Kwayedza

Chikoro chakavandu­dzwa

- Daphne Machiri

MUTEVEDZER­I wegurukota redzidzo yepuraimar­i nesekondar­i, Professor Paul Mavima vanoti Hurumende iri kuvandudza zvikoro zviri kumapurazi uko kwakagaris­wa vanhu patsva nedonzvo rekuti vana veko vawane mukana wekudzidza sevamwe.

Vakataura mashoko aya nguva pfupi yadarika pakuparurw­a zviri pamutemo kwemakamur­i ekudzidzir­a akavakwa pachikoro cheBatanai Primary School chiri kuHeadland­s mudunhu reMakoni North.

Chikoro ichi chakavakwa nerubatsir­o rwemari yakabva kuhomwe yeDistrict Developmen­t

Levy El’Dee Dimingu – 1. chigayo - chibage; 1. dhibha - mombe; 2. munda - zvirimwa;

3. dziva - hove; 4. tsime - mvura.

*** Michelle Kamuti, Excell College, Zengeza 2, Chitungwiz­a – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. hove; 5. mvura.

*** Nyaradzai Jaji, Kowo Secondary, Mutoko – 1. chigayo - chibage; 2. dhibha - mombe; 3. munda - zvirimwa; 4. dziva - hove; 5. tsime - mvura.

*** Shameine Sixpence, Grade 5, Dunamis Primary School – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa;

4. Hove; 5. mvura.

***

M. Mzenda, Mutare – 1. Kuonererwa; 2. Kufarisa; 3. Kunyanyofa­risa; 4. kudzorwa/ kuyambirwa; 5. kutya.

*** Brighton Chihondo, 45 Dura, Zengeza, Chitungwiz­a – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove; 5. Mvura

***

0775 888 546 – 1. chigayo - chibage; 2. dhibha - mombe; 3. munda - zvirimwa; 4. dziva - hove; 5. Tsime - mvura

*** Colleen Shunje, Eastview – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa;

4. Hove; 5. Mvura.

*** Panashe Muza – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove; 5. mvura. ***

Farai Hamela, Mutare – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove; 5. mvura. Fund (DDF).

Prof Mavima vakapawo chipo chemakombi­yuta 100 kuchikoro ichi kuitira kuti vana vepo vabatsirik­ane mudzidzo yavo vachifambi­ranawo nenguva kuburikidz­a neE-learning.

“Kuvakwa kwezvikoro neHurumend­e kune chinangwa chekuti mwana wose ave nemukana wekuwana fundo. Naizvozvo Hurumende iri kuvandudza zvikoro zviri munzvimbo dzakagaris­wa vanhu patsva.

“Tinotenda zvakare DDF nekushanda kwairi kuita nesimba mukuvandud­za zvikoro,” vanodaro Prof Mavima.

Vanoendere­ra mberi vachiti,

*** Matore Ruvarashe Chigayo –

1. Chibage; 2. dhibha - mombe;

3. munda - zvirimwa; 4. dziva - hove; 5. tsime - mvura.

*** Tinashe Mangava, Honde Valley – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove;

5. Mvura. ***

0772 397 742 – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove; 5. Mvura. *** Rejoice Zuze – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove; 5. Mvura.

*** Silence Makonese 4A, ZRP Mabelreign Primary School – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa;

4. Hove; 5. mvura.

*** Tawananyas­ha M, Braeside – 1. Chibage; 2. Mombe; 3. Zvirimwa; 4. Hove; 5. Mvura

***

Kasm Saidi, Westgate – 1. Chibage; 1. Mombe; 2. Zvirimwa; 3. Hove; 4. Mvura

***

0774 332 399 – Chinono chinengwe bere rakadya richifamba.

***

0776 525 066 – 1. chigayo - chibage; 2. dhibha - mombe; 3. munda - zvirimwa; 4. dziva - hove; 5. tsime - mvura

***

0771 770 223 – 1. Chinono chinengwe bere rakadya richifamba; 2. Muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo;

3. Chenga ose machena hapana risina mhodzi; 4. Mwana washe muranda kumwe; 5. Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara. “Vamwe vana kare vaidzidzir­a mudzimba dzemumapur­azi, pasi pemiti nemumadhir­ihora efodya uye vamwewo vachinaiwa nemvura, asi zvakapera nekuti zvikoro izvi zviri kuvandudzw­a,” vanodaro Prof Mavima.

Vachitaura­wo pachiitiko ichi, gurukota remhando dzemoto, Dr Samuel Undenge vanoti bazi ravo riri kuenderera mberi nekuisa magetsi muzvikoro nedonzvo rekutsigir­a E-Learning.

“Kuti chirongwa cheE learning chifambe, chinoda magetsi kuitira kuti vana vadzidze vachifambi­rana neruzivo rwechimanj­emanje,” vanodaro Dr Undenge.

*** Marvellous Mupariwa, Grade 6 Yellow, Makomo Primary, Epworth – 1. Kumera muswe kuita manyawi; 2. Kurebesa muswe kushaya nyadzi; 3. Kurasa muswe kupembera; 4. Kudimurwa muswe kunyadzisw­a; 5. Kupeta muswe kuzvininip­isa.

*** Josphat Simawo, Sentosa Mabelreign – 1. Kumera muswe kuita zvinhu zvausiri kufanirwa kuita; 2. Kurebesa muswe kuenderera mberi uchiita zvinhu zvakashata; 3. Kurasa muswe kufarisisa uchiita zvakashata; 4. Kudimurwa muswe kudziviswa apo wanga uri mushishi yekuita zvakashata; 5. Kupeta muswe kuva nekutya kwakakura.

*** Richman Nyamvura wekuMakosa High School, Mutoko anobvunza kuti: 1. Chii chinonzi nduramo?

2. Kuti chabhenda chabhenda mbambaira haitwasuki itsumo here?

*** ZVEKUITA SVONDO RINO: Tiudze chinhu chimwe chete chinoender­ana nezwi riri kuruboshwe:

1. Mvuto – mashizha, moto, hoto

2. Pfunhambuy­a – misodzi, mvura, chura

3. Kutsetsa kuchema, kukuya

4. Zhumu – muswe, dundundu, musoro

5. Muhwezvwa – nyoka, zviyo, nhiyo – *** kufamba,

Mhinduro svondo rinouya. . Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe