The Sunday Mail (Zimbabwe)

Ngaibake lyrics

-

FREEMAN Boss ft Alick Macheso HKD (Ngaibake) Hook

Mulengi anati tienela kusangalal­a chabe

osati tisimenyan­a

Chiiiko ipapa chamurover­ana ipapa Hamuna kunetsana tikazvitsv­aga hapana Chinjai mupakaa haisi nguvana yekur

wisana

Titambe tiki-taka prezha topisirana se Barca

Chorus

Saka ngaibake

Nguva yekufara yacho ndiyoyi Saka ngaibake

Iwe Dj pula Ngoma itange zvee iyi Saka ngaibake ahweeeeee Nguva yekufara yacho ndiyoyo ahwee Saka ngaibake ahweeeeee

Iwe Dj pula ngoma itanga zvee iyi Freeman verse 1

Ma n, xono aripo

Ma Gallies gozha Ndatora ma pic palnsta nda posta Bangooo guhwa rasvika ku Joza Akupisa pa Zimbabwe ndi Doctah Na mhlanje xiyawa ne xhosa kufara nguva

ino ndokwaka kosha

Kuna Zino na Tich ndafona batai Tonde

naWattah ku Comha Juggling Sly pa Cappa bata Godogo kuLon

don tina Papa Alick Macheso

HK now we party

Chorus

Saka ngaibake ahweeeeee

Nguva yekufara yacho ndiyoyi ahwee Saka ngaibake ahweeeeee

Iwe Dj pula ngoma itange zve iyi Freeman verse 2

Kufara chete kwete kupindana hard Uhm uhm zvino disturber party

Ma n, xono ma good ngauye ku front espe

cially vanobvumwa ne vhati Hona smart yakarohwa nema kazini vamwe

3 stripes vamwe mu Vans Gwytes usamire kukuchidzi­ra moto

moto

Ramba uchibviris­a dhanzi

Pre-chorus

Chiiiko ipapa chamurover

ana ipapa

Hamuna kunetsana tikazvitsv­aga hapana

Chinjai mupakaa haisi nguvana yekurwisan­a

Titambe tiki-taka presha topisirana

se Barca

Chorus

Saka ngaibake ahweeeeee Nguva yekufara yacho ndiyoyi

ahweeeeee

Saka ngaibake ahweeeee

Iwe Dj Pula ngoma itange zvee

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe