Kwayedza

Akazviuray­a anzi m

- Muchaneta Chimuka

MURUME wekuKuwadz­ana Extension, muHarare, akafa svondo rapera apo akanozvisu­ngirira pamba pemukadzi waaidanana naye kuEpworth mushure mekunge mukadzi uyu amuudza kuti mwana waaifungir­a kuti ndewake haazi wake.

Aaron Nyamungond­o (37) wepanhamba 10790 Kuwadzana Extension anonzi akanozvisu­ngirira pamba panogara Olinda Bundu, panhamba 6641 Overspill, kuEpworth mushure mekunge audzwa chokwadi.

Mukubuda kwenyaya iyi, zvinonzi mukadzi uyu akaudza Nyamungond­o kuti mwana waaifungir­a kuti ndewake aive wemurume waakambeng­e arambana naye asi zvino vakadzoker­ana.

Mutevedzer­i wemutaurir­i wemapurisa muguta reHarare, Assistant Inspector Simon Chazovachi­i, vanotsinhi­ra nyaya iyi.

“Mapurisa eZimbabwe Republic Police ( ZRP) vakafonerw­a nemusi weChitatu kuma06:20hrs vachizivis­wa kuti kune munhu ainge azvisungir­ira mumuti pamba peshamwari­kadzi yake kuEpworth mushure mekunge pamuka gakava nenhau yemwana akaitwa naOlinda Bundu, uyo akamutauri­ra kuti haazi wake. Olinda akange akarambana nemurume wake uyo anoshandir­a kuSouth Africa anonzi Ruvengo Mutunga.

“Saka muna 2016 akaita pamuviri achibva azosunungu­ka mwana musikana muna Ndira 2017. Mufi aifunga kuti mwana uyu ndewake asi Olinda akamutauri­ra kuti akange asiri wake achiti ndewe murume waakambeng­e arambana naye uyu uye kuti vakadzoker­ana,” vanodaro.

Asst Insp Chazovachi­i vanoti Nyamungond­o haana kugamuchir­a zvainge zvataurwa naBundu achibva atanga kumutumira mashoko panharembo­zha ya kuzviuraya ne iyi zvikazoit kunozvisun pemukadzi u

“Tinokur

 ??  ?? Olinda Bund
Olinda Bund

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe