Kwayedza

Tishamwari­dzane

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwari­dzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana kutumira sms panhamba dzinoti: 071

-

MAKADINI veKwayedza? Ndinotsvak­awo murume wekuvaka naye musha, ndiri mukadzi ane makore 29 nemwana mumwe chete uye ndiri pamushonga. Ndinoda asingarati­dzi kurwara. Nhare yangu 0712 156 106.

*****

Ndiri murume ane makore 42 nevana 2, HIV negative uye ndinoshand­a muHarare. Ndinotsvag­a mukadzi anoda zvemba ari pachokwadi asi ngaave anoshanda. Andifarira ngaandibat­e pa0774 213 174 kana kutumira sms totaura.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 2, ndiri pamushonga uye ndinoita basa rekutenges­a-tengesa. Ndinodawo murume ane makore 45- 55 ave kuda kuroora. Ndinogara kuMaronder­a, ndinobatik­a pa0775 828 372.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 asiri pamushonga, ndinoda mukadzi ane makore 20- 25 asati aroorwa. Ari pachokwadi ndibate pa0772 316 584.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36, HIV+ uye ndine vana 2. Ndinotsvag­awo murume anoda zvemba ane vana vakewo ane makore 40-50 ari pachokwadi. Matsotsi nevarume vevanhu kwete. Ndinogara muHarare ndimo mandinosha­ndira, ndodawo asingatari­dzike kuti ari pamushonga. Andifarira ngaandibat­e pa0771 145 153.

***** Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 35 nevana vaviri, ndinodawo mukadzi ane makore 25 zvichidzik­a. Nhare yangu 0713 774 521.

***** Makadii veKwayedza? Ndingafara makashamba­dza shambadzo yangu. Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana vaviri. Ndiri HIV positive uye ndinotsvak­awo murume ari HIV positive ane makore 38 kusvika 45 anoda zvekuroora kwete zvekutamba asi vane vakadzi vavo kwete. Nhamba dzangu dzinoti 0777 913 679.

*****

Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvag­awo

mudzimai ane makore 25 kusvika 30 ane mwana mumwe kana vaviri asi kwete mudhafu. Nhare yangu 0772 266 082. Ndinoshand­a, handisi pamushonga uye ndinoda anoda kunoongoro­rwa ropa.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 32 nemwana 1. Ndinotsvag­awo murume ane makore 33-37 ane mwana uye ari pachokwadi. Vanonwa kwete, andida ndibate pa0717 550 283.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34 ndinotsvag­awo mukadzi anoda imba ane makore 25 kusvika 30. Ane mwana mumwe kana asina ngaandibat­e pa0776 193 153.

***** Makadii vatsigiri vechirongw­a? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvag­awo mukadzi akanaka pameso nechimiro ane rudo. Ngaave ane makore 18 kusvika 26 asina mwana kana ane mwana heuno mukana! Andifarira fona kana kutumira sms pa0772 245 845.

***** Makadiii henyu? Ini ndiri mukomana ane makore 27 okuberekwa ndinotsvag­awo musikana wekuroora naye asina chirwere. Ngaandibat­e pa0776 360 444.

***** Makadiii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvag­awo mudzimai ane makore 25 kusvika 34 angave nemwana mumwe. Andifarira ngaandibat­e pa0776 573 660.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 38 nemwana 1, ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 18-30. Ari pachokwadi ndibate pa0771 295 873.

***** Makadii veKwayedza? Ndinotsvag­awo

mukadzi ane makore 18 kusvika 22 wekuroora ane mwana

1. Ini ndine makore 25 uye asina mwana kwete. Ada nezvangu ndibate pa0777 335 988.

***** Makadii henyu? Ndiri mudzimai ane makore makumi maviri nemaviri, ndinotsvag­a murume anoda kundiroora ane makore 23 kusvika

28. Akazvipira kuongororw­a ropa ndibate pa0715 501 485.

***** Makadii? Ndiri murume ane makore 38 nemwana 1. Ndinotsvag­awo mukadzi ane makore 18-30 ari pachokwadi. Nhare yangu 0771 295 873.

*****

Ndiri murume ane makore 31, ndiri kutsvagawo musikana wekushamwa­ridzana naye ane makore 20 kusvika 25. Ini ndinoshand­a, ngaave ane mwana mumwe. Andifarira ngaandibat­e pa0785 446 677.

***** Makadii veTishamwa­ridzane? Ini ndiri murume ane makore 32 ndinotsvak­awo mudzimai wekuwadzan­a naye ari pachokwadi. Ngaave ane mwana 1 kana asina ane makore 20- 27. Andifarira ngaandibat­e pa0777 065 705.

*****

Ini ndiri musikana ane makore 20 okuberekwa, handina chirwere uye ndinotsvag­awo mukomana anoda kuroora anoziva Mwari. Vanotamba kwete, ngaave ane makore 30 zvichidzik­a. Zvakawanda tozotaura pa0776 517 279.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 3 uye ndinotsvag­a murume ari pachokwadi kwete wekutamba naye ari pamushonga uye anoda zvekuroora. Anoda vana vangu ngaandibat­e pa0778 028 808.

*****

Ndiri mukomana ane makore makumi matatu nemashanu, ndinotsvag­awo musikana ane makore 18 kusvika 25. Andifarira anondibata pa0736 229 072.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27 ndinoda mukadzi ane makore 20. Anotya Mwari ndibatei pa0776 407 492.

*****

Ini ndinonzi Kundai, ndine makore 28 nevana 2 uye ndinogara kuMaronder­a. Ndinodawo murume ane makore 30 kusvika 45 asingarwar­i. Ane vana vake uye anoshanda akarongeka ngaandibat­e pa0735 588 632.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana vatatu, ndiri kutsvagawo murume anoda zvemba ane makore 45 kusvika 60. Andifarira anondibata pa0777 032 363.

***** Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvak­awo musikana ane makore 18 kusvika 23 ari HIV positive asati oratidza kurwara nekuti ini ndakasimba. Ndinoshand­a muHarare saka ngaave ari muHarare. Matsotsi kwete ndaneta navo, andida anofona kana kutumira sma pa0784 771 788 chero nguva.

***** Makadii? Ndinotsvag­awo musikana ane makore 20-25 ari HIV positive sezvandiri asina mwana. Ndinoda ari pachokwadi ane zvaanoita muupenyu. Ndapota ndinoda anogara muHarare asi matsotsi nevanotamb­a musapedze nguva. Andifarira ngaandibat­e paWhatsApp, sms kana kufona pa0772 761 114.

***** Ndinokuten­dai veKwayedza, ndakawana wandaida saka ndinoti kune vachiri kufona panhamba idzi 0773 170 066 regai henyu zvakaita. Ndatenda.

***** Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 28 nemwana mumwe chete uye ndinotsvag­awo mudzimai ane mwana 1 kana asina ane makore 18 kusvika 25. Ndinoshand­a uye ndinogara kuRuwa, nhare yangu 0777 162 153.

*****

Ndiri murume ane makore 43 ndinotsvag­awo mukadzi ari pachokwadi ane vana vaviri, ini ndine 4 asi ndinogara nemumwe chete. Ndiri HIV positive ndinoda ane makore 2535. Ari pachokwadi ngaandibat­e pa0736 145 884 asi vanoda kutamba neasati apedzerana nemurume wake kwete. Ndoda asina murume zvachose.

*****

Ndiri mukadzi ane makore 33, HIV positive uye handishand­e. Ndine mwana 1, ndinoda murume anoshanda, anonamata ari pachokwadi. Ane makore 35-40 ane rudo fona pa0777 076 942.

***** Makasimba here? Ini ndiri mukadzi ane makore 40, ndinotsvag­awo murume anondiroor­a ane makore 45 kusvika 60 nevana vaviri. Ndakambony­orera ndakasanga­na nevaive nevakadzi vawo. Nhamba dzangu 0774 193 667.

*****

Ini ndakambony­orera tsamba yangu kuTishamwa­ridzane asi ndakashaya wandaida. Ndiri murume ane makore 50 okuberekwa, mudzimai wangu akashaika muna 2003. Handinwi mapiritsi, vana vangu vakura vozvicheng­eta. Ndinoda mudzimai ane makore 20 kusvika 30, ndiri kuMasvingo. Ndinoda mudzimai anobva Mutare, Chirumanzu, Mberengwa, Mwenezi, Chipinge neZvishava­ne. Anondida anondibata pa0774 582 300.

***** Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 ekuberekwa uye ndinodawo murume ane makore 3555. Ndine vana vatatu, nhare yangu 0737 430 181. *****

 ??  ??

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe