Kwayedza

CHISHONA CHAKANAKA

-

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumir­a mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsiran­e kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.

*** MHINDURO DZESVONDO

RAPERA:

1. Fodya yebute inochenget­erwa mu . . . (nhekwe)

2. Svinga rehuni rinosungwa ne . . . (rwodzi)

3. Kadende kadiki kanoiswa mafuta kanonzi . . . (chinu)

4. Katemo kanobatwa panenge pachitambw­a mbira kana mimwe mitambo yechinyaka­re kanonzi . . . (gano)

5. Imba inorara vasikana inonzi . . . (nhanga)

***

ZVAKABVA KUVANA:

Marvellous Mupariwa, Grade 6 Yellow, Makomo Primary School, Epworth – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

* **

Norah Rashama, Domboshava – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga

* ** Gladmore Kachere – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Goko; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Brooklyn Mverechena, Grade 7, Vainona Primary School, Borrowdale – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu;

4. Gano; 5. Nhanga.

* ** Shephard Katanda, Banket – Mandikurum­idzira akazvara mandinonok­a.

* ** Wilbert Katanda, Banket – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinhu; 4. Gano; 5. Nhanga.

* ** Margret Watyoka, Grade 7, Beautiful Biginers Primary School – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

* ** Shantel Nyambewa, Grade 4E, Chinhoyi Primary, Chinhoyi – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. nhanga.

*** Munashe Nyarambi, Jonasi Primary School – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi;

3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Faith C. Matonhora, Jonasi Secondary – 1, Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Michele Kamuti, Chitungwiz­a –

1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Brighton Chihondo, 45 Dura, Zengeza 1, Chi-town – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Rutendo Murambiwa, Grade 4, Dzivarasek­wa Barracks – 1. Nhekwe;

2. Rwodzi; 3. Chinhu; 4. Gano; 5. Hhanga

*** Moreblessi­ng Bomba, Muguta High – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Akudzwe Masuka, Grade 3D, Shingai Primary School, Zengeza, Chitungwiz­a – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi;

3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Megi Magi Margret Watyoka, Grade 7, Beautiful Biginners Primary School, Marondera – 1. Nhekwe; 2. rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Lilian Tobibs, Grade 5, Donzwe Primary, Mudzi – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Goko; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Mai Tadysa paEpaz (Epworth) – Kumhanya handikusvi­ka.

***

Leah Zari, St Noah 2 Primary, Nyanga – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Remigio Maseka, Hatfield, Harare – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Busi Pongo, Budiriro 5 – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Prince T. Mahwanya, Grade 5, DZ Barracks Primary School – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

***

Fadzai Rugoho, Watefalls, Harare – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Zvikombore­ro Aroveshita, Form 2, Chikonde Secondary School, Seke – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. gano; 5. Nhanga.

*** Rangarira Zhou, Kadoma – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Princess Mafuta, Grade 4A, Guinea Fowl Primary, Gweru – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Gano; 5. Nhanga.

*** Exhibit Kariga, Grade 6, Mururi Primary School, Murombedzi – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. gano; 5. Nhanga.

*** Panashe Ethel Kashoma – 1. Nhekwe; 2. Rwodzi; 3. Chinu; 4. Sanhu; 5. Nhanga.

***

Newspapers in English

Newspapers from Zimbabwe