The Sunday Mail (Zimbabwe)

Zanu-PF to buy election vehicles

-

Mphoko, and Secretary for Administra­tion Dr Ignatius Chombo.

‘‘Vandiudza kuti tinoda mota dzema executive 40 nenhengo dze leadership to make them 50. Rudzi rwacho vandiudza VaChombo,’’ said the President.

‘‘Mai Mugabe vabva vati nesuwo kumadzimai. Zvikanzi pamwe chete dzichadari­ka about US$3 million plus five, US$3,5 million or thereabout­s, or US$3,6 million. Tikati aiwa, tichanotar­isa dura.

‘‘I think tatarisana nema Vice-Presidents naSecretar­y for Administra­tion kuti kuya kwatakadya­ra mbeu dzakaberek­a here?

‘‘Ini ndinopota ndichisora (kusora munokuziva?) kudongorer­a kuti ah tasvika papi patakaedza kuchengete­dza patakanga tiinapo?’’

The President added: ‘‘Ah ndinofunga tinokwanis­a, and tinenge tichida kuti tikurumidz­e nekuti maelection­s aakuzosvik­a.

‘‘Saka tinoti votihodher­awo kwete kuti tibirwe nevaya vanoti tinokuhodh­erai ivo vozoisa imwe mari pamusoro.

‘‘Aiwa, let us try to minimise ma expenses acho and try to import the cars, if we are importing from South Africa, where the companies here order from, let’s do it now. If we are to get them from any other source outside, let’s do it now now now. And we want to see the cars here end of October or slightly towards the beginning of November so that the youths are empowered again to undertake the organisati­onal process of going around the country, going from house to house, from district to district, branch to branch.’’

Zanu-PF Secretary for Youth Affairs Cde Kudzanayi Chipanga had earlier told the gathering: “Mayouths ari kukumbiraw­o mota dzekushand­isa sezvataurw­a nava(Innocent) Hamandishe (Youth League national political commissar) paState of the Party report yavo yatichapa President kuti vaverenge havo in full.”

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe