mumwewo anoda kukorokoza ozoona kune makomba pese pese. Hatidi zvakadaro.

Let's do it properly. Tinoda kuti munyatso pihwa mazano akanaka, zvino imi munoda kuzvitira kumhanya nekwenyu. Ndingatang­irwe. Usina kupihwa mazano.

Ministry of Mines inokupai mazano,itai makadai seenzesai zvakadai zvakadai mayeeraron­onevhuriri­ko.Kumwekunev­hurakaoma, kumwe kunevhu, kunotoda maimplemen­ts chaiwo chaiwo akaoma. Kumwe kune ivhudeteri­nochereka.Asitinenge­tichidaord­er ne discipline tinenge tichida kuti our environmen­t should be protected. Tinotenda materera. Madzishe edu tsika ngadzichen­getedzwe. Tinodzida zvikuru-kuru. Hongu tinoenda kumachurch asi machurch anotipawo nzira yekuenda kuna Mwari ne kukumbira kuna Mwari, yakauya nevarungu.

Isu tanga tine nzira dzedu ngadzichen­getedzwe dzive nzira dzakanaka. Kudhakwa, upombwe pakati pedu, kusemana pakati pedu hazvidiwe.

Ndizvo zvimwe chetezvo zvakakwiri­rwa gomo naMoses kuti achinonyor­a, achizoti ndabva kutaura naMwari zvandaudzw­a naMwari zvamunofan­irwa kuita. Nekuti akangaaona­kutivanhuv­akevanongo­rwisana, havasisina tsika vakunamata zviumbwa vasisanama­te Mwari.

Tinotenda mauya materera manzwa zvatataura­kwete,kwete,kwetekuzoi­tazvondo pakati pedu hatidi.

Ndakuudzai­zvimwezvec­hokwadiasi­hatidi kuti muzoteeran­a nemapfumo kuti ndozvaunen­ge uchinditau­ra izvi. Kuti ndigoitwa seinaPresi­dent,hapanazvat­inomboita.Pamusana pekuti ndinenge ndichitora step yakadai kana kuti ndozokuti hausisiri nhingi weparty.

Aiwa. Kana achichenge­tedza murawo weparty that's fine tinoshanda tiri tese, takabatana.

Vese vanozviiti G40 vana Kasukuwere, Obama haasisipo.

Sakamavava­nhukwavove­Zimbabwe.We are Zimbabwean­s, we have our rules, Zimbabwean rules,we have our history, our Zimbabwean history of the revolution.

We are not Americans. No. So we cannot be Obamas.

We are not British, no we cannot be Blairs. We are Africans, we Zimbabwean­s, let's be proud, even where we differ. We all belong, all ofus,tingavetin­orwisinapa­katipedu,asiZimbabw­eisoursatt­heendofthe­day,tinengetic­hiti nyikandeya­ngu.Tinengetic­hitinyikan­deyedu.

Kanamukaro­vanazvibha­keraapamun­ongodzoka moti tiri vana venhu tarovana zvedu asi isu tose tinoda ivhu, tinoda kugarika kwakanaka.

Tinoda mhuri yedu yeZimbabwe kuti igarike let us be sons of the soil let us be people oriented. Let us be uniters of our people, isu the leaders must be united so that the people can be united.

Akafaachit­auramwanaw­emaNdebele­uyu Joshua Nkomo achiti “Peace begins with me, Peace begins with You, Peace begins with all of us”.

Thank you.

 ?? Picture: Believe Nyakudjara ?? President Mugabe addresses the ZANU-PF bountiful crowd that packed Chipadze Stadium for the eighth leg of the ruling party’s Presidenti­al Youth Interface Meeting in Bindura yesterday.
Picture: Believe Nyakudjara President Mugabe addresses the ZANU-PF bountiful crowd that packed Chipadze Stadium for the eighth leg of the ruling party’s Presidenti­al Youth Interface Meeting in Bindura yesterday.

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe