‘Kufirwa imhosva here?’
MUMWE murume anoti ari kuoneswa pfumvunehamadzemukadziwake,uyoava mushakabvu,idzodzakamubhadharisa$100 mushuremekungeabvisachitofuchemufiuyu pamagetsizvisinamvumoyavo.
Charlse Muenzanise akamhan’arira varamu vake vanoti Sibusisiwe Bayayi naPetronella Nada kudare reHarare Civil Court achitivarikumushaisarugare.
“Vanhu ava vane hundyire hwakashata chose.Vanouyakumbakwanguvarichikwata vachidakundirwisaapomotadzinengedzakapakwakunzekwegedhi zvangu kuti ndibve pamba pangu pandakavaka ini nemudzimai wangu. Imhosva here kutimudzimaiwanguakafa?”akadaroMuenzanise.
Anotinguvayadarikaakaripiswanehama dzemukadziwakemushuremekungeabvisa chitofu chavaishandisa pamagetsi achiisa chimwe. “Ndakabvisa chitofu chaishandiswa nemudzimai wangu pamagetsi ndichiisachitsvavakandiripisa$100vachitindakazviitireivasipo. nekuvapa$40.Mariyavondinovapahandirege, cherozvazvozvirizvinhuzvisinabasazvekuda kungodyiranamarinekukaurisana.”
Akaendereramberiachiti:“Vakauyavakatakura unit, mubhedha nematerevhizheni sezvinonzi handina kuroora kana kuita vana nehama yavo. Mukadzi wangu achiri mupenyu, vaimufonera neprivate number vachitaura zvinotyisa kusvikira tazozvibata kuti ndivo.” Bayayi naNada vakaudza dare kuti havasi kurwisana nemuramu wavo asi kutivaingoendakumbakwakevachibvunza $40yakangayasarapamariyavakamuripisa.
“Hatimbovarwise babamukuru asi kuti tinongoendakumbakwavotichidamariyatakawirirana zvavarikutauramanyeponekutihandinakana musiwandakambovatuka,”akadaroBayayi.
MashokoakeakatsinhirwanaNadaachiti haana kana musi waakamboshungurudza Muenzanise. Mutongi Sharon Rakafa akapa Muenzanisegwaroredzivirirondokutivatatu avakanapanezvirikunetsapakatipavovagadzirisane